Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
February 15, 2025 at 06:55 AM
Hie Tee ini ndakagadzwa dare nehama dzavamwene ndichinzi ndavaisira Roga muchikafu 😥 apa Ivo ndivo vkazvinzwa chete vamwe vese we were ok ndaktobika natete mukitchen ,,,,,pavangofunga vaifonera zvihama zvavo vot ndir kushungurudzwa mwana wavo Mai vaiva nendemo ivavo hiiiiii 😂😂😂😂 kanhu kadiki kaitofonerwa dzinza rese ndakazozvisiya ini hupenyu hwematare gare apa vaiva vasina kurevera kumba kwedu ndondo yaingova yangu ndega pasina wekuudza .ndongot kwamuri Mai V mwana wenyu ndakasiya wamaiti my boy boy 🚮
😂 😢 😮 ❤️ 🙏 👍 86

Comments