Miti Sora Nemhuka Zvinorapa Natural Home Remedies🔥
Miti Sora Nemhuka Zvinorapa Natural Home Remedies🔥
January 28, 2025 at 07:02 PM
Onkgopotse Tanyaradzwa: *Vanorota* *vachidya* Tora zai woita reku roller pasi petsoka dzako kna Kunze kwakusviba then rorara riri mumvura makuseni seni womukira kugeza nemvura iyoyo then wobhoilisa zai iroro wodya risina kunyatsoibva risina salt . Uchaona Kuti pese paunorota wakuda kudya unotopepuka chete. Onkgopotse Tanyaradzwa: *MADZIKIRIRA* Vose vanoti madzikirira,isai weti yenyu padoor muroyi haapindi Bute padoor muroyi haapindi Kushai munyu wematombo mumba haapindi🔥 Mafuta ehwayi pfungaidzai mumba muroi haapindi Onkgopotse Tanyaradzwa: *KUSHAYA HOPE NEMADZIKIRIRA* Isai hupfu mushangu moisa kuseri kwedoor, kuturika pant kana skin tight padoor . https://whatsapp.com/channel/0029VaN0La5B4hdNWhNabm03 Onkgopotse Tanyaradzwa: BATA HOPE IDZO Ukaona wakurirwa kuhope ziva kuti panyama zvotozadziswa*. Hope idzi ndedzevanorota hope sezvazviri ....zvichizoita sekurota kwavaiita .. Zvisiri. Zvemadimikira Ukaona uchirota uchitevererwa nemapurisa kana imbwa zviri pachena Kuti mweya wejere unenge wakasundirwa pauri .....Ukazorota uchiiswa njema kuhope ziva kuti wakurirwa ...zvoreva kuti panyama zvakutozadzisa ....Ukatoona zvatodaro geza mhepo mhiko mweya wejere ubve pauri ... Kurohwa huhope nevanhu vakawanda ...kubaiwa nemapanga ...Ukaona wazorota uchirohwa nevanhu vakawanda wobva wafa kuhope ikoko ziva kuti wakurirwa ....Panyama zvogona kuzadziswa mweya wekufa uchipondwa unenge wakukurira ......Dzimwe nguva unenge watourawa Mweya unokurwira hondo .kududza kukurirwa.....mweya wehurwere... Mweya we Tsaona unotanga kuurota kuhope ukaona kuhope .Uchiita Tsaona kana kutsikwa nemota ziva kuti.Panyama zvogona kuzadziswa kumhepo vanenge vapedza newe vanenge voda ukutuke panyama ... Kurota rota uchida kuwira mugomba ndochiga cherufu chenge chiri mberi kwako ....Ukaona ukawira mugomba kuhope ziva kuti panyama unogona kufa .Asi. Vamwe vanozorota vachifushira Gomo. Chiga cherufu chechazorodzwa Iko Kurota uchinhongera mumabin ...Kurota uchiteverwa ne benzi ...Ihope dzinenge dziri pachena ...Kuti panyama unogona kuzongo penga ....unenge uchisundirwa mweya wekupenga Hongu Kurota uchidya kuhope kudyiswa ...Asi neimwe nzira usadya mudzimba dzevanhu ...unenge uchipihwa chenjedzo yedare rekuzodyiswa panyama Kurota uchipihwa zvipuka zvinotyisa nemunhu nyoka mazizi wobva wagamuchira kuhope ikoko ..unenge watogamuchira huroyi ...Vazhinji vakagamuchira nyoka dzekupihwa nevanhu kuhope nekuda kwekuti vaifunga kuti mudzimu ....Nyoka yemudzimu hauipihwe kuhope kuita sekuti chingwa Kutorwa nenjuzu chaidzo chaidzo kuhope uchiinda pasi pemvura ....Zvine mukana wekuti panyama utorwe Zvemanjuzu zvinana Queen mother nemaring mukati ndezvechi satanist ..kuchivanhu njuzu dzinotsvakwa nekuunzwa nemudzimu kwete nemunhu .... vazhinji marombeswa nekusaziva nekuda kwezita rekuti njuzu Vazhinji mapinda muhusatanist nekuda kwezita rekuti njuzu Njuzu dzatinoda ndedze chivanhu dzinofamba nemudzimu dzisinei nemaring kana musangano .... Vazhinji vanouya kudare takavarasisa machira Avo nekuda kwekuti vaifunga kuti vane njuzu izvo vava joiniswa nemasahwira akaipa Kurota muchimwa nekudya muchiinda pasi pemvura muchinosangana nevanhu vakawanda ipapo muchinoudzwa zvekuita ...Ziva kuti chisatanist ... Zvinenge zvangosara kuti zviitike panyama kuhope mweya wako unenge wakato joina kare Unoroterei mufundisi wako achikupa ring ??? Unoroterei mufundisi wako achiinda newe pasi pemvura ??? Kupfurwa nepfuti kuhope kurwiswa zvakanyanya Kuposherwa nematombo .kuzorwa mavhu kukushiwa mavhu Unenge wakandwa nekuiswa zvipotswa Hope hadzisi uniform asi pane hope dzisina dimikira dzinouya semarotero awadziita ...Kune vanhu vanorota Madimikira ....Koti vanorota sezvazviri ... Ukakurirwa kuhope ziva kuti panyama wakurirwa ...Hope dzinokutaridza Hupenyu hwako hwese kwahuri kuinda nako ....Hondo ukadzikurira kuhope ziva kuti panyama wakuto budirira Wakarota watenga mota kuhope ziva kuti zvasarira panyama kuti uitenge zvikunonoka asi uchafamba nayo Imba kuhope wakavaka zvasarira panyama Wakorota uchiporofita wakarota uchibudirwa zvasarira kuti zviitike panyama nekuti kuhope wakato kunda kare Ukurota uchiuraya zvunhu zvavo kuhope zvareva kuti ukuvakurira pahondo dzavo Asi hondo iyo yekurarwa ukaona uchiri kurarwa kuhope ziva kuti panyama zvakutono vhiringa Hupenyu Ukaona wakuramba kuita bonde kuhope kana kuti ukaona wakuda kuita bonde kuhope wobva wamuka ziva kuti wakukurira chikwambo chenge chava pedyo nekuoneka Hongu warota uchirumwa nenyoka zvodudza kuiswa nyora asi zvine mukana wekuti panyama urumiswe nenyoka Kurota uchitungwa nemombe tsvuku zvizive kuti wakurirwa Unotamba naye asi kuhope anokurwisa siyana neshamwari yakadaro Ukaona ikakukurira kuhope ziva kuti panyama ..Yakutoku torera murume kana kukudzingisa basa Zvinotangira kuhope zvekubirwa chipo zvozongo zadziswa panyama asi kuhope unenge watokurirwa ..kuhope .Kubirwa mucheka wako wematare Kuputsa mazai kuhope Zvinokutaridza zvega kuhope kuti hupenyu hwako huchaoma ....Iko Kurota rwizi rwusina mvura Panyama hauibate mari Urikukunda here kuhope kana urikukurirwa ??? Ndoramba ndichidzika ne Gejo here nezve nyaya yetambo dzamoiswa muchiuno ...mumakereke https://whatsapp.com/channel/0029VaN0La5B4hdNWhNabm03 Onkgopotse Tanyaradzwa: *Makope :nedudziro* 👇 Kurota mombe tsvuku -kududza ngozi igere mumusha menyu Mombe yebrown -huripwa wemachembere panoda muripe Mombe chena -inodudza cheka ukama panenge paita mungava ungade pabviswe cheka ukama Mombe tema bhuru -rinodudza mudzimu kureva kurota richikutevera kana kuripa mvura une mudzimu wemusha Kurota Shato yesango 👇 Pauri pane chivanhu chiripo Shato -yemumvura inodudza njuzu (tsungunu)/garadziva Kurota 👇 Hosho Mbira Ngoma Zvichena Hari dzehwahwa -zvinodudza une chikaranga chigere pauri Kurota gomba -kududza rufu Kurota uchifamba wakatarisa madokero zvinodudza rufu Kurota uchitambudzwa makey emotokari wotanga kutsyaira -kududza zvanga zvakasungwa muupenyu wapiwa svumbunuro dzekuvhurisa upenyu wanga wakakiyiwa newakaipa Kurota uchishambira mumvura yakachena -upenyu Kurota uchinaiwa -upenyu Kurota michero -upenyu Kurota uchirumwa nenyuchi -wakurirwa nemuvengi Kurota uchirumwa nenyoka-huroyi wakurirwa newakaipa Kurota uchirumwa nembwa -huroyi wakurirwa newakaipa Kurota uchida kutungwa nemombe -urikuda kubaiswa nenyanga varikukugara dare rekukubaisa nenyanga Kurota vanhu vakakomba choto -ngwarira kune varikukugara dare remadokero Kurota wakasenga huni nyoro -ngwarira matambudziko ehurwere kana rufu https://whatsapp.com/channel/0029VaN0La5B4hdNWhNabm03 Kurota wakasenga huni dzakaoma -madzudzo Kurota uchikwira gomo -madzudzo Kurota wakazvitakura -madzudzo Kurota uchizvara -kubuda mumadzudzo kutura mutoro wangakakuremera Kurota uchiyamwisa -urikushandiswa kuyamwisa zvikwambo Kurota wakarara nemurume /mukadzi iwe usina -urikushandiswa nezvikwambo Kurota wakatasva bhiza wakatarisa kumabvazuva -kududza kukunda nguva yako yekufamba nhanho dzemabvazuva yakwana une chipo chikuru chigere pauri Kurota machira ayaa 👇 Retso Machira anopenya Nezvuma Pauri pane mudzimu nevemadziva Kurota wakatakura gate redoro urimusango -kududza vekwako vanoda umbovaitira dandaro remasango vambonwa nemadzisahwira avakakwezvana nawo Kurota mombe tema ichiuya nepauri ichida mvura yekunwa -vekwako vavekuda kumbodzimurwa nyota Kurota miti nezvainoshanda -pauri pane dare reurapi Kurota munhu waunoti anobatsira nechinamato Chivanhu Kuvarota padivi pavo paine kamunhu kausinganzwisisi ;kududza ane chikwambo Kurota uchifamba pamateru -kududza upenyu wako wareruka madzudzo apera wavakufamba mumutserendende Kurota uchitadza kudzika mumuti-madzudzo awakatarisana nawo akaoma Kurota uchiridzirwa ngoma wakakombwa kududza -une chivanhu chiripauri *Bvuri* Vanoteverwa nebvuri remushakabvu. Kunyanya vanaamai vakafirwa nevarume votandirwa mweya wemufi kuti asaroorwe zvekare atambure nevana. Tora bute woenda kusango kunorasa dope 💩 Wapedza kurasa dope tora bute rako wotanga kumwaya uchituka mweya yevashakabvu https://whatsapp.com/channel/0029VaN0La5B4hdNWhNabm03 mubobobo nezvikwambo mukana Unotora upfu wosanganisa nesalt woisa muma corner emumba mako kunyanya maunorara Kushandukira pant rako kawa wavakurara Kupfeka salt zvigodo zvitatu woisa pakachira or cotton wool wopfeka Vaye vakanokorwa tsoka or kunzwa makumbo Unonokora tsoka dzako mbiri wokanga pastove Nevhu wondorashira pachivanze Kunotora zvakare mubvuri netsoka dzako wogeza worasira pachivanze Kugeza nehupfu wakadangana nesalt Nemukaka zvobatsira kusunungura zvakasungika muhupenyu Kunatira salt neyemagodo woigeza Muviri wese Kufukira onion woigeza Kudyiwa or ndiswa unomuka kusen uchinwa mvura inodziya inetusalt Zvinobuda netsvina *Wanetswa nekurota hope dzakaipa*? Enda pamharadzano kana pazvitoro/pamashops panofarirwa nevanhu vakawanda. Tora ivhu ipapo neruoko rweruboshwe/left hand, chimirira zuva rakudoka/rave kuvira. Chiisa ivhu mudhish kana bucket raunogezera woitira weti imomo. Wapedza isa mvura wogeza usina sipo uchitaura zvaunoda pamusoro pehope semuenzaniso unoti handi madzikirira kana kurota zviroto zvinotyisa nezvinodzosera shure ndodawo kurota zvinondipa chiedza kana gwara rehupenyu . Wapedza rasa mvura wakapira gotsi*MAVAMBO ERUDZI RWUKURU RWUNE MUKURUMBIRA *Vaye vanorota* *Hope dzakaipa* Kurota une mwana mudiki Kurota uchifudza mombe Kurota uchirumwa nembwa Madzikirira Kurota uriku chikoro Kurota uchi Driver motor ,yausina Kurota uri mu Bhazi Kurota vanhu vakasofa Kurota uchidya ,nyama, Solution - Unoenda pa Mharadzano ,kana pama Shops panofarira vanhu vakawanda ,Wotora ivhu reipapo ne Ruoko rweruboshwe, Left hand womirira zuva rakuda kudoka ratsvuka Woisa ivhu rako muchigezero ,woitira Weti yako imomo wosanganisa ne mvura wogeza uchitaura zvaunoda iwewe nekukarira Hope dzakaipa uchiti handidzide kana wapedza worasa mvura yacho nekumashure kwako ....or kumusana unoita yekukupira kumashure https://whatsapp.com/channel/0029VaN0La5B4hdNWhNabm03 *📖HOPE NEMIPANDA YADZO* MUNHU WOSE ANOVATA ANENGUVA YEKUROTA KUROTA KUNOITIKA MUNGUVA DIKI DIKI MASECONDS CHAIWO ASI UNOPIHWA HOPE PAKUDZITSANANGURA UNOTORA MA MINUTES CHAIWO (1) 🌿KUROTA NYAMA MUTUMBI VE HUKU OR MBUDZI ---------RUFU (2)🌿 KUROTA UCHIRIMA____RUFU (3)🌿 KUROTA UCHIRUMWA NENYUCHI MAGO____RUFU (4)🌿 KUROTA UCHICHERA OR KURIMA MBAMBAIRA ___RUFU (5) 🌿KUROTA UCHIFAMBA VAKATARISA MADOKERO___RUFU (6)🌿 KUROTA CHIKOPOKOPO OR NDEGE ZVICHIMHARA____RUFU (7)🌿KUROTA UCHICHERA GOMBA____RUFU (8)🌿KUROTA MOTA YERED ICHIMHANYA YAKAKUNANGA____RUFU (9)🌿KUROTA UCHISAKURA ____KUBVISIRWA TSVINA (10)🌿 KUROTA UCHITSVAIRA ____ITSVINA IKUBVISWA (11)🌿 KUROTA UCHIGEZA ___KUBVISWA KWETSVINA (12)🌿KUROTA UCHINAIWA OR KUNAYA____HUPENYU (13)🌿KUROTA URIMUMVURA ___HUPENYU (14)🌿KUROTA MICHERO___HUPENYU KUROTA UCHIKWIRA GOMO___MADZUDZO MATAMBUDZIKO (16)🌿KUROTA MOTO ___IDAMBUDZIKO RAKAIPISISA ( (17)🌿KUROTA ZVICHENA NDIRO NHUMBI ZVIGARO ZVICHENA___UNE SHAVI RENJUZU (18)🌿KUROTA UCHITAMBIRA MUMVURA___SHAVI RENJUZU (19)🌿KUROTA UCHIDYA ___HUDYISWA REGAI NDIBVA NDAPAJEKESA APA KANA UCHIDYISWA HAUDYISWI VAKARARA NGUVA YAUNODYA CHIKAFU CHAKO MANHERU NDOPAUNOPIHWA UNOZOROTA ZVAKO KUDYA UNENGE VATODYA KARE (20)🌿KUROTA UCHIRUMWA NEMBWA____HUROYI MHEPO DZAKASHATISA UNOGONA KURWARA (21)🌿KUROTA MAPURISA ____MYEYA YAKAIPA (22)🌿KUROTA VANA OR MWANA ___TOKOROSHI OR CHIKWAMBO (23)🌿KUROTA UYAMWISA___CHIKWAMBO (24)🌿KUROTA HONYE ___IFUMA (25)🌿KUROTA TSVINA DHODHO___IFUMA (26)🌿KUROTA MARI ARI MACOIN ___IFUMA (27)🌿KUROTA UCHIRWARA___HUPENNYU OR HUTANO (28)🌿KUROTA VAKASIMBA____URWERE (29)🌿KUROTA UCHIFARA OR KUTSAMWA_MUFARO (30)🌿KUROTA UCHIFARIRANA NEMUNHU___MUCHATSAMWISANA OR KUGUMBUKIRANA (31) 🌿 KUROTA UCHIDIVA NEVANHU ZVAKANYANYA___RUVENGO (32)🌿KUROTA MUNHU AKAFA UCHIMUNUNURA ___MIDZIMU IRI KUKURWIRA (33)🌿KUROTA UCHIYAMBUKA RWIZI___KUKUNDISWA (34)🌿KUROTA CHEMBERE HARAHWA DZAPERA BSA ___PAURI PANEMUDZIMU (35)🌿KUROTA MICHEKA YERETSO HANGA ___MUDZIMU URIPAURI (36)🌿KUROTA MBIRA HOSHO NGOMA ___UNEMUDZIMU (37)🌿KUROTA MHIRIPIRI___MASHOKO PACHAITA KUCHINJANWA KWEMASHOKO (38)🌿KUROTA ZVIWITSI __MASHOKO KUROTA ZVINWIVA ZVOTAPIRA ____MASHOKO ZVAKARE (39)🌿KUROTA MUCHATO ___RUFU https://whatsapp.com/channel/0029VaN0La5B4hdNWhNabm03 9.ķurota uchisakura ķubvisa tsvina muupenyu 10.ķurota uchitsvaira kubvisa tsvina muupenyu 11.kurota uchigeza kubvisa tsvina muupenyu 12.kurota uchinaiwa nemvura upeñyu 13.kurota uri mumvura upenyu 14.kurota muchero upenyu 15.kurota uchikwira makata/gomo madzudzo /matambudziķo 16.kurota moto idambudziko rakaipisisa 17.Kurota zvichena shavi renjuzu 18 .kurota uchitamba mumvura shavi renjuzu 19.kurota uchidya kudyiswa 20.Kurotà uchirumwà nembwa uroyi mhepo dzakaipa unogona kutosuñgwa ñemapurisa 21.Kurota mapurisa mweya wakaipa 22.kurotà vana zvikwambo 23.kurota uchimwisa chikwambo 24.kurota honye upfumi 25.kurota dhodhi ipfuma 26.kurota uchirwara utano 27.kurota waķasimba urwere 28.kurota uchifara kutsamwa 29.kurota uchifàra nemunhu muchatsamwisana 30.kurota uchidiwa nevanhu ruvengo 31.kurota uchinunura munhu wakafà mudzimu uri kuuya pauri 32.ķurota uchiyambuka rwizi kukunďa 33.kurota chembere/harahwa mudzimu 34.kurota mucheka yehanga mudzimu uri pauri 35.kurota mbirà hosho nengoma une mudzimu 36.kurota mhiripiri kana zvihwitsi kuchinjana mashoko 37 kurota zvinwiwa zvotapira mashoko 38.kurota muchato rufu Ndaduďzira hope dzenyu vazukuru pamunorota muoona ipapa 39.kurota nyuchi spiritual attack in organised and forceful way 40.kurota uri kuchikoro iwe wakapedza its means yr life is pulled backwards.Its a spirit of limitation in progress that shows u where it begins from 41.kurota uchifamba nokuŕima nehama yakafa;;;;;;vakafa nevapenyu hazvidyidzani zvoreva ķuti kune mhepo hombesa iri kukutevera ķuuraya zvose zvaunazvo uye zvakauraya iyeye zvogonavo kukuuraya 42.kurota uri panhamo yemuñhu akafa kare zvoreva uchapiñda panguva yakaoma yr fortunes are beinģ killed and u will have hàrd times.źvođudzira kuti kuñe hama yakakutsika bhamba 44.kurota uchiita tsviña its offloadinģ unwanted thiñgs in yr body 45.kurota chamupupuri imhepo inotyisa iri kuuya kuzokurwisa kusvika wagwadama pasi 46.kurota uchidhiraivha motà zvoreva kuti mota ndiwe mafambiro emota unaku neZita mafambiro auchaita muupenyu hwako 47.kurota uchibirwa mota it means yr destiny is tied up for slow motion 48 kurota wakashàma its a disgrace iñ ur life u will be humiliated 49.kuřota uchifamba kana ķumhañya musango usingasviki kushaiswa ruģare muupenyu hwako 59.ķurota uchirumwa nenyoka kukundwa nemuvengi wako kureva ava ñesimba pàuri 51.kurota uchirara nemunhu kuhope ispirituaĺ husband or wife *ZVIRATIDZO ZVE ((SPIRITUAL HUSBAND or WIFE))* Mweya iyi inowanika pane vanhu vakawanda.. spiritual husband or wife HAYIWURAYE munhu kana kana ,asi chinangwa chayo chiri pakuvhiringidza chete kuti ZVINHU. zvisafambe Zvakanaka chete • kurota uchiita bonde.. •Kuvenga wanano,kusada kuroorwa • Kurota uine nhumbu • Kurota une mwana mudiki wakamubereka or kufamba mese hazvinei ndewako • Kuyamwisa mwana muhope •kurota UNE murume or mudzimai muchiita shopping •Kuona murume akarara padivi mu hope •Kubva pamuviri mushure mekurota uri pabonde •Zviroto wet dreams •Kunonoka kuroora kana kusaroora zvachose •Kuva nenyaya dzekubasa dzakaita sekutadza kuzivikanwa nemukuru wako nevaunoshanda navo, kusarurwa,kubatwa zvisina kunaka uye kudzikisirwa. •chinhu chinomhanya mukati medumbu rako kana kumusoro uye pasi pehuro yako •Money doesnt last in your hands •Kutadza kugara nemuwanano •Kugara uchiita bonyora •Kusanzwisisana murudo •Kurota nyoka 🐍 nembwa dzichikuruma •kurota uchiyamwisa mhuka... 80% ema marriage/relationship yakaparara nekuda kwespiritual husband/wife but nekuda kwekushaya zivo vanhu vakangonzwisisa nokugashira kuti zviri normal Vanhu vazhinji vakadanana nevakomana kana vasikana vanopfuura 3 kusvika 7 vasina kugarisana kudanana nhasi 2 months he or she leave with you without a reasonable reason unosangana nekukundikana kwakawanda, kuodzwa mwoyo dzamara umwe oti ndakuzviraramira ndega spiritual husband or wife inobva yafara chinangwa chazadziswa vamwe vanoti ""kubva pakafa murume wangu or mudzimai wangu handina kuzowana kana wekudanana naye kana ndikawana hakuna kwatinoenda tasiyana kusemiwa""" spirit yeumwe Wako akafa inoda kupatsanurwa , bond iya yamaiva nayo Ari mupenyu ibve ndizvozvo nekuspiritual marriages inoda kubviswa pauri..Zvakawanda zvinobatsira padambudziko iri sekuita shonganyika.. mutandangozi kana murambatsvina iya inosanganiswa nembanda yemakoma https://whatsapp.com/channel/0029VaN0La5B4hdNWhNabm03

Comments