Miti Sora Nemhuka Zvinorapa Natural Home Remedies🔥
Miti Sora Nemhuka Zvinorapa Natural Home Remedies🔥
January 31, 2025 at 03:31 AM
KUBVISA NYORA/ MUNYAMA Slice king onion soak in bath water. Dira 4 table spoons vinegar in that water. Kumbirira uchituka zvakaipa zvese zvibve pauri. Wapedza kugeza nesipo Chibva wageza mvura INE king onion and vinegar. Unozviita manheru obva warara zvako. Do this 3 days per week for 3 months. This works as back to sender yakanaka. Repeat for better results . MWANA ANOWETERA MACHIRA HAUSHAYE CHAKO CHINOBATSIRA mumachira munoenda pachuru unemwena oitira imomo kuvaka kunoita majuru akavhara ndokumira kuwetera mumachira kana kutora dororo rejongwe monyika momupa mvura yacho akamwa mukati wamwa dororo akakanuka ndokumira kweweti kana kuti munotora sadza moisa panorarira huku rorarapo motora kuseni mogocha odya risina salt kana kutenga nyama moisa pasi pemachira ake owetera moitora kuseni moigocha odya isina salt kana kumupa table spoon yehuchi everyday akurara kana kunyika zviyo zvogara 3 days zvatswuka otanga kumwa paadira 3 days mvura ikapera mowedzera omwazve 3 days apedza onorasira kwamunorasira marara achipopotera kuti kubva nhasi kana iri weti yekugadzirwa sara pano obva asina kucheuka opinda mumba kana kunyika rurebvu rwechibage opota achimwa KUBVISA NYORA NEMUNYAMA Tswanya garlic wosanganisa nevinegar nehupfu chaiwo waunobikisa sadza nemvura shoma woita kukweshwa miiri wako wako wese nezvinhu izvozvo uchituka mweya yezvikwambo iyoyo nekubvisa nyora kana dziripo dzisingaoneke wombogara zvishoma usati wazvigeza kana zvakuita sezvakuoma wochigeza hako zvimwe zvinosara paunenge uchizvikwesha paya wonocherera pasi uchitaura kuti ndakukurasa iwe chikwambo nezvese zvakaipa zvakaitwa panyama yangu wodzokera hako mumba *Ngatitaure nezve mashandisirwo eWeti*👏? 1. Unogona kuwedzera weti yako pamvura yekugeza yevana vako kuti uzvidzivirire. Ani nani anoda kuvarwadzisa ahabudirire 2. Unogona kukorobha imba yako neweti yako, woiswa mumvura kuti pave nerunyararo pakati pako nemudiwa wako 3. Unogona kugeza maoko ako neweti yako kana wave kuda kupihwa mari nemunhu wausingavimbi naye 4. Unokwanisa kugeza maziso akoneweti yako kana achibuda mabori or achiona zviri blur 5. Unogona kugeza chiso chako neweti yemangwanani kuti uchenese mhepo yakaipa uye makomborero akazaruka 6. Unogona kunwa weti yako kuti uparadze kurwiswa kana hudyiswa pahupenyu hwako 7. Unogona kunyudza nyama muweti yako, woibika zvakanaka wopa mumwe wako, mova nerugare muhukama hwenyu..semufuhwira 8. Unogona kusanganisa weti yako nemamwe makwenzi wosimbisa imba yako 9. Unogona kusanganisa weti nemukaka mutsva wekuvhura zviroto 10. Unogona kusanganisa holy ash, lemon uye weti kubvisa warts 11. , ukarota uchidya, inwa weti 12. Unogona kunyora chero chaunoda pabepa, wonyika weti kwemazuva matatu, woomesa bepa, wopisa, wosanganisa dota nedota rinoera woisa palotion yako, zvinhu zvinovhurika. 13. Unogona kunwa musanganiswa weti yako kuti usunungure mimba yadarika mazuva 14. Unogona kugeza ronda rako neweti yako kuti ikurumidze kupora inofumura, weti yako vane masari jeko mazuva ekunguva asiri kuita zvakanaka nevanodawo kubata zvinobatika pararamo https://whatsapp.com/channel/0029VaN0La5B4hdNWhNabm03

Comments