CYNTHIA SHONA NOVELS ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ
CYNTHIA SHONA NOVELS ๐Ÿ‡ฟ๐Ÿ‡ผ
February 7, 2025 at 12:34 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VadmmJj545urLscEqj2v ๐™ˆ๐™–๐™ž๐™ฃ ๐™œ๐™ง๐™ค๐™ช๐™ฅ https://chat.whatsapp.com/LpOm9g3QLyGLXc3VYRnyPp ๐˜พ๐™ค๐™ข๐™ข๐™š๐™ฃ๐™ฉ ๐™œ๐™ง๐™ค๐™ช๐™ฅ https://chat.whatsapp.com/JxhGl46Ji863w1Vq9O33a8 โœจโค๏ธ๐‘†๐ถ๐ด๐‘…๐‘† ๐‘‚๐น ๐‘Œ๐ธ๐‘†๐‘‡๐ธ๐‘…๐ท๐ด๐‘Œ, ๐ฟ๐‘‚๐‘‰๐ธ ๐‘‚๐น ๐‘‡๐‘‚๐ท๐ด๐‘Œ โ™ฅโœจ ๐™Ž๐™๐™Š๐™๐™” ๐™’๐™๐™„๐™๐™๐™€๐™‰ ๐˜ผ๐™‰๐˜ฟ ๐˜พ๐™๐™€๐˜ผ๐™๐™€๐˜ฟ ๐™ˆ๐˜ฝ๐˜ผ๐™‡๐™„๐™€โœจโœจ +263 71 990 0864 ๐™€๐˜ฟ๐™„๐™๐™€๐˜ฟ ๐˜ฝ๐™” ๐™Ž๐˜ผ๐™Ž๐˜พ๐™Š ๐˜ผ๐™†๐˜ผ ~๐™„๐™Ž๐™ƒ๐™ˆ๐˜ผ๐™€๐™‡~ ๐™๐™ง๐™š๐™š ๐™—๐™ค๐™ค๐™ , ๐™ ๐™ž๐™ฃ๐™™๐™ก๐™ฎ ๐™จ๐™๐™–๐™ง๐™š (๐˜ฟ๐™ค ๐™ฃ๐™ค๐™ฉ ๐™˜๐™ค๐™ฅ๐™ฎ ๐™ค๐™ง ๐™š๐™™๐™ž๐™ฉ) *Chapter 10* *ADIYESA* Takangoti tichipinda mumba ndakabva ndangodonhedzwa zvekuti ndakasvika ndichinorovera nemagar*. Nditi ndakanzwa butter ndinganyepe asi ndakamama horyt. Ndakanzwa akuti..... "Simuka apo usandipedzere nguva" ndakaramba ndakagara hangu ndichinyepedzera kudhakwa kah semunhu anga achizivikanwa kuti ambonwa. Pandaive ndakuda kutozvambarara hangu akabva ati.... "Wakada kunyepedzera kunge wakadhakwa ipapo ndokumamisa wakaita sobber wanzwa. Ndati simuka apo iwe. Ahusi wakuda kundijairira here iwewe?." ipapo handina kumbofunga zvakawanda ndakasimuka ndichida kuenda kumhanyira kuroom kwedu ndonozvikira imomo nekuti face yandayiona pamberi pangu yaitoneka kuti ine hasha. Pandakati ndisimuke ndimhanye ndakabva ndarohwa gunha ndakadonha nedumbu. Ndakanzwa iye achiti "Apa ukuda kuenda kupi iwe?." Ipapo tudoro twese nenyama yese yandaive ndadya uko yakabuda yese.Ndakaita mapombie angu ndiri pasi ipapo pandaive ndakunzwa kuti zvapera. Ndakanzwa akuti.. "Simuka ugare pasofa apa tione" ndakamboda kutiza futi asi ndakazodzikama ndafunga kuti anokuvara ndini kudzikama kuri Boe. Kutongoita zvaari kuda zvacho ndokuri right. Ndakasimuka paya ndakagara pandaive ndajongedzerwa Pancho. Zvemarutsi ndakati ndezvimwe izvo. Iye akapinda mukitchen umo mandaifunga kuti zvimwe ayenda kuno nditorerawo mvura. Semunhu aiva arutsa asi ndakatozoona munhu achidzoka akatakurana nechair. Iyo yakasvika achiisa pamberi pangu achigarapo. Ndakashaiwa kuti chava chii futi chakuda kutora nzvimbo. Chiona serious yaiva akamenya kumeso ake akanditarisa neziso rayiita kunge richandidya. "Mwana ari kupi?" mubvunzo iwowo wakandirovesa nehana. Pese pandaifara uko handina kumbobvira ndafunga nezvemwana. "Ahuna kunzwa zvandabvunza here iwe?" akadaro futi. "Auya akatorwa natete Daisy" "Mataurirana kuti anodzoka nguvai naye," saka ari kundibvunzirei zvinhu zvaanoziva nxaaa. Mukomana uyu ibenzi chete. Ndaitaurira mumoyo hangu ndri pakati pekuzviudza zvisina basa ndakazovhunditswa achitii.. "Iwe ndiri kutaura newe ndidaire" "Na five," ndakadaro ndakutya kurohwa sezvo munhu ainge akwidza voice. "Apa nguvai," ndakamboda kumuti tarisa wega zve time dzacho, asi mood yaiva nemunhu wacho yaitotyisa. Ndakatarisa time dzacho pafon pangu ndakaona dzichiti past seven. Ndakamuudza time dzacho akabva ati... "Saka iwe wanga uchiudza Daisy kuti unodzoka na five uchiziva kuti unenge usipo hako. Apa waramba kuenda kwandanga ndati muende naDaisy uchida kuenda hako kunodhakwa nedoro uko. Day ratakaita part pano waisa zviita kaholy sister usinganwe doro. Hooo imi amunwire pamba monwira out kwamunenge muchitambira varume uko. Kusanyara kwako kahure kemunhu"word rekunzi hure arina kundibata zvakanaka. Ndakambofunga kuda kumupindura asi ndakazvidzora nekuti ndainyatsoziva kuti ndakada kumu pindura ndairohwa zvakaipa. Akaenderera mberi nekuti... "Pano apana doro here. Fridge ahina kuzara nedoro here iyi kana waida zvekunwa doro wakadii kutora mufridge wanwa hako kana wanga uchida nyama yakazara umo, asi yakapera here.?" ndakadzungudza musoro wangu zviya zvekuti kwete ichirimo. "Saka chii kuda kunotamba radio stereq hanty. Apa uchitambira varume uchibatwa batwa magaro nevarume. Puu unosemesa iwe hure remunhu," akadaro achitondisvipira kumeso. Ipapo kumutya kwese kwakapera nekuda kwehasha dzandainzwa dzichizara mandiri asi ndaizvidzora ndichiziva kuti shasha yandinayo ino tsika munhu big size. " Kana ndiri hure ndidzosere kumba kwedu,"ndakadaro. " Pane akambokurambidza kudzokera kumba kwenyu here,"paive pasina hapo akambondirambidza kuenda kumba. Ndakabva ndatoda kusimuka kuti ndinorongedza mabag angu ndiende kumba kwedu. Ndakati ndichisimuka ndakabva ndadhonzwa ruoko ndichidhonzerwa pasi zvine simba ndakasvika ndichinogara pasofa. " Iwe ahusimuke ndichitaura wanwa. Apa ukuda kuenda kupi ini ndichitaura newe.?" "Dakuenda kumba kwedu" "Iwe usade kundinakidza wanzwa" akadaro achiseka kunge achadambuka mbabvu nekuseka. Akaenderera mberi nekuti.. "Kumba kwenyu uchaenda asi Kana ndapedza newe wanzwa. Handingambokusiye uchidzokera kumba kwenyu ndisina zvandaita newe ndinenge ndagonei asi," ndakashaiwa kuti ari kuedza kuti chii Kana achidaro. "Kumba kwenyu unoenda mangwana. Simuka ipapo tione" akadaro achitosimuka ini ndakaramba ndakagara hangu. "Handidi kudzokorora kutaura zvandinenge ndambotaura ndati simuka ipapo nekuti wakasasimuka ipapo ndiri kuzokurova," pandakangonzwa yekurohwa handina kuzombofunga kaviri katatu ndakabva ndatosimuka ipapo ipapo. "Good nditevere" ndakatanga kutevera kumashure kwake asi ndakabva ndanzi.. "pukuta marutsi ako aya kana wapedza wonogeza wakapedza wouya muroom mangu" ndakaita zvandaive ndaudzwa zvacho ndapedza ndakano nocker padoor pacho. Umo mandakanzi ndipinde yaisava first time yangu kupindamo. Ndakapinda ndakamira kuti dzii ndichiita kunge mudzimu washaiwa nhekwe yayo. "Huya umire apa" vakadaro vachindinongedzera pacho pavaida ndimire ivo vaiva vakagara pa couch raive mumba mavo. Ndakaenda paya vakabva vatanga kurova rova sofa ravo zviya zvekuti gara apa. Ndakafunga kuti pamwe ndiri kuda kunwiswa doro sezvo ivo vainwa doro asi kana. Vainwa vega vachiita zvefon yavo. Ndakashaya kuti ini vaindidedzerei imomo nekuti hapana zvandayiita imomo kunze kwekungo vatarisa. Ndaive ndakubhoikana ndakuda kutobuda ivo vanenge vakazviona ndakanzwa vakuti.. "Huya uone move. I'm sure iri ahusaty wakambiriona," ini nekuda zvinhu ndakatoswera kwaayiva akagara. Ndakatanga kugona move raito nakidza asi ndaisaona zvakanaka ndofunga iye akazviona here ndakaona anditambidza fon yake iye akasimuka hameno kwayiendwa,asi kudzoka kwake handina kumbokunzwa. Ndakazongoona ndakutokutorerwa fon ndichinzi.... "Unozopedzisa kuona movie rako. Tine zvakawanda zvekuita than kuona movie," ndakamutarisa ndichida kuona kuti ari serous here kunditorera fon movie rangu rakunakidza,asi hana yangu yakarova ndaona munhu anga akagara paside pangu asina kupfeka. Aiva akangomonera dt chete kumusoro asina chinhu. "Ndinokupa kana tapedza wopedzisa" "Madii ma...." ndaida kutaura asi panguva yandaida kutaura kwacho. Ndakazongoona munhu akusimudza maoko hake ndakati nhasi zvangu auya madouble clap. Handina kukwanisa kuvhika asi ndakango kwanisa kuvhara maziso angu. Ndakavhara maziso kudaro ndakazongonzwa malips angu akutonhorera apa ndakabatatwa matama nemaoko ayitonhorera zvainakidzira. Ndakashamisika nazvo asi panguva yandakashisika kudaro ndakaita kunge ndakanovhura muromo wangu. Iye ndipo paakabva aisa rurimi rwake mukati memuromo wangu. Ndaida kuzvibvisa pakiss yacho asi ndaiva ndakabatwa zvakasimba. Ndakakiswa ndisina kana action yandaiyiita kwete kuti ndaisagona kiss asi ndaitoshamiswa nezvinhu zvayiitwa naDarrel. Akaramba achindikisa achiti akambotambisira rurimi rwake mukanwa mangu as, odzoka oita kunge anomadya achiita kunge aima sveta. Ndakazongoerekana ndaku responder kiss yacho,asi ndayiita ndichimbomira zvekiss yacho nekuda kwezvandainzwa munyama dzangu. Izvo zvaindipa kuti ndimboomesa muviri wangu. Akazvibvisa pakiss yacho achiti... "Dzikama l know you need this," akadaro akabva atoenderera nekundikisa apa aiva akudzikisa maoko ake achiita kunge ari kunobata ma breast angu.Sezvo ndaive ndisina kupfeka braa ndakavhunduka ndichida kumumisa asi iye akakurumidza kundibata maoko angu zviya zvekuti siya zvauri kuita. Ndakamusiya akaenderera nekundibata ma breast angu zvainakidzira. Akatanga kundikisa achi uya muhuro nenzeve. Zvakandakatanga kunzwa ipapo zvaisa tsanangurika. Ndakabhoikana paakamira achida kunditaudza hameno kuti chii chaayida kutaura ipapa. Ndakabhoikana akuti.... *End of chapter 10* *Stay tuned*
โค๏ธ ๐Ÿ‘ ๐Ÿ˜‚ ๐Ÿ™ ๐Ÿ˜ข ๐Ÿ˜ฎ 595

Comments