Jolaz Shona News 🇿🇼
Jolaz Shona News 🇿🇼
February 4, 2025 at 01:45 PM
*Masoja Edu Akauraiwa kuDRC Akauraiwa naPresident Kagame naPresident Museveni – Potyirwa Kuteuka Kweropa – Video Julius Mlema* JolazWshatsApp.group/🇿🇼 *Tuesday 04 February 2025* *______________________________* VaJulius Malema vanova mutungamiriri webato rinopikisa muSouth Africa vanoti masoja eSANDF akaurayiswa nemutungamiri wenyika yeRwanda VaKagame avo vavanoti vane hutsinye uye vanoshandiswa nenyika dzekumavirira. VaMalema varamba vachishoropodza hutungamiri waVaKagame naVaMuseveni vavatsanangura sevatungamiri vane hudyire vanoda kuona dzimwe nyika dzemuAfrica dziine mhirizhonga. "Kagame anoziva kuti mutungamiriri wenyika yeSouth Africa VaRamaphosa vari -weak ndosaka varikuita zvavarikuita. Masoja edu akatorerwa mafoni uye pose paanoenda kuchimbuzi vanoperekedzwa," vanodaro VaMalema. https://jolaznews.wordpress.com/2025/02/04/masoja-edu-akauraiwa-kudrc-akauraiwa-napresident-kagame-napresident-museveni-potyirwa-kuteuka-kweropa-video-julius-mlema/ 𝑱𝒐𝒊𝒏 𝑱𝒐𝒍𝒂z TV FM 𝑾𝒉𝒂𝒕𝒔𝑨𝒑𝒑 𝑮𝒓𝒐𝒖𝒑* https://api.whatsapp.com/send?phone=+263787876754&text=Pano%20ndipo%20paunowaniswa%20news,%20ma-videos%20ePolitics%20pamwechete%20nema-audios%20acho.%20Typer%20kuti%20masoja%20edu%20akaurayiwa%20in%20jolaz%20kuitira%20kuti%20ugopinzwa%20mugroup%20iri.%20 ~*____________________________*~ 𝗖𝗹𝗶𝗰𝗸 𝘁𝗵𝗶𝘀 𝗹𝗶𝗻𝗸 𝘁𝗼 𝗳𝗼𝗹𝗹𝗼𝘄 𝘁𝗵𝗲 𝗪𝗵𝗮𝘁𝘀𝗔𝗽𝗽 𝗡𝗲𝘄𝘀 𝗖𝗵𝗮𝗻𝗻𝗲𝗹 📰 https://whatsapp.com/channel/0029VaiSLk76xCSXyPaq3g01
👍 1

Comments