
Jolaz Shona News 🇿🇼
February 3, 2025 at 05:06 PM
*VaDonald Trump Vanozivisa Kuti Vachamira Kupa Nyika yeSouth Africa Rubatsiro Vachipomera Hutungamiri Hwenyika Iyi Mhosva Yekuda Kutorera Vachena Minda -Video*
JolazWshatsApp.group/🇿🇼
*Monday 03 February 2025*
*______________________________*
VaDonald Trump vazivisa maawa mashoma apfuura kuti vari kucheka rubatsiro kuSouth Africa vachipomera hutungamiriri hwenyika iyi hurongwa hwekutora minda yevachena.
Vatiwo vachena vari kubatwa zvisina kunaka muSouth Africa, vachidzokorora mashoko aVaElon Musk.
VaTrump vataura mashoko aya vasina kupa humbowo, kuti mamwe mapoka evanhu muSouth Africa ari kubatwa zvakashata zvikuru uye kuti vachamisa kupa nyika iyi mari kusvika nyaya iyi yaferefetwa.
Vataura izvi maawa mashoma apfuura mushure mekumhara paJoint Base Andrews.
https://jolaznews.wordpress.com/2025/02/03/vadonald-trump-vanozivisa-kuti-vachamira-kupa-nyika-yesouth-africa-rubatsiro-vachipomera-hutungamiri-hwenyika-iyi-mhosva-yekuda-kutorera-vachena-minda-video/
𝑱𝒐𝒊𝒏 𝑱𝒐𝒍𝒂z 𝑺𝒉𝒐𝒏𝒂 𝑵𝒆𝒘𝒔 𝑾𝒉𝒂𝒕𝒔𝑨𝒑𝒑 𝑮𝒓𝒐𝒖𝒑*
https://api.whatsapp.com/send?phone=+263787876754&text=Pano%20ndipo%20paunowaniswa%20news,%20ma-videos%20ePolitics%20pamwechete%20nema-audios%20acho.%20Typer%20kuti%20vanozivisa%20kuti%20vachamira%20kupa%20jolaz%20kuitira%20kuti%20ugopinzwa%20mugroup%20iri.%20
~*____________________________*~
𝗖𝗹𝗶𝗰𝗸 𝘁𝗵𝗶𝘀 𝗹𝗶𝗻𝗸 𝘁𝗼 𝗳𝗼𝗹𝗹𝗼𝘄 𝘁𝗵𝗲 𝗪𝗵𝗮𝘁𝘀𝗔𝗽𝗽 𝗡𝗲𝘄𝘀 𝗖𝗵𝗮𝗻𝗻𝗲𝗹 📰
https://whatsapp.com/channel/0029VaiSLk76xCSXyPaq3g01