Zim Trending Stories 🇿🇼
January 30, 2025 at 04:56 PM
*Mudhara👴🏿 wangu ari kumusha🛖⛺🛖 akandifonera zvikanzi, marata⛺ atakurwa nemhepo hapasisina, ndikatumira Mari💰 yekutenga marata. After two days zvikanzi pari kudiwa mari💵 yeari kuroofer wacho ndikatumira neecocash🥹. Now ndazoti ndapiwa off ndabva ndaenda🚖 kumusha kuya, kuona marata hapana rakatengwa angori maold ones iwayo💔. Ndikati ko mudhara👴🏿 ndeipi iyi? Zvikanzi namdhara👴🏿; Wakanganwa kuti pawaienda kuchikoro🏘️ wainditi kuri kudiwa mari💵 ye photosynthesis ndichikupa😭, heee atmosphere💔 yangu yapera pari kudiwa mari ndichikupa☹️, ndaizviziva hangu kuti ndichakubata. Now zvave kwakowo😫 🤡🤡😨😨🙆🏽♂️🙆🏽♂️😭😭😭😭😭🥹🙌🏼🙌🏼🙌🏼*
> Dai vari bmkr Joramu ndaisa danda😨🥴🤒
😂
😮
👍
❤️
😢
😭
🙏
🤣
37