Avon by Fungai STORIES BY SABZ SHAMISO MAI 4 🇿🇼
January 24, 2025 at 03:58 PM
🔥🌸 *MATTERS OF MY LIFE🦸♀*
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
*A Collaboration written by*
*Sabz aka Shamiso* 💋
📲0772110988
And
*Enn Medic aka Mai Kuu*💞
📲 0773979100
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
*Based on a true story*
*Chapter 13*
*Gerald*
Handisati ndakambonetswa ne mbolimbo zvakadai in my life I have loved before and had intimate moments but when I met Yola I knew she was all that I had been waiting for. Now here comes mainini Yemu with her nude pics akomana… Ndakaita week rese anticipating I would see her on Saturday. And pfungwa dzekufunga ma nudes dzakandivhiringa zvekuti I was forgetting to call Yola….
📞📞
Me : Babie ndeipi
Her : Ummm Asi pane pandakatadza here nhai Gerry kubva zvatakadzoka from Vic Falls you are no longer the Gerry I know
Me : Ko indava futi nhai my love
Her : Do you realise kuti ndini ndiri kutokutsvaga am the one calling you. Maybe hauchade nezvangu
Me : Don’t be silly my love… Ndoenda newe kumba kwedu manje then ndoti handichade
Her : Very possible maybe your parents vakati handiite ka
Me : Une shuwa nezvauri kutaura here Yolanda
Her : Saka unoda nditi kudini you have changed Gerald.
Me : Haaa yaa anyway I am yet to see that. Ndokuona rinhi manje
Her : Saturday
Me : Hey Saturday haiite ndine ka program ko tikati Sunday
Her : Ini I want to go to church ne Sunday
Me : Ndazvinzwa but you are the one complaining ko Sunday after church
Her : Horaiti but ndinenge tichida kuspender time ne family
Me : Usade kunetsa Yola shamwari hanty
Her : Saka kunetsa ikoko ok kana usiri kuda gara aaah
Akabva acutter phone. Ndakangozunguza musoro kwakusiya ndezvake izvo Saturday ndaida kumbobikirwa na Mainini Yemu zvangu pamwe tikaita kachikudo ndombo feeler hangu ma assets pamwe ndaimbozorodza mbolimbo yangu…
Saturday yakasvika munhu angabatike zii zvake. I had gone ku Office kuseni pandakanga ndakubuda ndokubva ndasender message ndakazonzwa ya phone achiti aiva Yola ku Movie ari kuda kuenda kwe friend yake Patie kuSleepover. Ndakambosvotwa manzwa but ndakazoti ndava munhu mukuru let me make a plan. Kwakuzoronga ronga I ended up ndinaye on our way to Rusununguko
Anga akapfeka Jean trousers apa Yemu anga akabatana zvake
Me : Uku ndokurambirwa pachena manje
Her : kkk ndaita sei
Me : But takanyatsoronga ronga kuti you are coming wani ko iyi ndeipi
Her : Sorry bamkuru kkk I forgot
Me : Hanty unoona kuti hausi bhoo forgetting here akomana which means I am not important
Her : You are umm I am sorry
Akavhara kumeso kwake kunyara zvake. Haa yaa Yemu so…
I drove my car ko kwana Patie ndaikuziva the other day takanomusiya kuFarm kwavo tichibva nowo kuchikoro na Mainini. Kaye ndokamwe kungwarisa ummm these girls were something else. Mumota makamboita silence she was now on her phone smiling. Ndakatoziva kuti muface uya manje ndaida kuzvipedza… Ndakasviko mira pa highway pa Nora…
Me : Hande timbo gotcha ka apo hanty waramba kundibikira..
Her : Haaa inga ndati Sorry wani
Me : Dai yaidyiwa sorry better but haidyiwe
She laughed. Takaenda tikanogotcha zvedu machinda aiva ipapo aingotarisa Yemu zvavo. Iye aivaraidza kutarisa especially achifamba so wainyatsoti apo paita zvemukadzi. Face hatichataura kambama chaiko ka cutie
Takazobva ipapo kwakuenda takaturner pa Rusununguko turn off. Tadarika rusununguko akatanga futi phone yake kwakubva ndamisa mota ndakada kumubvutira phone but ndakapotsa akabva avhura door kubuda ndikati unonyepa kwakubuda paakaona kuti ndabuda akati shoes kupinda kusango achimhanya, Ndakamboda kuti ndimhanye kwakuvhara madoor emota ne kulocker then I followed her in hot persuit aiita kubwibwidza nekuseka zvake achimhanya.
Ndakamubata apa phone anga asisina I guessed kuti yanga yaiswa mubraa. I took her by the hand akandirwisa kusvika ndamubata from behind like the other day
Me “ Yemu uri kundinyepera kaiwe you are having an affair na Evans”
Her “ Aiwa handisi kani iiii”
Ko ndanga ndakungobata panobatika zve pane munhu angasiye zvakadaro here. Ndakabva ndati pazamu dzvii she cried I guess airwadza maybe or it was a moaning of pleasure… Hapana phone yandakanzwa mumazamu imomo I checked her pockets ndikaona musina akabva atsvedzemuka pandiri akabva amhanya ndakamutandanisa kwakubva ndamubata futi akatanga kupaparika mukurwisana ndopandakanzwa phone iri pamberi apa. Ndakada kumutendeutsa achibva andipinga tese pasi iye pasi ini pamusoro pake….
Yemu wacho zve wrestling aizvidawo plus I think pane zvaaitohwandisa zvikuru cause nharo dzacho ka maone. Takarwisana but of course ndaimukurira simba ndaita zvekumupina chaiko kwakumugona. I quickly tried to put my hand mutrousers make kutora phone. Ruoko kwakaramba kukwana ne position yaaiva nayo kwakubva ndavhura button. Apparently phone yacho yanga yafamba yakudzika negumbo. Ndichingodzikisa zip apa aipfakanyika heavy. My mind then raced kutanga kufunga Video yake yepunanai ipapo mbolimbo yanga yatonzwa zvayo. Ndakatarisa pandanga ndavhura zip paye kwakuona ka bhurugwa kepink. Ndakapinza ruoko kudai ndinzwe
“ Hiii bamkuru kani iiii musadaro weduwe mirai ndikupei hiiii” she screamed..
Me ‘ Ndikakusiya uri kutiza uchiri kudanana na Evans ka”
Her “ Bamkuru asi chii nhai hiii ”
Apandanga ndangoisa ruoko pamusoro pepant ndamira ndakadaro
Me “ Bamkuru chii!!! daira mubvunzo apa ukapindura ndokusiya”
Her “ aaah”
Ndakatoona haataure kwakudzvanya honeypoy yake she moaned zvekuti ndakatadza kuzvi controller but haana kumira kushiringinya ngakabva ndaisa ruoko mubhurugwa kwakuisa zvigumwe two kuti zviende pamusuwo weburi rake…
“ Geralllld” akadaro in a sexual starved voice.
Me ‘ Tell me or I will go deeper”
Ndakadaro ndamutarisa mumaziso. Maziso ake anga apera ne zemo ini wacho ndange ndatokuvara chaiko nekuda kuisa
Her “ Tinodanana kaniiii”
Ndakabva ndapfekera 2 zvigumwe and she moaned… Ndakabva ndamunama ne kiss and we started to kiss. Ndakaregedzera maoko ake andanga ndakapina achibva andibata musoro woow akomana… I went deeper nezvigumwe and ainyatsa kusunga zvekuti I imagined iri mbolimbo akomana. Ndanga ndakuda zvemunhu iye she was moaning zvisingaite all of a sudden her phone started to ring yakashower light akamover gumbo ichibva yadairika
*"Hello Yemu’* apa tanga tafunga kuignower she was still moaning ndakabva ndabata muromo wake faster voice raiva ra Yola… We looked at each other
“Yemurai umbori paiko… hausati wasvika here…”
“ Hello Yemu”
Takaramba takanyarara. I felt guilty zvese nekutya. Ipapo unomboita come back to reality zemo rotama kuita kunge munhu abatikidzwa yakanyura inodzokera kusvava chaiko ndozvanga zvatoitika.
Akabva acuter phone. Ndakabva ndango kisser Yemu pamuromo kwakusimuka. I felt a bit embarrassed nezvatanga taita. Apa tsvina weduwe ne mahuswa ini mabvi etrousers rangu ka ko ndanga ndakuita wrestling… She was all quiet ko ndanga ndamupedzera…
Me “Iiish zvatiri izvi ngatizunzei haa maone”
She started kuzvizunza akatora phone mutrousers achingoibata it started ringing..
Me “ Usadaire…..”
Akanditambidza it was Yola. Akomana hana yangu yaiita kurova zvayo… Phone yangu yakabva yatangawo kurira kwakubuditsa muhomwe it was Mr Taxi driver I answered
📞📞
Me : Hello
Him ; Haaa blaz ko sister dzakuphoner I am not answering but manje asender ma message hanzi if you do not answer ndakuenda kupolice dai mainini vadaira phone ka
Me : Its ok tyoka ndopedzerana naye usatye
Him : Ok please handidi zvangu zvinonetsa
Me : No iribhoo siya so
Ndakacutter phone… Yakabva yatanga kurira zvekare it was Yola.... I answered
📞📞
Me : Babie
Her : Gerald shaa ndine stress
Me : Yeiko babie
She explained kukwidza kwaanga aita Yemu Taxi and now its over 3 hours and she is not communicating neither the taxi driver wacho. Kumba kwana Patie anga achiti vati haasati auya.
Me ; Calm down my love I am on my way from Marondera right now rega nditopinda road yacho ndikamushaya will come back checking maybe mota yaita problem or something
Yola : Ko kana aita accident Gerald kani
Me : Don’t talk negative kani Yola
Anga akuchema ndakapinda busy nekunyaradza… Uku Yemu anga apusa manje. Ndakacutter phne. Kwakuenda paari kwakumubatsira kuzunza zunza mahuswa anga apinda ne mubvudzi mese. I took her hand and we walked back. Takasvikopinda mumota. Akabva atanga kuchema ndikati nhai mwariii…
*Yolanda*
Ndakasvika kumba after ndabva mutown kunosiya Yemu atosimuka kuenda kumba kwana Patie. Ndakagara about 2 hours no communication from Yemu. I tried to text her pa app but she was ari online asinga pindure kusvika abva online yacho… 3 hours dhaa hapana hapana ndichibva ndamboedza phone yake yairamba kunge network. I called Patie akati anga asati asvika I became even more worried. I googled distance from Town to Melfort ikaita 1 hours drive ummm ndozoti maybe vanga vachinanaira 2 hours. Musoro wakapisa zvese nekukura yohwee zvangu I should have just gone with her I thought to myself.
I then tried her number akadaira and I thought I heard a moaning sound but kept saying hello ichibva yacutter. I tried the taxi driver but he too wasn’t even answering I messaged him ika ticker blue until ndazomuudza kuti I am going to the police. Ndakapererwa kuti ndoudza Daddy ummm ko vakaita heart attack. Kuti ndoudza Tete ini hangu ini. Ndakazofunga kuphonera Gerald. I was relieved a bit when he said he was coming from Marondera. I waited in tears kuti ndinzwe kuti avaona here uku handina kumira kuphonera Yemu her phone was now unavailable….
Lots of love 😘
End of Chapter 13
❤️
😢
🙏
😂
👍
😮
90