Zimᴄᴇʟᴇʙs ʟ€ᴀᴋs
Zimᴄᴇʟᴇʙs ʟ€ᴀᴋs
February 15, 2025 at 06:33 PM
Hie post as hidey . Ini ndiri mukadzi akaitiswa mwana aine 15 yrs now im 40 . Ini challenge yandiinayo ndakakura tichigara mu one room ini ne mwana wangu musikana but ini ndaiti akango buda ndounza ma boifriends angu kuti ndiwanewo mari ye school fees ,ne rent some times ma booyfriends aya aiuya pakati pehusiku mwana arara ofumo enda makuseni seni . So mwana akango kura ndichiita izvi . Chakazoitika ndechekuti mwana ane 20 yrs ndakaita chimwe chikomba chaipota chichiuya kumba takango danana kwe 2 weeks munhu ndokusatozooneka kana mafon aisadaira .ini hazvina kundidya moyo hangu asi chakazondinetsa ndechekuti mwana akangoti ndawan basa mutown ndakunoshanda ini handina kuramba , after a month akati ndakud kugara ndega kudhuze nekubasa ini i was happy because life ye mu one room yaisaita . Samai handina kumboita shungu dzekuti ndione kuti mwana ari kugara pai hangu aingoti ndiri kugara pa basa until last year mwana ato ne 25 yrs mwana akaita nhumbu ndipo paakati chimbouyai muone mukwasha nepandakugara ndakati regai ndiuye sezvo all this while aingouya ndiye kumba or kusangana mu town . Pandakaenda paye ndakashamisika kuona mwana achigara full house mu avondale asi aiti anogara ku dz , kupinda mumba make kudai ndakashamisika kuona ma picture ababa vaye chikomba changu chekundi nyararira . Ndakabvunza mwana kuti pamba pani pano akati pangu ,ndikati ko ma pictures a baba ava ari kuitei pano ndipo paakati ahhh ndivo vamurume wangu . Weduwe ndiri kurwadziwa ndodiii ini baba ava havana kana kumbondichengeta ndairara navo vachindipa $10 chaiyo asi mwana wangu atova nemba yakazara ne mota . Admin ini ndasvika pakuvenga mwana zvekuti kana paine vanokwanisa kugadzira kuti murume amusiye auye kwandiri please help . handina basa nekuti iye anozoitasei because murume uyu chikomba changu ini handinga rambe ndichigara one room iye mwana achidya ma benefits angu
😂 🖕 😮 😢 💩 🙆‍♀️ 🚮 42

Comments