
Miti Sora Nemhuka Zvinorapa Natural Home Remedies🔥
February 15, 2025 at 06:27 PM
[2/15, 8:16 PM] Onkgopotse Tanyaradzwa: FEELINGS
Madzimai ndaona hangu kuti family planning yauraya mafeelings evakawanda
vamwe hazvitogone tirege kuishandisa
so semadzimai ngatishandise ma home remedy anodzosera mafeelings panzvimbo
ngatiedze kushandisa izvi:
1. Cinnamon 1tablespoon n half cup mukaka
dziisa mukaka woisa cinnamon then wonwa inwa once a week manheru but kana zviri srs inwa hako ka2 or 3 per week
2. tora green pepper greta wogreta fut ginger nyika mumvura wonwa this one iri fast zvekuti
3. kangai mhodzi dzemanhanga moisa salt modya manheru
4. greta mhodzi yeAvocado wonanika dzooma then wokanga wokuya wopota uchiisa mutea but musaise sugar imwai manheru
5. chibage chechirungu chiya torai zvemukati moisa mucup isai 1 teaspoon of honey
mix wodya
5. greta garlic n ginger isa mumvura overnight wonwa every morning
6. black chocolate idyai 30 mins before sex
7. water melon idyai everyday izvi zvinotibatsira madzimai kana musikugutsikana u can google nhaika
Vane pamuviri 🤰 siyai mozodya masununguka
https://whatsapp.com/channel/0029Va9ECquGE56jlNyqPQ1K
[2/15, 8:16 PM] Onkgopotse Tanyaradzwa: *Kugeza Ne Key*
Wese anoziva kuti ndakasungwa hupenyu kana mbereko, mari,mabasa,mukana,urwere mamhepo engozi, nezvikwambo unotora salt ,mukaka, Bute re Hondo nemaKey wozvisanganisa. Unogeza *(3Days)* nekey iya inonzi *Ganje* asi unenge wakakiya chimana chacho worega chiripo woisa mumvura zvakakiyiwa kudaro,zuva rokupedzisira kugeza kana wapedza kugeza ndopaunokiyinura chikey chako uchitaurira kuti kukiyinura kwandiri kuita iwe chikey ndoda nezvipo zvangu zvakavhagwa nemuvengi zvivhurike angava makope andakabigwa haiwa zvangu ngazviuye kana wakiyinura wochinorasira pamharadzano dzenzira
[2/15, 8:16 PM] Onkgopotse Tanyaradzwa: *SORA RINONZI iri rinonzi Mexican POPPY
Rinoshanda zvakawanda Sora iri,kubaya zvaro asi rabatsira vanhu vakawandisa ..vanhu vakawanda vakarishandisa vakapora vasingazive kuti ndiro
kune munhu anetsekana ne gout...makumbo kuzvimba nekurwadza rinoshanda chaizvo unoona papic riri pamusoro ndachera midzi iyo unoboilisa womwa mvura yacho unoona makumbo adzokedzana....
-one of mishonga inorapa cancer mexicano poppy yabatsira vanhu vakawanda cancer kunyanya cervical cancer or ma cancer cells ...uye ma cyst anopera negwenzi iri
masare kunyanya aye aripanze kungorizora kudai zvatopera rinobva rapera sare
mexican poppy rinorapa mhopo ukatora tumhodzi tunobuda pachiruva pacho wopisa wozorera ayewa ma warts ose ahumaonezve
kune vari HIV Postive....Ridzure,woriyanika mubvute.....then raoma woripisira parata..Dota racho ndorineyese....Unorinanzva every morning nepakurara,rimwe racho unocheka nyora,woriisa panyora ipapo pawacheka ripinde muropa...rinoswinya zvaro zvekanguva kadikidiki bvazvanyarara...u can do this for 3-6 months uchinanzva And then u will see very interesting and amazing results...BT first u got a hv yr CD4 count checked first usati watanga kurishandisa,kuti unyatsoona maresults....paunozodzoka after some months unoona maresults anokushamisa ...number of people I know of,vakarishandisa,vakatonzi ropa ravo hariskuchioneka hutachiona..un detectable...BT u shouldn't stop yr medication though....BT the best to perfect yr health ramba uchinanzva dota irori Nyangwe 6months dzadarika.....for best results....Zimbabwe yose rizere
[2/15, 8:16 PM] Onkgopotse Tanyaradzwa: *Powerful herbal incense*
*maizviziva here kuti kupisira* :
_ kupisira makanda emaOranges mumba uchtaura zvaunoda zvnodhonza mufaro mumba imomo.
_kupisira mashizha emuMint mumba mnoita pfungwa dzimwechete dzisina kufungirana or kugayrana horror.
_kupisira maCloves it attracts, lucky money, friend ships KUFARIRWA pese pawasvika.
_kupisira cinnamon sticks zvnosimbisa wanano or relationship 🔥🔥.
_kupisira Eucalyptus (mashizha emugumtree) kudzinga mweya ykaipa nevaroyi.
_kupisira ganja kudzinga mweya ykaipa.
_kupisira makanda eGarlic WK rako rokutambira (Pay) uchtaura mari yako isabhururuka.
_ pisira Rosemary leaves or masamba acho zvnodzinga zvirwere nehurwere mumba ..etc
*REMEDY FOR NHETEMWA*
Cinnamon ,
Honey
Fresh milk
Boil fresh milk
Add honey and half tea spoon cinnamon mosanganisa monwa at least 3 times a week for 1 month
[2/15, 8:16 PM] Onkgopotse Tanyaradzwa: 💥💥💥 MHODZI DZEMANHANGA 💥💥💥
vazhinji tinongoona nekucheka manhanga torasa mhodzi...Kubva nhasi zvichienda mberi musarasa mhodzi....
vamwe takakurira kumamisha taikangirwa mhodzi idzodzi tichidya dziswa salt unombozviziva kuti what was the reason behind.... ????
mhodzi dzemanhanga dzakakosha pakuti ........
1.. dzine Simba mhodzi idzodzi Simba rekuti ukadzidya unonzwa kuda bonde kunyanya madzimai vanokurudzirwa kudya mhodzi idzodzi...
2.. dzinoshandira kunyanya madzimai aye ekuti ukaitwa operation UMWE ahazonzwi kuda kuita BONDE zvachose tora mhodzi dzemanhanga kanga udye kana usina Tenga nhanga uomese mhodzi wokanga ......
3..mhodzi idzi ukadzidya nyangwe menopause yasvika unongoramba uchifarira murume wako....
4.... mhodzi dzemanhanga ukadzikanga wosefa powder yacho mix ne ndorani...nekashunga woisa mumaheu womwa iwewe wega unonzwa Kuti miri wangu wakupisa.....kudziisa miri...
5... mhodzi dzemanhanga ukadzidzvura netumvura tunopisa ukasiya zviri mu cup unoona dzinobudisa oil mafuta chaiwo mafMAnakeayo ukamaseva necotton wofeka unodzoka kuita mhandara chaiyo ......kudzora...
zvakawanda zvinoitwa nemhodzi idzi so ndinokurudzira Kuti usarasa mhodzi kanga udye zviite MAnake
[2/15, 8:16 PM] Onkgopotse Tanyaradzwa: *ROPA SHOMA*
-tenga hupfu hwezviyo
-tenga neorange crush original
-bikisa bota nazvo
-usashandisa mvura asi kuti mazoe crush original chete.
-pamazuva matatu unenge wava neropa
(Kuwedzera ropa munogona kuita futi remedy yemashizha emufarinya nekudla
1:Mashizha emuavocado(Boil n drnk)
2:Cassava irikumberi iyo fast(mupfarinya)
3:Black jack mutsine
4:Liver
5:beetroot
6:mvura yakawanda
7:mazoe orange crush u cn mix nee raspberry etc or kutevedza mabikirwo ebota ayo munobatsirika chaizvo
8 0kra derere soak overnight monwa mvura yacho.
[2/15, 8:16 PM] Onkgopotse Tanyaradzwa: KUOMARARA TSOKA
-Kana ava manheru unonyika tsoka dzako mumvura inodziya yakasangana nemunyu (15-20mts)
--Pukuta tsoka dzako
--Chisanganisa 1teaspoon of lemon juice nevaseline original unscented shoma wozora tsoka dzako.
--Wopfeka cotton socjs wochibva warara hako.Chokwadi tsoka dzinobva dzava soft
ARTHRITIS
*6 carrots
*3 celery
*1 cup pieces of pineapple
*Half lemon
--Cheka cheka ma-ingredients ako womablender then pota uchinwa
FOOT FUNGUS
Pota uchizora mouthwash 2 or 3 times a day
CRAMP
Pota uchizora apple cider vinegar paunowanza kuita cramp yacho
KUGEZA CHIBEREKO AFTER MISCARRIAGE
-Boil makwati emuhogany or muchakata
-Drink more than twice a day OR
-Unogona kutora makwati emutukutu side rimwe neside rimwe ari manyoro woisa mumvura wopota uchiinwa.
BP IRIKURAMBA KUDZIKA
-Tora mashizha emu peaches womatsenga uchimedza muto wacho.
-Hongu, zvinovava nekushata asi mushure mechinguvana BP inotobva yadzika
**Kana uchinge wautsenga unombosiya zvaunenge uchiita wombozorora kana kutombovata chaiko
KUTI DAMBUDZIKO REMAMOTA/BOIL RIPERE
-Paya pamunoita mota racho kana raibva pamaricheka paya zvidhende zvamashandisa zvine tsvina yacho munonozviisa mumwena wemagwereveshe.
-Dambudziko remamota harizombodzoki zvakare muupenyu hwako
**Paunokanda magwereveshe anokakata zvidhende zviya ndiko kupera kwedambudziko racho
MUDUMBU MUNORUMA RUMA MEKUTU UKADYA MUNOITA SEMUNE RONDA
-Dambudziko iri inogona kuva TB kana kuti Acids
-Kana ari ma-acids unoita ginger tea then add muvharo we-apple cider vinegar neturmeric
-Kana ukazviita kwesvondo mbiri chokwadi unoona sanduko
MUNYAMA WEKUSAROORWA
Ukaona munyama uya wekusaroorwa wanyanya, unotora mutsvairo uya wemumba wouisa mumvura wobva wageza uchitaura kuti ndava kutsvaira zvose zviri pandiri, marara ose ndirikuabvisa , kana wapedza unobva waukanda kumavirira..
--Zvino wochitora mugoti uya wamunobikisa sadza wobva wauisa mumvura woti sekutiva kunoita mugoti neni ndiwo mudirwe wandichaitwa hapana musha usina mugoti, saka ini ndichaona semugoti ndodao zvakanaka muupenyu hwangu.
-Kana uchinge wapedza unoubata zvakanaka wobva wanouisa paunogara zvakanaka.
[2/15, 8:16 PM] Onkgopotse Tanyaradzwa: Kudzosa Mudiwa/ munhu akaenda
NYORA ZITA RAKE PASI PAIVHU CHAIPO NEMUTUPO WAKE
WAPEDZA IZVI NOKORA IVHU IRI WOSANGANISA NEBUTE REMATARE
TAURA ZVESE ZVAURI KUDA PAIVHU IRORO UCHITAURA NEMUTUPO WAKE
UCHITUKIRIRA MHEPO YEKUMUSHA KWAKO NEYEKWAKE ISINGADE UGARE MUMBA
WAPEDZA IVHU IRI RIWAYE PAMOTO KANA KUISA PARATA WOISA PASTOVE GAS AMENO CHAUNOSHANDISA KUBIKISA
PARINOTSVA PAYA WAYA UPFU UCHITI :-
NHINGI NDODA UDZOKE KUMBA UDYE SADZA RANDINOBIKA INI MKADZI WAKO KWETE REKUMARAINI
WAPEDZA ISA IVHU RITONHORE WOISA ZVAKO MUBUCKET WOISA MVURA
GEZA NARO KUNHINGI KWAKO UCHITAURA ZVAUNODA
APA UKAONA AKASADZOKA APA
UMMMMM DZOKERA KUMUSHA UNOBIKA DORO CHAIRO
KANA KUNOGADZIRISA CHIVANHU CHEKUMBA KWENYU
KANA
KUPINDA MUMBA MUBEDROOM WOVHARA DOOR WOBVISA HEMBE DZESE WORARA PABED SEMUNHU ARI KUDA KUITA BONDE WOBATA NZEVE DZESIKARUDZI UCHIDAIDZA ZITA RAKE KUTI DADDY HUYA MU.....* ZVINHU ZVENYU
ZVIITEI EVERYDAY
🤌🏼🤌🏼🤌🏼🤌🏼🤌🏼🤌🏼
[2/15, 8:16 PM] Onkgopotse Tanyaradzwa: *Sick drop*
100g tanganda or joko,3cups water ,3 tablespoons salt to taste ,boila zvese for 10min then leave to warm then drink 1and half cup makuseni usati wadya any thing.Vane nhumbu musanwe pliz inogona kubva uye vaye varikubata pamuviri pachibva, try it after to clean your womb.
*SICK YE DROP*
Inwa mvura yaiswa midzi yemuPaw paw, mupangara, mutamba tswanya tswanya woisa mumvura yogaramo wozonwa
*How to cure the following*
1. *Gonorrhea/siki*
2. *Genital Warts*
3. *Genital herpes*
Zvinodiwa
1.Damba
2. Mvura
Method
1. Tora damba risati raibva woripwanya.
2. Isa damba rawapwanya mupoto ine mvura to cover the contents.
3. Ngazviboile kwezvimaminutes zvingaite 20-30
4. Kana zvabhoila chimbosiya zviti porei
5. *Chitora mixture iyo wozora pachironda/warts/herpes*
6. Kana uine sick yemudumbu ita zvekunwa
[2/15, 8:16 PM] Onkgopotse Tanyaradzwa: *Maizviziva here*????
Kurasika njere
Torai nhoko dzetsuro idzodzo maizviziva here kuti dzinorapa munhu anonga achirasika njere
Ukatora nhoko dzetsuro (musango) dzinokwana kuita gumi neshanu(15) wodzikuya kuya kana yave powder inofanirwa kusanganiswa nemakoko esadza, mukabika sadza makoko acho munomaomesa moakuya zvekare mosanganisa nepowder yenhoko iya ,zvinoshandiswa sei 1( munobika porridge mopa murwere odya
2(munotemera nyora mumusoro panhova chaipo moisa powder yenhoko iya kana madaro munenge mapedza basa murwere anobva aita mushe
________
[2/15, 8:16 PM] Onkgopotse Tanyaradzwa: (1) EPILEPSY / PFARI
Munotora kanhiyo🐣 kachangobva kuchochonywa moisa mupoto hombe🫕 mune mvura yaboiler kare, munokaisa kari kapenyu kogwina gwina mumvura yaboiler kusvika kafa. Kasiyei kakwate kusvika kaibva motora mopa munhu ane pfari adye🍛 nemambava acho hapana chaanosvipa zvese ngaamedze musaise salt. Haazofi akadonha kana kurwara futi nepfari🤷🏽♂️
(2) EPILEPSY / PFARI
Pfaariii kana kutii zvipusha...kana uine pfarii ichangotanga yane zvekuma 5 months zvichidzoka usatii wambodonha zvekutsva tora kagonyo kaya kanozvivakira imba netumiti kana kutii netuuswa kwedu tinokatii kakondo..kapisi kaite dota
Then motora dota racho mota nyora pakatii pemusoro mokwiza dota racho ipapo mapedzera pfarii https
[2/15, 8:16 PM] Onkgopotse Tanyaradzwa: *Kukasira kurasa mbeu*
Avocado
• gadzira fruit salad nema fruits ari fresh... (chopped tomatoes, onions, avocados, lime juice)
• mix orange juice, fresh mint and fennel seeds wodya zvako.
• Make sure unoedza kudya everyday kuti zviite fast
[2/15, 8:16 PM] Onkgopotse Tanyaradzwa: KUTADZA KUENDA KUMA MP LADIES*.
Ladies VARI kutadza KUENDA kunguva dzavo CHERO nezvamuri kushandisa pakurera VANA. Tora lemon juice half cup, half onion grate it, Sanganisa zvose vonwa. By end of day unogona kutoenda iwe munhukadzi. Unonwa pasina chawadya uye zviite for 3 days but zvinoti rwadzei.
https://whatsapp.com/channel/0029VaN0La5B4hdNWhNabm03
Onkgopotse Tanyaradzwa: *Remedy yeKurwadziwa nezino*
Boil makwati emubvamaropa wopfunda mvura yacho.
Kana kupisa deko remauyu wozorera pazino,kana riine mhango.Rinopfupfunyuka kusvika rapera
[2/15, 8:16 PM] Onkgopotse Tanyaradzwa: Kunzvenga muroi kana chipotswa (chitsinga) kana chose chinokuronda . Uye kuteverwa nezvanaka. Lucky rouya roga. Kungodihwa dihwaso , kufarirwa farirwa farirwa so. Vavengi kukuwana vanonetseka kuti wakuwane pose paunenge uri. Vakakuona vanokaruka vasisakuoni zvefuti. Wakavata husiku vanokutsvaka vachikusiya uripo. Vakakuronda tsoka dzako vanorasika hwema.
Zvaunoita unonokora tsoka dzetsuro dzose hazvinei nekuti watanga neipi. Wotora nhoko yetsuro chero tsuro ipi zvayo asi iri yemusango. Unotsvaga padzinenge dzafamba napo . Wadaro wodzamba pasi nemaoko ako ose. Wapedza kudzamba pasi wonokora maoko ako. Wapedza kunokora maoko ako wonokora tsoka dzako dzose wosanganisa mavhu ese nenhoko wodira mvura zvako.
Mvura inomwiwa nekugezwa. Uchipopota uchitaura kuti kumhanya kunoita tsuro ndokumhanyawo kuchaita hupenyu hwangu kwete kudzokera shure zvinhu zvangu ngazvifambe .Uye ngandiitewo zvakachangamuka se tsuro. vavengi pavano nditsvaga ngandishaikwe semashaikirwe anoita Tsuro . Vakandiona ndivanzvenge sekunzvenga kunoita tsuro . Pavanondi dzingirira ngandimanye semamhanyiro anoita tsuro nekuti muvengi haagoni kumhanya se tsuro. Ngandisa ngoonekwa onekwa nezvakaipa. Anondivhima ngaasandione.
Izvi munototaura usati washandisa pakugeza nekumwa. Mari dzako dzinouya dzoga. Mufaro wako unouya Wega .Hutano hwako hunouya hwega. Mudiwa wako anouya ega. Basa rako rinouya rega.
https://whatsapp.com/channel/0029VaN0La5B4hdNWhNabm03
Onkgopotse Tanyaradzwa: *Kurapa maziso, mazino,nzeve, piles/musana, BP, moyo, tsanga muziso, chikosoro, zvisasa, kusimbisa baba,kudzosa mudiwa,jeko, mbereko,acids/nyong'o,kudzinga nyoka,mudumbu,buka, sari, kuwedzera ropa, kurumwa nenyoka* .
*Munhundurwa*
*Midzi yacho inorapa zino unochera woboiler uchifunda mvura yacho uchisipa. *Inorapa maacids kutsenga midzi yacho.
**Kurapa zvisasa* unosvinira muto wenhundurwa pane chisasa zvinovava bt within 6hrs chenge chaoma
*Mashizha unogeza nawo kudzinga mhepo.
*Midzi ukaikacha kacha ukaisa mumvura ukageza nayo inodzinga bvuri.
**mudumbu* . Unochera midzi woomesa wokuyainorapa mudumbu , constipation bt pliz unonanzva a pinch ukawanza unoswera ugorara mutoilet uchipazha so musawanza
*Midzi yawo ukasanganisa negavakava nemudzi wenhengeni zvinorapa siki *.
*Mushonga wenyoka* ...kana munhu arumwa nenyoka unotora midzi yacho woisa mugango woipisa kusvika yava kupfupfunyuka kuita dota wotemera nyora wozora.
*Kuwedzera ropa* kana wakanzwa se une ropa shoma, tenga hupfu wezviyo ne orange crush original obika porridge. Dont use water, use orange crush. At least 3days u shld b normal.
Usacheme sari kubva nhasi tora gwati reuyu woripisa wotora dota racho wopota uchizora pasari ipapo every day kuseni nekumhanheru asi zvinoti swinyei but panopera mazuva mashanu chinenge chapera ukaita zvandareva haridzoke futi
*Buka torai makoko emazai ehuku yatsotsonya momapisa kana atsva momakuya oita hupfu sanganisai nemafuta ehwai neenzungu mopota muchizora vana nyaya yekuvhunduka inodarika zvakanaka*
*Kusuka mudumbu*
Idyawo pawpaw kamwechete pamwedzi
*Kukosora*
Kwatisa pamoto maruva emupawpaw.Sanganisa nehuchi wopota uchinwa
Miti inorapa
*Mazino* boil mashizha emupangara kana muzeze. Mvura yacho munopfunda mumukanwa pazino racho moisvipa.
*Mudumbu* kuruma ruma kwemudumbu shandisai chifumuro kana murumanyama. Munotswanyatswanya moisa mumvura monwa.
*Nzeve* torai mashizha emutohwe kana midzi yacho. Motswanya moisa tumvura mosvinira munzeve macho.
*Tsanga muziso* kana ichangotanga torai damba mbishi. Ritsemurei motswanyatswanya zvemukati kuti mutore muto wacho. Mowedzera tumvura moisa pakajira mosvinira muziso racho. Kuisa mukajira kuitira kuti tsvina yedamba isapinde muziso asi muto chete. Inopera within a week.
*Nyoka pachivanze* cherai midzi yemuroro moisa mumvura in a bucket for an hour then modira around chivanze. Smell yacho ino dzinga nyoka.
*Acids/nyong'o* imwai makwati emurumanyama or kutsenga tsangamidzi
*Kudikitira mushangu kana hapwa* dirai soda mushangu kana muhapwa zvinoita kuti musadikitira uye kuvhara hwema
*Jeko* vhaidzai mutsine kana ma shizha ema carrots monwa mvura yacho.
*KIURAPA MUSANA/piles*
Kunevanorwadziwa nemusana uya unobuda kunze.Munotora Mutsine(black Jack)munodai munoudzura nemidzi yawo mongozunza madhaka mouisa mutin hombe repamoto wakadaro moisa mvura moboilisa
Kana waboila mobura moisa muBacket mogara steam iya ichirova pacho panemusana unorwadzamoita muchisimuka muchigarachakakosha kurova kwesteam mapedza munochera gomba modira chimuti chiya zvese nemvura yacho monyatsoofusira matopedza.
*MOYO KANA BP*
Midzi yegavakava inorapa vaya vanorwadziwa nemoyo kana kurova kwehana blood pressure munonyika mumvura mopota muchimwa mvura yacho
*Mbereko*
*Tora mashizha embambaira nechitambo chiya chamunodyara chiya woboilisa mvura yacho wonwa kwemazuva 7 muchangobva kunguva*
*Inwai mazuva ose kuseni cup yemvura manheru musati marara cup yemvura kusvika 7days dzakwana*
*Unogadzira zvitsva mazuva ose zvamunenge washandisa nhasi mangwana hazvichashanda*
*Come back with testimony after 2 months Tenga pregnant test udzoke tobva taita kut pamuviri pasabva ubate mwana wako*
*CHIKOSORO*
Kana une chikosoro chinoita sechine maronda muchest tora pawpaw leaves akaoma and boil and put a bit of salt imwa katatu pazuva kwemazuva maviri.
*Kana uchida KUT munhu wako adzoke*
Unonyora Zita remukomana wacho nemutupo wake pachimucheka chichena wotora brown sugar nefodya yemhino wozvisanganisa unozviitira musango paunotaura unenge wakazviisa Pasi wapedza wosunga wosvaka zidombo wotsikirira wofuratira haucheuki hakurambi futi kusvika murufu iweukamuramba anozviuraya Mari anokupa kunonoka Usati wata
*For Men*
*MAKE YOUR JOYSTICK STRONGER🍆🍆*
Don't be a 60 seconds man at home
Tora mazai 3.
300ml fresh milk.
300ml coke original.
3 ripe bananas.
Sanganisa unwe kuseni usati wadya. Kana ukazviita 3 days uchavhundutsa mukadzi.