
Zim Elites Official 🇿🇼
February 15, 2025 at 07:19 AM
Hie Tee chitupa mubin ini ndakagadzwa dare 2020 ndamitiswa natruck driver ndrii form 2 ndine 16yrs ana sekuru vese vakauya vachinditii ukasataura tinokurovesa kumapirisa asi handina kutaura kutii mimba ndeyanii vakatosvika pakuenda nenii kupolice but chokwadii handina kutaura izvezvii mwana wangu atokura ane 4yrs inii ndane 21 asii hapana anoziva bba vemwana wngu
😂
😮
😢
👍
124