Avon by Fungai STORIES BY SABZ SHAMISO MAI 4 🇿🇼
January 25, 2025 at 11:03 AM
🔥🌸 *MATTERS OF MY LIFE🦸♀*
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
*A Collaboration written by*
*Sabz aka Shamiso* 💋
📲0772110988
And
*Enn Medic aka Mai Kuu*💞
📲 0773979100
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
*Based on a true story*
*Chapter 15*
*Yemurai🦸♀*
Eish bamkuru Gerald vanga vandiendesa kune imwe nyika. He was so gentle paaindibata. All along ndainzwa kuti dai Evans anga ambouya because my body was missing him.... ndopandakukiswawo naGerald.. zvakaoma hazvo.... i enjoyed though i regreted everything. Of course zvanga zvaitika unintentionally but i felt i had let down my sister. I told myself kuti this is the first and last time. Handichatambe futi mutambire iwoyu nabamkuru
Vakandinyararidza vakandipa 20us. Ndakafara pavakandipa 20us because ndanga ndiri kuunganidza mari yekuti nditenge peruvian 24inch....
Takasvika kufarm kwana patie and we were happy to see each other. Ndopandakazonzwa akuti ndine huswa mumusoro. After andibvisa she realised again kuti Gerald anga aine dust patrouse and to make matters worse zip yanga yakavhurika... ndandisingade kuudza Patie but i guess anga atoita 1 plus 1 kudhara....
Gogo vake vakadzoka kubva kugarden..
Gogo"titambire mauya"
Me"muchitambirei gogo"
Gogo"hupenyu mwanangu. Mafamba mushe here"
Vakadhonza garden chair yaive panze kwakugara. Ndakadhonzawo imwe kwakugarawo
Gogo"mumwe wako anga anguri anetseka kuti hausati wasvika saka ndandakutoshaya kuti kochii. Manonotswa nei"
Me"tanga tambomira paNora apo saka kwakutovarairwa kuti tine rwendo. Tanga tichiuya zvedu"
Gogo" hoo maitaurazve... vakadii vamwe kumba. Zviya baba vari mhiri nhai"
Me"ehe daddy vakaenda kuamerica. Kumba tingori 4 chete"
Gogo"saka vamwe vari kuitei"
Me"vakagara zvavo havana zvavari kuita"
Gogo"dai imi mukangopasa muite hupenyu hwenyu ndomunamato wangu. Semumwe wako uyu inherera zvino zvinenge zvichida kubva zvangoita"
Me"haa zvinoita gogo"
Gogo"ndinodaro nekuti ini ndikafa ndinomusiira ani Patie uyu"
Patie"gogo munobva mataura sekunzi makufa sei. Ndichatoshanda ndokutengerai zvamunoda ndozochata"
Gogo"ukadaro unenge wandifadza nekuzorodza pfungwa dzangu. Chandinongoshuvira kuti muite hunhu vasikana"
Me"ehoi gogo"
Gogo"isira mumwe wako drink ini ndakunogadzira super"
Patie"zororai zvenyu gogo tinobatsirana kubika"
Gogo"kana zvakadaro chitanga waisa drink. Kana kuti anonwa zvake muchibika mukitchen imomo"
Patie"ok gogo"
Gogo "ini ndichambodiridza maruva angu"
Vakabva vasimuka gogo ndokutora bucket kwakuenda kuseri kwaiva nemaruva. Panga pakanaka pafarm apa and pairatidza kuti paimaintainwa zvakanaka. Gogo pavakapota kuseri Patie akabva andizevezera...
Patie "ndozvavanobhowera gogo. Kuraira raira too much"
Me"at least ava havanetse neage yavo unovarova nebrain"
Patie"thats the advantage but vanozombobhowa. Hande kukitchen"
Me"your place is nice. Musi uya handina kunyatsa kuona"
Patie"but kuri remote shaa imagine kuti malatest tinozomabata akutoexpirer"
Me"kkkk unonyanya kuda zvinhu. But at least kuno une freedom manje uko nasisi Yola ma1. Ndinenge ndichingonzi hee no hee dont do this. At least you have freedom"
Patie"thats my advantage but muface akati anoda kuti tisangane kutown panotoda plan hombe"
Me"the good part is you dont run out of plans kkkk"
Patie"so tell me how is Evans"
Me"shaa i miss him. Paakauya kuharare ndopatanga taenda kunoonekera kuvic falls imagine"
Patie"aaa shame but muri kutaura zvenyu mese here"
Me"ehe but issue yavapo ndeyaGerald shaa"
Patie"what about handsome Gerald"
Me"akanditi ndirambe Evans for such and such reasons . Takuuya kuno i was chating naEvans wacho and i dont know how he picked it kwakumisa mota vachida kunditorera fon. Imagine ndatiza kwakunditeera musango. Tabvutidzana fon and we ended up kissing shaa. Ndiri kufeeler bad"
Patie"🙆♂🙆♂"
Me"imagine. Dai pasina sisi Yola vazofona i dont know kuti chii chaizvo chaitika"
Patie"are you guys in love"
Me"no shaa you know kuti anoda Yola and i respect my sister but ndiri kutadza kuziva kuti chii chaitika"
Patie"saka pawanga uchitsvagwa wauina Gery zvako"
Me"ehe shaa"
Patie"at least watombomufeeler shaa. That guy ndiye ane yese shaa. Hapana asingadi kumbomufeelerwo"
Me"dont even say that... saka kuno uri kukiya dzipi"
Patie"haa kuno ndokwakadhakwa shaa. Ndiri kutoda kumbokumbira gogo kuti ndimbokuvhakachira zve1week chete zvimwe ndinowanawo zviri nani."
Me"shuwa unouya haumbomushaya musvinu"
Gogo vakabva vapinda...
Kovasikana makamira pane chiri kufamba here. Ini ndinoda kukurumidza kudya handiti munoziva kuti nndinonwa mapiritsi here"
Patie"zvakutoita gogo. Tatichimirira kuti mvura iboile. Manje manje zvinoita"
Vakabva vabuda zvavo. Takasara kwakuita chimbi chimbi kubika. Takaserver supper kwakubva tadya zvedu. Gogo vakabva vatora mapiritsi avo kwakunwa kwakuenda kunorara.. takasara kwakusuka maplates. Ini ndandisina kuzvijaira but Patie akati ndomutemo wepamba pavo. Kokwedu zvese zvaiitwa namaid zve. Takapedza kwakuenda kuspare kwaPatie...
Takatandara kwenguva refu tichiita catch up. Takazobatwa nehope papaya...
Ndakabata fon yangu kwakuona mamessage from Evans. Ndakasekerera zvangu ndichimupindura. Just by seeing mamessage ake ndaitonzwa kuzasi kwangu kusunga. Zvanga zvatondiipira ini. Ndakaisa fon pasi pepillow kwakufuga musoro....
Ndisati ndambobatwa nehope ndakanzwa door kuvhurwa mbichana mbichana. Ndakarohwa nehana and i almost screamed. Nhaka yekuda kushanya iyi ticharohwa nezvehusiku..
Ndakaramba ndakafuga musoro. Ndakazonzwa voice raitaurira pasi pasi kuti "Patie wakotsira here ndauya" ndakashaya kuziva kuti chii chakuitika pano. Ndakaramba ndakasticker. Ndakanzwa door rakuvharwa and the voice repeated"Patie muka kani ndauya"
Patie"shaa nhasi ndine visitor hazviite wozouya mangwana"
Aidairirawo pasi pasi
Voice"ndakaomerwa shaa haasati arara here ndingoita mbichana handitore nguva"
Patie"ndinokudaidza mangwana masikati kani hona ndine shamwari yangu"
Voice"masikati anonetsa aya Para hona musi uya takapotsa tabatwa. Anenge arara shamwari yacho uyu"
Patie"Yemu.... Yemu wakotsira here"
Voice"Anenge arara uyu"
Patie"saka huya tiite fast. Rega ndiburuke pamubhedha"
Tatakarara pasame bed naPatie. Ini ndakaramba ndakanyarara ndaida kuona kuti chii chiri kuitika... Patie akaburuka kwakuzonzwa haikona mamoaning sounds uku Patie wacho aiita kuchemerera. Ndakatanga kungopinduka pinduka ndega. Ndandakunzwawo kuti hazvichaita pano. Nhasi zvazvineni masikati ndambomutswa zvirere naGerald izvozviwo ava vakuita lula lula ndirimo. Haa Patie akachema munongonzwa... i think vanga vatokanganwa kuti all along vanga vachitaura nechizeve zeve
Ndakazongonzwa "Para fuck me harder.... Para i am coming.... Para thanks"
Ndopandakazonzwa zii kwekanguva. Ini ndandangoisa maoko pakati pemakumbo...
Para"thanks babe ndakubuda"
Patie"ok Para bhoo usaite noise pakuvhura door unomutsa Yemu"
I almost laughed....
Para"ok wambobatawo brief rangu here ndiri kurishaya"
Patie"handina kuriona wabvisa uchiisa pai"
Para"batidza light nditarise"
Patie"ndikabatidza Yemu anozomuka. Ndinoritsvaga mangwana kuseni"
Para"ok usazoitaka kuti shamwari yako irione"
Patie"asi rakabvaruka kkkk chibuda uyende iwe tinomutsa vanhu"
Para"ok bhoo. Waita basa. Ukazoenda kutown usazokanganwa kunditengerawo rimwe brief"
Patie"ndazvinzwa chienda iwe kani"
Ndakanzwa door kuvhurwa mbichana mbicha. Kwakuzonzwazve rakuvharwa. Patie akasimuka pasi paye kwakudzoka pamubhedha achingopinda mumagumbeze ndakabva ndatanga kuseka....
Patie"Yemu are you dreaming"
Me"kkkk am not"
Patie"asi wakamuka"
Me"ehe"
Patie"wamuka nguvai"
Me"kkkk long enough to hear everything"
Patie"haa serious here? Saka wanzwa kuti kudii"
Yemu"kkkk ndewekupiko Para inga hauna kumbondiudza wani"
Patie"kwaani ndicaretaker wepano kungovaraidzawo nguva kokuno ndinoonekwa nani"
Me"kkkk hoo. Hautye kubatwa nagogo here"
Patie"ukutaura izvozvo akapotsa abatwa. Bamnini brother yadaddy yakauya midnight iine mhuri yese namainini munini'ina wemukadzi wavo apa Para wacho anga akutorara muno daily. Ndakapinda busy kwakuzomuisa pasi pemubhedha. Kuseni kwacho ngaatsvagwe achida kunzi achere mvura iye achishaya kuti obuda sei muspare mamuine vanhu apa panze paine vanhu futi"
Me"kkkkkk maihwee. Saka akazoita sei"
Patie"ndakatotora monach rangu netrunk kwakuisa pasi pebed. Ndaitya kuti pakaita anopusher bhutsu yake pavana vaivapo pakuitsvaga vangazotarisa pasi pemubhedha akaonekwa"
Me"inga makaita dramma, kwakuzodii manje"
Patie"akaswera aripo akazobuda manheru vanhu vakudya sadza vari kukitchen uko"
Me"akati anga aripi manje"
Patie"hanzi ndafonerwa kuti baba varwara husiku saka ndamhanyako ndichifunga kuti ndinodzoka kuseni kwakuwana vari serious vachitoda kuendeswa kuchipatara. Saka ndambotanga ndavaendesa kuchipatara kwakuzodzoka"
ndakachema zvangu nekuseka nenyaya yaPatie. Of all the things ndakafarira kuti kumba kwavo kune freedom and anoita zvaanoda paadira. Dai kwedu kwaidaiwo haa ndaifara
Kunze kwakaita kunga kuchaedza tichingokurukura. Kuseni ndopatanga takubatwa nehope but Patie was trained to wake up early. Ini zvangu ndandisingazvigone... fon yangu yakarira... ndakaitora kwakuona ari Yola
📞📞📞📞
Me"helo"
Yola"asi uchakarara kani... your tone"
Me"ehe zvangu mamuka sei"
Yola"kumba kwevanhu here shuwa kusvika this time uchakarara."
Me"takanonoka kurara"
Yola"stil haurare kusvika this hour uri kumba kwevanhu. Unondinyadzisa. Muka usukewo maplates"
Me"maplates takarara tasuka isu"
Yola"makagona but stil muka. Hausvike this time wakarara. Worse washanya"
Me"ok ndakumuka"
Yol"good. Chimukai muite basa. Get yourself prepared Gerald achakutora a bit early because ane dzimwe program"
Me"aaa koakandisiya ndozouya mangwana"
Yola"no babe. Unozoenda futi mumwe musi"
Me"ok kwacho"
Yola"good chiita zvandataura. I wil check on you very soon"
Patie anga atomuka kare. Ndakabuda mumachira kwakuwarira mubhedha. Ndakaseka ndega ndichiona brief raPara. Rarakabvaruka zvekuti raingovewo zita. Kumashure uku raitoita kunga g string zvaro... ndakabuda panze kwakubatsirana naPatie kutsvaira mumba. Takapedza kwakugadzira breakfast....
Gogo vakadaidza Para kubreakfast. Ndaiti ndikangofunga brief rake ndaibatwa nesetswa. Takapedza kwakusuka. Ini ndakageza kwakugadzirira kudzokera. Gerald akafona achiti akuuya....
Paakasvika takaoneka kwakubva tarongedzerwa mafruits mbambaira nechibage. We said our good byes kwakubva tapinda mumota kuenda....
Lots of love😘😘
*End of chapter 15*
❤️
😂
👍
🙏
😢
😮
60