Miti Sora Nemhuka Zvinorapa Natural Home Remedies🔥
Miti Sora Nemhuka Zvinorapa Natural Home Remedies🔥
January 27, 2025 at 08:49 AM
[1/27, 6:15 AM] null: *Kidney stones*. *kurwadziwa neitsvo* Tsvaga coconut usarivhura boilisa kwenguva inosvika 30mins Zvadaro bura pamoto apa risiye ripore unobva warivhura umwe mvura iri mukati ichiri kudziya Ukazviita ruviri kana rutatu kusvika dambudziko *Nyemba* Kana uchinetsekana nesugar unotora vana vemunyemba pavanenge vachiri vatete vasati vanenyemba(beans) mukati wodzvura wotora woisa muchigubhu chine mvura wopota uchinwa for 1 month everyday ,sugar inopera ,kana mvura iye yakusaita zvakanaka unogona kudzvura futi nyemba itsva zvekare wosvina mvura wonwa ,please make sure waita nenyemba nhete nhete *KUNE VARUME VESE* vane maproblems yekusamira kwenhengo zvakakwana, kukasira kurasa mbeu kurasa masperms mashoma shoma, kungotunda ka1 chete yakutoramba kumira Musacheme torai izvi 3 bananas 300ml fresh milk 3 eggs ma mbishi 3 lemons 300mls coke Wozvisanganisa wokurunga wozvisiya for about 20 to 30 minutes wobva wamwa especially makuseni pasina chawati wadya Chero vaya vakadzi vanozviti havatundi apa chimbozviedzai mubatsirikane https://whatsapp.com/channel/0029VaN0La5B4hdNWhNabm03

Comments