Miti Sora Nemhuka Zvinorapa Natural Home Remedies🔥
Miti Sora Nemhuka Zvinorapa Natural Home Remedies🔥
January 28, 2025 at 06:55 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaN0La5B4hdNWhNabm03 Onkgopotse Tanyaradzwa: Pachingezi vanoti..(DO AS I SAY HERB) zvarevei?? Vazhinji muti uyu tinouziva takambouona ,tinouona,ticharamba tichiuona....now nhau yandati ndigoverane nemi vazukuru ndeinoti Tinoziva herb iri richirapa ... 1.tsanga yemuziso 2.mapundu kumeso 3.mablack spots emumiri 4.kuvhurisa vanakomana vaduku nhengo yake kana isiinga vhure Zvakawanda zvinoshanda muti uyu asi nhasi ndaiuya nawo ndichiti pane vanozviva nevamwe vasingazivewo basa rimwe rawo 1..uchienda kudare remhosva ukashandisa muti uyu wasunungurwa 2..wasiyana nemudiwa wako anodzoka nekuda kwegwenzi iri . 3. Promotion pabasa nekuwedzerwa mari shandisa muti uyu DO AS I SAY HERB... wapara mhaka panguva yekuti wadaidzwa kudare enda panechimuti ichi wotaura mazwi ako anoita kuti usunungurwe wapedza tora shizha rimwechete tsenga woenda asi ngachive chinhu chaunopedzesera kuisa mukanwa kusvika wapedza kuita court .usadya chimwe chinhu kana wadya shizhaa iri dzoka nechapupu kuno.... .....2..DO AS I SAY HERB...tora mashizha akati wandei enda nawo kumba maomesere mumba kwete pazuva aoma mashizha aya makuye aite powder...tora uise mumafuta ekuzora amwe mashizha geza nawo paunogeza asi pota uchitaura pakugeza kana pakuzora mafuta ...eg..unoti .."iwe gwenzi wakasikwa naMwari ukatipuwa unekukosha kukuru nhasi ndakukugeza ugeze zvose zvakaipa pandiri chiso changu chipenye uye zvandinoda ndigozviwana nekuchimbidza""" unotaura zvose zvaunoda uchigeza nekuzora mafuta aya Ita izvi udzoke nechapupu kuno DO AS I SAY HERB ...kudzosa mudiwa wako Zvimwe ndouya ndopedzesa Onkgopotse Tanyaradzwa: *Azviita zvekare mkomana Do as I say* Kana uine baba vevamwana vakaenda kana Mai vemwana vakaenda kana mwana akaenda asisacheuka mubereki *Do as I say herb ati vanodzoka havo* Tora mashizha Acho mochengeta Mumba ndoda kut aome Ari Mumba musaomesa pazuva ,kana aoma kuyai kana kutswanya tswanya kana kudzvura Aite powder imwe powder isa mumafuta ako ekuzora mamwe geza nawo mazuva ose uchitaura zvaunoda pane murume kana mukadzi kana mwana asiri kukucheukawo paunenge uchigeza uye pakuzora mafuta Zviitei kwemwedzi chete *Vamwe muchaona maresults before mwedzi iwowo* https://whatsapp.com/channel/0029VaN0La5B4hdNWhNabm03

Comments