Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
February 15, 2025 at 06:24 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U Hie Tee lni ndri Mudzimai ane30yrs ndakagarwa matare nenyaya yekufamba kumaprofita ndakabereka matwins bt 1 akashaya anga Ari mapremature plus guvhu andizive kt vakarisepi ndaive mdiki panguva yacho mwana wangu akukura achirwara ska anga asingafambi nguva iyoyo ndozvandaizamao kt ndifambewo bt mrume wangu anga asipo ayenda kunotsvaga bsa ndakatofona ndikamudza kt ndadzingwa nenyaya yekufamba nemwana ndakadzikwa dare randisingakanwe nanhasi mwana wangu ahatofambi 😭 Ndinorwadziwa ndikazvifunga mrume wangu akasvika ndichitobudisa mabag iye ahanao vabereki taigara nehama dzekwaMai nanhasi avade munhu anoynda kumaprofita bt vna vavo vanoyend Sry nekurebesa
😢 🙏 😮 ❤️ 👍 😂 233

Comments