
Zim Trending Stories 🇿🇼
January 31, 2025 at 03:34 AM
Ndinoda rubatsiro muno Mu channel king hidey zita .Ndanga ndichigara nechikomba muno mujoni ndine 29 years apa chikomba 67.Zvino mudhara Basa rakapera aive driver We Chi grader manje akanzi ambomirira twumari twuchabuda ,iyezvino aripamba avekutaura zvekuti tichienda kumusha tese apa machemberero aita baba ava, musana wakakuvadzwa nezvigrader hazviiti Kuti ndiende navo nekuti vanhu vangano shokwa.Hazvisikundiitira this man looks older than his age.Ndanga ndamuda semunhu aida kuchengetwa zvemujoni chete zvinongoita vamwe kwete zvekuenda kwake.Manje ndingamuudze here nekuti kana Mari yekubasa yakazobuda ndingainyimwa ndoda kungoti angondipa yekusara ndichigona kutangisa hupenyu.Chimwe chandirikuzeza Ndakamuudza angazoramba kuenda zviri nani Kuti achinozorora nemhuri yake nekuti akazowana zvinomuwana ndopinda pakaipa.Sezvo ndirikutya kumuudza direct ndeip imwe nzira yandingashandisi hazviite Kuti nditize ndimusiye patinogara or ndoenda naye ndonomunzvenga kuZim Side.
😂
😢
😮
🤣
👍
💩
🙆♂️
🙏
31