Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
February 14, 2025 at 07:11 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U Hie Tee ini ndakagadzwa dare 2022 namaiguru wangu wandaigara nawo ndichidanana nemumwe murume aive akasiyana nemhuri yake apo arimuhombe kwandiri Mai vangu vakandigadza dare kuti siyana nemunhu uyu bata mashoko angu achakuitisa okusiya ndikatama kunogara kwagogo vangu ndichiti ndinoshushwa asi nanhasi mashoko amaikuru akazadzisika vakazongoenda baba vaya ndanenhumbu kna kuoneka kwakuzodzoka Jan uno hanzi mhuri yangu ini ehhhh baba ava nezvavakambondiita ndikaramba
😂 😢 😮 👍 🙏 ❤️ 159

Comments