CYNTHIA SHONA NOVELS 🇿🇼
February 11, 2025 at 03:57 PM
Wanga wakamboverenga mabook a YASHLOVE here kana usati wakarasikirwa nekuti uko kunobirwa munandi huya uzvinzwire wega zviriko kune type dzehuchi hwese huya uzvinzwire just follow my channel wotononzwa zviriko
https://whatsapp.com/channel/0029VajOACMGJP8LkAFbSp3k
Written by
ANESU AKA YASHLOVE
Short story
My selfish mother
Chapter 1
Ndakanyatsomuka zvangu kuma8 ndokudya porridge rangu ndokuenda zvangu muchiround kunotamba juga nevarume vepa bhawa repamashops epamaråini pedu ndakaswerapo ndokudzoka kumba zvangu ndokuwana amai vangu vagere vachidya vari pasi pemurajisi
Me...maswera sei amai
Mum...ndaswera waswerawo Chenai mwanangu
Me...ndïmi zvenyu mukumborova sadza ramasikaty kudai
Mum...Chenai iwe hanzi natete vako kune munhu anoda mukadzi wekuroora iyeye here hanzi ane Mari ine mumvuri
Me.____Asi ndïmi mukunoroorwa ikoko Kani ndozvandisingade izvozvo moms zvokuda kundiudzira zvokuita nehupenyu hwangu munoda kupa maorders palife yangu seyenyu sei
Mum...iwe chenai vezera rako vapera kuwanikwa iwe uri pano uchingodungira sadza rangu
Me... problem yenyu ndeye sadza ramuri kundipa kaah ndazviona ini kuty mune hutsinye zvino ini Chenai ndoroorwa kn ini ndakuda kuroorwa kwacho or els pangamuka chimurenga pano chamisinganzwisise siyanai neni manzwa
Daddy...vaudze zvako iwe mwanangu kn usaty wakuda hapana anokumanikidza as long as I'm alive ndomira newe
Ndaizvishayawo zvamai ivava kuty vaida kuty ndinyatsoita sei. Chaizvo ivo vana vavo havambovaudzire zvokuita asi ini ndini wavanoda kudza zvokuita zvino ndoda kuvadzidzisa life lesson chaiyo vanoda kundionerererwa I wonder if she is my real mum ndiyani angaite iyoyo kumwana wake
Sorry guys my name is Chenai Wenzira ndinogara naMai vangu nababa vangu kumasvingo kwaGutu mubuku rekwaMapanga mumba medu tiri 6 vana vamai vangu banana vangu tiri 3 Mai vangu vakaroorwa nababa vangu vaine vana vavo 3 vasikana nakudhara baba vangu vaine vavo 3 ndokuzoita isuwo tiri vatatu ndini second from last zvangu ndakatanga kuita zvekutamba juga pandakanyora form four ndikapasa zvakadadisa asi Mai vangu vakadya Mari yaive yatumirwa nemukadzi wabudhi vangu Ari Lesotho vachity ndichiroorwa handizive kuty ndakavatadzirei chaizvo choita vandivenge kudaro
Ndakasumuka ndokuenda kuseri kwemba ndokudya zvangu mabisvo angu neMirinda ndichitofunga kutiza pamba apa ndakaona Chido my little sis achiuya nesadza rake kuty tidye tose Ari sweet mwana wamai vangu ndiye ega anondiona sechinhu kwete vamwe vose avo ndoitwa kusemwa chaiko ini handinwe doro asi ndoita zvejug dzangu life ichitoendeka hayo ndakavenga munhu anoda kundiudza zvokuita
❤️
👍
😂
🙏
😮
34