ALL ACADEMIC HELP
ALL ACADEMIC HELP
February 8, 2025 at 06:48 PM
Munhava yebenzi munowanikwa zvese, asi waita chake ihombarume. Shungu dzemoyo dzaive dzekudedzera ndave pamusoro pechikomo. Vekwangu vakanga vandirongera rimwe zano. Wedenga haapikiswe paanozarura. Ndini uyo tariro iri muhana ,Simba rapamhidzirwa kazana ndakanga ndisingangofanire kuhumana. SHONA Intro Good night

Comments