
Miti Sora Nemhuka Zvinorapa Natural Home Remedies🔥
February 7, 2025 at 04:09 PM
Menopause and hot flashes??? This will relieve you. Boil 1 liter of water with rosemary leaves, bay leaves, a teaspoon cloves, a teaspoon cinnamon. Boil for 10minutes. Sieve and drink.
l: * "HERNIA"*
Nyika gomarara reMunzviru mumvura ugonwa mvura yacho kusvika wapora.
* KUKOSORA*
Nyika Paw paw leaves mumvura add honey n drink the mixture.
ACIDS*
Nyika makwati barks eMurumanyama mumvura ugonwa mvura yacho.
*MAZIZI PAMUSHA*
Pisa minhenga yehuku panze pamarasha manheru
Mix hopfu ne mhiripiri Pisa pamarasha panze.
*SARE*
Shandisa Appel Cider vinegar, spirit, lemon juice n soda. Mix zvose izvo Isa pa cotton wool, chiisa paSare , unoita izvi kusvika radonha sare racho.
Pisa Do as I say plant, dota racho woisa muvaseline pota uchizora paSare.
*MIMBA*
Tora mabanana 4 akaibvisa, 4 lemons and garlic. Kwatisa zvose pamoto kusvika zvaitasei juice like. Chinwa muto vacho ,unogona kubata MIMBA.
*MIGRAINE*
Kacha makanda emalemon chizora pa huma🙇♂️
*MOYO UNORWADZA*
Kuya midzo yeMutara upote uchidya powder yacho.
*MUNYAMA*
Omesa mashizha eMutara chiputa sefodtlya yechimonera uchitaura zvaunoda.
* MUSANA UNORWADZA*
Chera midzi yeMunhengeni sanganisa nemashizha acho mumvura yaunopota uchinwa.
*MUNYAVIRI*
Geza ne Lifebouy deofresh
HERPES*
Tora mashizha emuJakaranda, kacha kacha soak in water vonwa mvura yacho.
*MARONDA*
Mashizha emupawpaw akaoma. Pisa pamoto oita powder.
Pota uchizora paronda Mushure mekutanga wageza Ronda racho
*CHIKOSORO CHINONETSA KUPERA📌*
Shandisa powder yemashizha emupawpaw.
Sanganisa nesalt Shona.
Inwa katatu pazuva.
*CHIBEREKO*
•Kusuka chibereko
•Kudzivirira jeko
•Kuenda kunguva kasingapere
•Kudzivirira fibroids and cysts
1. Boil mashizha eavocado wopota uchinwa
2. Kana kuti mashizha emumango kana muguava.
3. Boil makoko emauyu wopota uchinwa mvura yacho panguva yako yekutevera
: *NGONONO*
-1 Apple
-thumb size tsangamidzi
-1 lemon
-4 carrots
*blend them together wonwa manheru ega ega kwevhiki rose.
*TSOKA DZINOPISA*
-idya nzungu mbishi
-geza tsoka dzako nemvura yakasangana onion negarlic yakainzanira.....imwe garlic wodya
*ROPA SHOMA*
-tenga hupfu hwezviyo
-tenga neorange crush original
-bikisa bota nazvo
-usashandisa mvura asi kuti mazoe crush original chete.
-pamazuva matatu unenge wava neropa
(Kuwedzera ropa munogona kuita futi remedy yemashizha emufarinya nekudla beetroot)
*PILES*
Tora chimubato chenhanga wobva wachipisa kuita dota.
Chipota uchizorera panenge pabuda musana.
*KUSHAYA HOPE NEMADZIKIRIRA*
Isai hupfu mushangu moisa kuseri kwedoor, kuturika pant kana skin tight padoor .
*MUTSIPA UNORWADZA*
-Tora tsangadzi yakareba iya mosungirira pamutsipa muhuro menyu.
-munogona zvakare kuyenda kudanga remombe moenda paya panokwizirwa nemombe imimi mokwizira ipapo.
-unogona kumbomira kushandisa pillow kwevhiki.
https://whatsapp.com/channel/0029VaN0La5B4hdNWhNabm03
REMEDY FOR FALLOPIAN TUBE BLOCKAGE, FIBROID, AND CYST 💪
INGREDIENTS
✓ BAY LEAF
✓ GINGER
✓ CLOVES
✓ LEMON
✓ GARLIC
✓ APPLE CIDER VINEGAR
✓ WATER
PROCEDURE
Peel and blend your ginger and garlic and put in a pot,put your lemon, don't peel the back and some cloves, bay leaf and water and cook for 5 minutes. Allow to cool, sieve into a class cup, add half teaspoon of apple cider vinegar. Take three times a week, first thing in the morning and last thing at night for 30days.
Rerun a test for tube blockage and thank me later.