Miti Sora Nemhuka Zvinorapa Natural Home Remedies🔥
January 29, 2025 at 02:23 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaN0La5B4hdNWhNabm03
Onkgopotse Tanyaradzwa: *MUHABHROSI*
Mashizha emuti uyu anobatsira kudzikisa *BP nekuwedzera ropa* Torai mashizha acho moabhoirisa momwa se tea kaviri pazuva No sugar or milk. Mudzi wacho unorapa zvakare kana uchienda kuperiod kasingaperi. Soak mudzi wacho mumvura monwa mvura yacho everyday.
[1/28, 8:50 PM] Onkgopotse Tanyaradzwa: *NHOKO DZEMBUDZI*
Kana munyama, kungorambwa nekusemwa nemudiwa, nezvimwe sekungovengwa.
Pisa NHOKO DZEMBUDZI kuita dota, voisa mumafuta aunozora, unogona kubatsirika ropa rako rikazvigamuchiraàaaaaa
Onkgopotse Tanyaradzwa: *DORO*
kana uchida kuregasa munhu doro,Tora makanda ema potatoes maomese wokuya kuita upfu(powder) woisa modoro amwe,hambozoda kuriona futi.
Tora ndebvu dzechibage vamwe vanoti rurebvu, uwomese ukuye futi naidzo dzinoshanda kuregesa munhu doro.
*FODYA*
Kana wada kuregesa munhu kuputa fodya.
(1)Tora mukaka wenguruve uise pamudzanga regazviome, mupe apute.
(2) Wana Amai varikuyamwisa mwana wokamira mukaka wacho pafodya chirega zviome ugomupa apute.
Hambozoda kuionafuti kana kuda kunzwa panonhuwa fodya.
Onkgopotse Tanyaradzwa: *MUSIKANZWA YEVANA*
*Mwana wako anetsa nemusikanzwa here tora hembe yake yaanopfeka wosunga uchitaura zvese zvaunoda aite zvakanaka woinyika mumvura yoraramo wozoisvina kuseni siya iomere mumba for 3 days paasingaione kna yaoma sunungura wodzosera muwardrobe ozoipfeka anodzikama both girl or boy ma teenager aya*
Onkgopotse Tanyaradzwa: *MOYO KANA BP*
Midzi yegavakava inorapa vaya vanorwadziwa nemoyo kana kurova kwehana blood pressure munonyika mumvura mopota muchimwa mvura yacho
Kana wakanz une ropa shoma, tenga hupfu wezviyo ne orange crush original obika porridge. Dont use water, use orange crush. At least 3days u shld b normal
🩸🩸🩸
Usacheme sari kubva nhasi tora gwati reuyu woripisa wotora dota racho wopota uchizora pasari ipapo every day kuseni nekumhanheru asi zvinoti swinyei but panopera mazuva mashanu chinenge chapera ukaita zvandareva haridzoke futi
*Buka torai makoko emazai ehuku yatsotsonya momapisa kana atsva momakuya oita hupfu sanganisai nemafuta ehwai neenzungu mopota muchizora vana nyaya yekuvhunduka inodarika zvakanaka*👏🏻👏🏻👏🏻
*Kusuka mudumbu*
Idyawo pawpaw kamwechete pamwedzi
*Kukosora*
Kwatisa pamoto maruva emupawpaw.Sanganisa nehuchi wopota uchinwa
Miti inorapa
*Mazino* boil mashizha emupangara kana muzeze. Mvura yacho munopfunda mumukanwa pazino racho moisvipa.
*Mudumbu* kuruma ruma kwemudumbu shandisai chifumuro kana murumanyama. Munotswanyatswanya moisa mumvura monwa.
*Nzeve* torai mashizha emutohwe kana midzi yacho. Motswanya moisa tumvura mosvinira munzeve macho.
*Tsanga muziso* kana ichangotanga torai damba mbishi. Ritsemurei motswanyatswanya zvemukati kuti mutore muto wacho. Mowedzera tumvura moisa pakajira mosvinira muziso racho. Kuisa mukajira kuitira kuti tsvina yedamba isapinde muziso asi muto chete. Inopera within a week.
*Nyoka pachivanze* cherai midzi yemuroro moisa mumvura in a bucket for an hour then modira around chivanze. Smell yacho ino dzinga nyoka.
*Acids/nyong'o* imwai makwati emurumanyama or kutsenga tsangamidzi
*Kudikitira mushangu kana hapwa* dirai soda mushangu kana muhapwa zvinoita kuti musadikitira uye kuvhara hwema
*Jeko* vhaidzai mutsine kana ma shizha ema carrots monwa mvura yacho.
KIURAPA MUSANA
Kunevanorwadziwa nemusana uya unobuda kunze.Munotora Mutsine(black Jack)munodai munoudzura nemidzi yawo mongozunza madhaka mouisa mutin hombe repamoto wakadaro moisa mvura moboilisa
Kana waboila mobura moisa muBacket mogara steam iya ichirova pacho panemusana unorwadzamoita muchisimuka muchigarachakakosha kurova kwesteam mapedza munochera gomba modira chimuti chiya zvese nemvura yacho monyatsoofusira matopedza.
Onkgopotse Tanyaradzwa: *Madzimai ane mimba*
*Masuwo*
Kune nzira dzakati wandei dzekuvhura Masuwo (nzira yekubuda nemwana) uye kuti ukasike Kusununguka. Ndatiwerengei:
1. Prolonged labour: nyikai makwati eMutsonzowa wonwa ukanonoka kuenda kuchipatara unozvarira mumba, unosungura nhumbu yakasungwa zvekare.
2. Nhumbu yadarikira mazuva: Torai mudzi (root) yemuti unonzi Mupfuta (castor tree), monyika mumvura kwekanguva. Motora cup yesimbi mochera half cup yemvura iye monwa asi cup isiye/regedzera cup idonhere yega pasi. Make sure wakarongedza maBag.
3. Kunwa mvura yemakwati emuti unonzi Mufenje.
4. Kunwa ivhu repanoita nhuta
5. Kunwa weti yeGudo (Umcamo wemfene)
6. Kunwa midzi yemuXmas tree
7. Kunwa Makoni tea (tea yemusango)
8. Kunwa ndove yeNzou
9. Kugeza neRuredzo mashizha acho( Muti unoita mafeso)
10. Kunwa Coke inoda wave kutorwadziwa waudzwa kuti wave mulabour naDoc inobetsera pama cm kuti ati fambei
11. Kuzvitsvaira dumbu nemutsvairo wemumba worega mutsvairo wacho uchidonhera pasi wega.
12. Kunwa imba yezingizi
13. Kupisa ndove yenzou hutsi uchienda kunhengo yaamai (steaming).
14. Kunwa mvura inodziya makuseni ne manheru
15. Nhumbu yakurwadza boilisa mashizha emutohwe wonwa setea mwana anopusher fast
16. Kugara uchidya maPineaples last trimester.
17. Cooking oil ine salt
-18. Ivhu repamusuwo webhawa reduce labour hours
19. Kumwa mvura ine nhoko dzembudzi hadzi (female goat)
20. Kugeza nesipo yechimugondiwa (blue soap) kana wawe pa7months uchiedza kupinza zvingunwe, kana zvingunwe 3 zvawe kupinda nyorenyore u are sorted.
Happy and safe delivery Madzimai