Zoomic Media (1)
Zoomic Media (1)
February 5, 2025 at 06:39 PM
*Mukana/Business Opportunity* Unombozvibvunzawo here kuti kana basa rikapera unotangira papi? Kubva zvawakapedza chikoro wakamboshanda here? Hausi wakuda kumhanyira kurooorwa nekuti uri kufunga kuti kurooorwa kunopedza dambudziko rako ? Ko wadii wauya ndakupanga mazano ekuti unoitasei sei mari wega chero uri kwauri ikoko kungave kuBulawayo ,Harare ,Gweru neMutare ,Chipinge, Chegutu kwose tine mabranch uzive kuti chii chinombonzi network marketing business uye unoita mari sei. Usatyire kure huya unzwe uite mari yako inoraramisa mhuri. Musikana kana mukomana ari chikoro uye achangopedza unokwanisa kuita mari yako wosiyana nemasugar mummy kana masugar daddy . Kana une makore apfuura 20 uye uchigona kuverenga nokunyora hoyo mukana wekuti uite mari yako yakachena usakumbire baba mari kana hubby . Hoyo mukana kana wazvifarira and want to learn more and understand.. 👇🏽 Whatsapp 0774890090

Comments