CYNTHIA SHONA NOVELS ๐ฟ๐ผ
February 11, 2025 at 07:38 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VadmmJj545urLscEqj2v
๐๐๐๐ฃ ๐๐ง๐ค๐ช๐ฅ
https://chat.whatsapp.com/LpOm9g3QLyGLXc3VYRnyPp
๐พ๐ค๐ข๐ข๐๐ฃ๐ฉ ๐๐ง๐ค๐ช๐ฅ
https://chat.whatsapp.com/JxhGl46Ji863w1Vq9O33a8
โจโค๏ธ๐๐ถ๐ด๐
๐ ๐๐น ๐๐ธ๐๐๐ธ๐
๐ท๐ด๐, ๐ฟ๐๐๐ธ ๐๐น ๐๐๐ท๐ด๐ โฅโจ
๐๐๐๐๐ ๐๐๐๐๐๐๐ ๐ผ๐๐ฟ ๐พ๐๐๐ผ๐๐๐ฟ
๐๐ฝ๐ผ๐๐๐โจโจ
+263 71 990 0864
๐๐ฟ๐๐๐๐ฟ ๐ฝ๐ ๐๐ผ๐๐พ๐
๐ผ๐๐ผ ~๐๐๐๐๐ผ๐๐~
๐๐ง๐๐ ๐๐ค๐ค๐ , ๐ ๐๐ฃ๐๐ก๐ฎ ๐จ๐๐๐ง๐
(๐ฟ๐ค ๐ฃ๐ค๐ฉ ๐๐ค๐ฅ๐ฎ ๐ค๐ง ๐๐๐๐ฉ)
*Chapter 12*
*ADIYESA*
Takazosvika kumba hedu uko kwandakasvika ndichifonera mhama vangu. Ndakatoona kuti ndakafonera daddy handina zvandinenge ndaita nekuti avana action yavaimbotora. Vakangoti vachidaira call ndakabva ndavatii..
"Mhama ndakuda kudzoka kumba hangu. Huyai munditore mhama nekuti makasadaro munzwa kuti ndafa kuno kuti mufare"
"Zvambonyanyo dii nhai mwanangu" vakabvunza kudaro mhama. Ndakavatsanangurira zvese handina zvakandakasiya.
"Kana zvasvika pakuti akuuya nevanhu vake pambs. Iwe wakuda kuzvisungirira better udzoke hako kumba hako nekuti iwewe wakafa ndini ndinenge ndarasikirwa ndini. Ivo vekwamutambi vanenge vakakwana kwavo ikoko" vakapopota amai vangu. Ini ndaive ndakungochema ndichivanzwa vachipopota. Apa ndanga ndakuda kuenda zvema chokwadi kwete paya pandainyepedzera kuchema. Ndakazotaura navo vakanditi ndirongedze kuseni vainditumira mari yekuti ndizo hire texi. Handina kumbofunga kana ndakatotanga kurengedza mabag angu ndichiisa paside. Ndavapakati pekurongedza ndipo pakapinda Darrel. Uyo akapinda nekundibvunza zvisina basa.
"Mafungei apa" akadaro achinongedzera mabag angu. Ini ndakaramba ndakanyarara hangu nduchienderera mberi nekurongedza hembe dzangu. Akadzokorora zvee kuti..
"Asi zvandataura ahusi kuzvinzwa kani" ndakaramba ndakanyarara iye aisaona ega kuti kurengedza kwangu ndekwemunhu akuda kuenda kumba kwavo plus ega aisaona kuti handisi kuda kutaura naye here.
"Iwe shamwari iwe iwe, ahusi kunzwa zvandiri kutaura here iwe" akadaro achiratidza kuti hasha dzanga dzakwira. Apa aive andibata zvinorwadza mumaoko nechemuma shoulders.
"Iwe ndisiye mhani iwe" ndakadaro ndichiedza kuzvibvisa paaiva akandibata.
"Usandiitire dzungu risina basa iwewe wazvinzwa. Wakada kundiitira speed ndokukanganwa izvozvi ndakakumamisa," akadaro achiratidza kuti aidzora hasha dzake. Iniwo hameno kuti zvivindi ndakazviona kupi ndakabva ndamuti...
"Rova hako shamwari handikutye ini chero wakada kuuraya wuraya hako asi ziva kuti nhasi ndiro zuva rekupedzisira kundirova kana kuona face yangu piano" ndakataura mashoko iwawo ndakunzwa kuda kuchema. Ndainyatsonzwa kuti shungu dziri kundiwandira asi ndakazviudza kuti handisi kuzochema pamberi pake. Apa maoko aive achiri akandibata maoko asi ndaive ndakunzwa kuti marwadzo aya akunyaya.
"Hoo une dzungu handiti. Dakukuratidza kuti dzungu rako aribetsiri chinhu" akadaro achindisiya achitofamba kunovhara achienda kudoor. Akabuda akaenda hameno kwakaendwa uko kwaasina kumbonogarisa ndakazonzwa achiita kunge airi locker. Akatanga kudzoka achifamba kuuya kwandaive akasvika akandibata zvine simba akati...
"Ndaisada kukuita rough asi iwe ndiwe wazondituma kukuita soo" akadaro achindisunda. Sezvo ndaive ndakamira paside pebad ndakasvika ndichinogarapo nekutosimuka ipapo ipapo. Iye ahana kumbondipa nguva yekubatanidza time dzandakasimuka iye akabva andirova guna ndichinodonha futi ndisati ndasimuka aive atorara pamusoro pangu, asi aive asina kundirarira stereq. Ndiri pakati pekufunga kuti akuda kuedza kuita sei ndakanzwa kurira kwechinhu chayiita kunge hembe iri kubvarurwa. Pandakatarisa kuti chii ndakaona iri top yandaive ndakapfeka zvese nebra zvangosara zvakapfekeka mumaoko chete pakati pese apa paiva pasisina chinhu. Ipapo hana yangu ndipo payakazorova manje ndakuziva zvaaiva zvakuda kuitika. Ndakada kuedza kurwisa asi simba chairo ndainyatsonzwa kuti ndaive ndisina.
"Wakada kuita zvisina basa ipapo unokuvara hameno hako" ndaida kumutukira asi ndakatadza nekuda kwekuti ndakaona asimuka kubva pamusoro pangu ndakati zvimwe ndaregererwa. Munhu akundisiya asi ndakazoona munhu akubata skirt yandaive ndakapfeka.Iyo yakaitwa zvekubvarurwa zvinenge zvakangobatwa zvese kaone nepant nekuti ndakanzwa kamhepo kuti pfee. Ndakatanga kumubhutsura asi makumbo acho akabva abatwa zvinesimba. Munhu achitomavhura iye achirara pakati pawo. Ndakanzwa achiita kunge akubata bata pamberi pebottom rake. Ndakatanga kuscreamer ndichida kuti vanhu vaive mudinning vandinzwe asi ipapo hapana zvandaita nekuti ndakazonyatsoiridza mushure mekunge ndanzwa sharp pain pakati pemakumbo angu. Ipapo ndipo pandakazozhamba manje asi zvaive zvatoendwa kudhara humhandara hwaiva watoenda nevanogona. Mukomana akatanga kuita zvinhu zvake aripo ipapo ini ndaive ndanhodzikama ndzngomirira kuti dai apedza hake. Akaita nguva aripo pamusoro ipapo ndakazomunzwa akuita kunge awomesa muviri achiita kunge anogwina. Papera chinguva ndipo paakazoita kunge akurengedzera nyama dzake. Akamboita nguva aripo padenga ipapo akazosimuka achitogadzirisa bottom rake nekutobuda. Ndakasara ndakazvikuvadza nekuchema ndakachema ndalazvirega kusvika ndakunzwa musoro wakutema. Ndakada kuedza kusimuka asi ndakatadza ndichinzwa kuti kuzasi kwangu kwairwadza. Ndakasverera chimorning chaive paside pebad ndakapfeka. Ndakasumuka ndakavavarira kufamba kuenda kubath ndakanogeza. Pandaive ndakubuda mubath ndakaona Kikie namai vake vanyowani. Vachipinda padoor repa dinning vakabata mapaper bag eKFC.
Ndakavavarira kufamba ndakadzokera muroom medu. Umo mandakasvika nekuzvikandira pabad ndakatanga kuzvikuvadza nekuchema futi. Ndakavhunduka ndanzwa kubatwa mumapendekete sezvo ndaive ndakatsikitsira pandakasimudza musoro ndakaona ari Darrel. Ndakada kusimuka ndimutize asi ndakabva ndanzi..
"Iro dzangu irori ndiro randiri kuda kupedza. Mangwana dakumuka ndichiona hembe dzese idzi dzakadzoserwa madzinogara and ndiri kuda kukuudza mashoko maviri matatu panapa dakuti umatererese umaise muhana mako wanzwa. Handifarire kudzokorora mashoko andinenge ndambotaura. Tiri kunzwanana here panapa,"akadaro akanditarisa. Ipapo ndaive ndaita zvekugara iye akakotamba akaisa maoko ake makumbo angu. Handina kukwanisa kuisa kumudaira nemuromo asi ndakangogutsira musoro wangu zviya zvekuti ehe tiri kunzwanana.
" Takutaura nemusoro here panapa?"akadaro.
" Aiwa"ndakadaro.
"Saka taura zvinonzwika tinzwe" akadaro.
"Ehe ndazvinzwa zvamataura" ndakadaro.
"Good and keep this in mind ziva kuti zvandaita newe izvi zvakureva kuti ndokuda kana wangu usazvipe hako mbiri isina basa. Ini handimbofa ndakakuda ndofunga musikana wangu wamuona kuti ibhiza makatosiyana nekure. Kurara newe kwandaita hazvirevi kuti wakutokwikwidzana nemusikana wangu haaa maya wangu zvandaita newe izvi zvakangofana nezvandinoita mahure kubarrack uko. Mahure ese andinokwirana nawo uko hapana anoziva muviri wangu saka waona kuti makafanana. Wakangotiza chete pano ndisipo pano uchienda kumba kwenyu ziva kuti unenge wauraisa mhuri yenyu yese."ndanga ndichimbozviti handidi kuchema pamberi pake but ipapo ndakatadza kuzvidzora misodzi yakatanga kuyerera yega.
" Oooh chikafu ichi udye hako kana wapedza kudya wonwa hako mapills aya worara m. Marwadzo anoita mashoma mangwana unomuka uchinzwa boe"akadaro achitonditambidza tray yaive nechikafu chacho achitobuda achienda. Chikafu chacho ndakatadza kuchidya ini ndakangonwa mapills acho nekutorara. Ndisati ndarara ndakatanga ndasendera mhama massage yekuti varege kutumira Mari. Ndaive ndakutotya zvandaive ndaudzwa ndaizopinza family yangu panguva yakaoma.
Amai vangu nekuda kunzwisisa vakabva vafona vachida kunzwisisa. Ndakavatsanangirira zvese pane zvaiva zvaitika. Ndakatanga kuchema pafon ipapo ivo ndakavanzwa vachipfukura. Ndakazovhunduka ndanzwa voice radaddy vangu avo vaiti...
"Tanga tati zvimwe uri kushungurudzwa ikoko ndakati aiwa amai vako vauye vakutore kumba kwako ikoko ivo mune. Zvino zvatanzwa kuti matova baba namai muchauya kupi nhai ambuya. Motogara kumba kwenyu ikoko komakauya kuno mune pamuviri tokuitaita sei ne...." handina kuvasiya vachitaura zvavaida ndakabva ndakata phone yacho. Nekutoidzima fon yacho nekutanga kuzvikuvadza nekuchema. Hope andizive kuti dzakazondibata nguvai ndakazopepuka kwachena. Ini handina kumboita shungu dzebuda muma blankets. Ndakaswera ndirimo muroom medu pasina Kikie achiti....
*End of chapter 12*
*Stay tuned*
*Kune vaya vanoti hee chapter idiki endai munoterera song yaNisha T yekuti kutsamwa kune labour*๐ฅฑ
โค๏ธ
๐
๐ข
๐
๐
๐ฎ
830