Zim Trending Stories 🇿🇼
Zim Trending Stories 🇿🇼
January 31, 2025 at 04:44 AM
*Mudzimba Hot Talk confessions* 🤔🔥🔥🔥 Follow this channel https://whatsapp.com/channel/0029VaIOdIS7DAWypOdzjd3z Unozvitora sey admin mwana we girlfriend achikubvunza kuti mune Mari here wakati handina otochema. Mai vake vanobva vati indava muchiomera zvekusvika pakuvenga mwana wangu. Mwana wacho anototi Rega hako ndichapiwa na George ,ndakabvunza girlfriend kuti George ndiani anobva ATI unoda kuziva hama dzangu dzose kuti wakabvisa roora here. Ndoita sei ne girlfriend nemwana waro I'm about to lose hope .Mwana anokumbira Mari I turn off ndobva ndatoona kuti Mai vakaresva mwana nenyaya yekuda Mari kwake.Ndanga ndichida kumuchengeta iye nemwana wake kusvika vaita vanhu but uhmm ngisabile bazalwane ************* Makadii henyu ndaita dambudziko zvekuti murume akuti chimbodzokera kumba kwenyu. I'm 23 hubby ane 28 ndakatochata last year December, so ndine nhumbu ine 4mths irikuda doro chibuku chaicho. Apa ndotenga 1 everyday ndoisa mufridge ndakadya sumthing ndodzikisira ne hwahwa ndonatsohwa kuti ndiri munhu..Doro rikundinakira now hubby anoita ma maprayers mumba everynite akuti vanhu vekuchechi vanozoti chii saka chimboenda kumba kwevabereki vako udzoka wabara. Ndikuti mwana ari mudumbu ndiye ari picky akuti hazviite wagara uri hure uchiienda kuma bhawa. Akupinza nyaya dzakawanda hanzi dai ndakawana uri mhandara ndaisadaro pamwe maienda kwa Chikwana. So ndine rimwe pic randakatorwa na Ginimbi kare ndichiri ku chikoro akariona pa fb akuti ndiye akandiboora nhai. Help me mama vati usadzoke garai mese. Nhumbu iyi inomuda zvekuti asi 1mths pasina bonde hanzi handikiswe nechidhakwa ndoti chiita hako nekumashure pasina kiss anoramba.
😂 😢 🙏 🤣 29

Comments