
Zim Trending Stories 🇿🇼
January 30, 2025 at 05:08 PM
Wife👵🏾: *Dady shamwari dzenyu dzauya dzichida makotapeya ndakavap*
*Phinias👨🏽🦳: Akwira mumuti ndiani*
Nyasha👵🏾: *ndini vati ndivatemhere*
*Phinias👨🏽🦳: haa wakapusa vanga vachida kuona kuti wakapfeka pent rerudziyi*
Nyasha👵🏾: *manje vakaura
😂
👍
🖕
😢
🙏
❤️
🤨
🤷♂️
36