Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
February 14, 2025 at 05:42 PM
Hie Tee inini ndakatizirwa ndir form 2 then mukadzi wangu aive muninyina wemukadz wamukoma wangu it was 2017 ndichigara kunorton kunonz kwamutuvha farm mudhara wangu akadaidza hama dzake nedzekwa hambuya vangu shoko rakangotaura nderekut mwana ndewekwani uyu adzokere kumba kwavo apa she was very young ndakafunga kunwa mushonga chaiwo chaiwo kut mudhara wangu afungei zvakadaro so kkkkkkk ndakazongogara naye hangu but paive pakarema kugarwa dare uchir mwana wechikoro nenyaya dzemujolo dzanetsa idzi
😂 😢 😮 ❤️ 👍 82

Comments