Jolaz Shona News 🇿🇼
Jolaz Shona News 🇿🇼
February 4, 2025 at 01:45 PM
*Cde Geza Usatye Kudzingwa muChinhu Chaora Ichi Chinonzi Zanu-PF; Audio Leaking Team Rinotsigira VaChiwenga Richisimbisa muWhatsApp Group* JolazWshatsApp.group/🇿🇼 _*𝕁𝕠𝕝𝕒𝕫𝕎𝕙𝕒𝕥𝕤𝔸𝕡𝕡.𝕘𝕣𝕠𝕦𝕡*_ *TOᑭ 𝐒TOᖇIE𝐒* ~*___________________________*~ Team rinotsigira VaChiwenga rinonzwika paAudio ratsvetwa mugroup reJolaz TV-FM richipopota nekushoropodza vanhu vakaita musangano wekudzinga VaGeza. "Geza kunyangwe akadzingwa hazvina basa inga Mnangagwa akambodzingwa wani akayambuka Limpopo akazobatsirwa naChiwenga kuti adzoke munyika. Chinhu chaMnangagwa chaora ichi hachichatyisa nekuti arikuenda," anodaro mutsigiri waVaGeza. Anoenderera mberi nekushoropodza VaMnangagwa avo anoti vaparadza nyika nehuori. Vashora VaZiyambi naVaMliswa vachiti vanhu vasina rutsigiro vakushaya zvekuita. PaAudio hapana zvakavanzika zvirikuitika mubato reZanu PF zvasara apo zvese zvangonzi bvuuu. https://jolaznews.wordpress.com/2025/02/04/cde-geza-usatye-kudzingwa-muchinhu-chaora-ichi-chinonzi-zanu-pf-audio-leaking-team-rinotsigira-vachiwenga-richisimbisa-muwhatsapp-group/ 𝑱𝒐𝒊𝒏 𝑱𝒐𝒍𝒂z TV FM 𝑾𝒉𝒂𝒕𝒔𝑨𝒑𝒑 𝑮𝒓𝒐𝒖𝒑* https://api.whatsapp.com/send?phone=+263787876754&text=Pano%20ndipo%20paunowaniswa%20news,%20ma-videos%20ePolitics%20pamwechete%20nema-audios%20acho.%20Typer%20kuti%20geza%20usatye%20kudzingwa%20in%20jolaz%20kuitira%20kuti%20ugopinzwa%20mugroup%20iri.%20 ~*____________________________*~ 𝗖𝗹𝗶𝗰𝗸 𝘁𝗵𝗶𝘀 𝗹𝗶𝗻𝗸 𝘁𝗼 𝗳𝗼𝗹𝗹𝗼𝘄 𝘁𝗵𝗲 𝗪𝗵𝗮𝘁𝘀𝗔𝗽𝗽 𝗡𝗲𝘄𝘀 𝗖𝗵𝗮𝗻𝗻𝗲𝗹 📰 https://whatsapp.com/channel/0029VaiSLk76xCSXyPaq3g01
😂 😮 🙏 3

Comments