Zim Trending Stories 🇿🇼
Zim Trending Stories 🇿🇼
January 31, 2025 at 09:44 AM
murisei nyaya yangu ndeyekuti ndinemukomana wemuchurch so nemukomana uyu hatina month tichidanana but ndakatorara naye kaOne akandibvusa husikana and hapana anoziva kuti todanana so andivigira umwe mukomana wemuchurch futi zvikanzi buda pane munh arikuda kukuona pandabuda abva ati chitaura nebaby kumukomana uya iye ndobva asuduruka kwakubva atanga kundiisira mamessgs kuApp kuti ingobvuma asi pasina zvamoita so ndodawo kubatsira nevamwe vangu _Bvuma auya nhasi nekuti uyo hahakude❤️ _Murambe 😭 Ramba vese💔 https://whatsapp.com/channel/0029VaFBbNcCsU9LFT446b0o
💔 😭 😢 ❤️ 😮 👍 😂 🙏 50

Comments