
Zim Elites Official 🇿🇼
February 14, 2025 at 07:08 PM
Hie Tee inini ndakafonerwa nema neighbor kuti baba vako vari kurovaa Mai apa ndaive panight duty, makuseni ndakamuka ndichienda kumba ndichiita kudedera nehasha, ndakasvika ndikatora pik nefoshoro ndikati kna muri murume huyai mumire apa tipedzerane, after 2 wks takazonzwa kuma 2AM Mota dzichisvika panze hama dzamdara dzauya ndikagariswa dare ndikati vakazviita futi movawana kuMortuary, kubva ipapo vave munhu kwaye ende vanondifarira chaizvo
😂
❤️
👍
🙏
😢
😮
264