Wobic Chanel 1
January 23, 2025 at 11:54 AM
[23/01, 12:06] Graft Kumbonzwa BabaMadhuve🦓: Hi mungawanewo vanobvuma kuita relocate vese nemurume here vachichengeta pamba ku hararre
[23/01, 12:22] Wobic: Yes budget yakamirasei
[23/01, 12:22] Graft Kumbonzwa BabaMadhuve🦓: If they both want to work its 200 each
[23/01, 12:22] Graft Kumbonzwa BabaMadhuve🦓: Murume ari gardner
[23/01, 12:23] Wobic: Ok kupi
[23/01, 12:23] Graft Kumbonzwa BabaMadhuve🦓: Highlands
[23/01, 12:24] Graft Kumbonzwa BabaMadhuve🦓: Ndinenge ndichida vakavimbika vanogara ipapo mukadzi achoshanda mumba murume gardener. Ndinouya ndichiuya ku zim.
[23/01, 12:25] Graft Kumbonzwa BabaMadhuve🦓: Vanogona imba hombe here to keep it very neat and tidy
[23/01, 12:26] Wobic: Ihombe sei
[23/01, 12:28] Graft Kumbonzwa BabaMadhuve🦓: Ihombe
[23/01, 12:28] Graft Kumbonzwa BabaMadhuve🦓: Asi kuti kazhinji tinenge tisipo tiri kuno ku south
[23/01, 12:28] Graft Kumbonzwa BabaMadhuve🦓: Toita tichimbouya ku zim
[23/01, 12:28] Wobic: Ok kuharare kupi munhuwashe
[23/01, 12:29] Graft Kumbonzwa BabaMadhuve🦓: Highlands munhu washe
[23/01, 12:43] Wobic: Ok