HOUSE OF COMEDY🇿🇼😂✌️♡
HOUSE OF COMEDY🇿🇼😂✌️♡
February 12, 2025 at 05:59 AM
*"Asi matumbu aya ndee Shumba kani anobuda nyama mukati? " , akadaro muroora from Gokwe apedza zvake kusvina Sausage yaanga apiwa naVaMwene kuti akange. 🤣🤣🤣🤣* https://whatsapp.com/channel/0029VaHK6wL1dAvuAQqYx01x
😂 😮 ❤️ 😢 🙌 😅 ☠️ 🌽 🐢 👂 269

Comments