Zim Trending Stories 🇿🇼
January 30, 2025 at 12:04 PM
Hazvinei kuti ingararame nguva yakareba sei , greatest shumba 🦁 will eventually díə miserably, that's the world 🌎
Panguva yayo inotonga inoita zvainoda, kumhanyisa dzimwe mhuka, catch them, yodya yosiira zvayisingade kune mapere ,but age comes fast ⏩
The old shumba 🦁 can't hunt or to defend it self,it roams and roars until it's runs out of luck.
Inounganirwa nema pere yodyiwa iri ipenyu,they won't let it die before it is dismembered ..
Hupenyu hupfupi ..Simba rinopera .. runako rwunopera ..
Ndakazvionera pamhuno 👃 se tobacco,..kubva kushumba ...
I have seen it in old people/harahwa ne chembere dzedu .. everyone who lives long enough will be come weak and very vulnerable at some point
Therefore :let us be humble,ngatibatsirei vanorwara ,vasina Simba ..vanoshaya
and most importantly ...usafa wakakanganwa kuti one day u will leave the stage
🙏🙏🙏
Be humble and stay blessed 🙌
Share😂😂
🙏
👍
😢
😂
😉
19