Jolaz Shona News 🇿🇼
February 4, 2025 at 01:46 PM
*Hondo Irikuitika muDRC Ndeye Vanhu Varikurwira Kodzero Dzavo Haina Basa Nesu -VaPaul Kagame [Video]*
JolazWshatsApp.group/🇿🇼
_*𝕁𝕠𝕝𝕒𝕫𝕎𝕙𝕒𝕥𝕤𝔸𝕡𝕡.𝕘𝕣𝕠𝕦𝕡*_
*TOᑭ 𝐒TOᖇIE𝐒*
~*___________________________*~
Mutungamiri weRwanda VaPaul Kagame vanogara pasi nemutauriri weCNN vachiramba mashoko ekuti nyika yavo irikuwana zvicherwa zvakakosha kubva muDRC zvirikuita kuti irambe ichitsigira vapanduki veM23.
Vaenderera mberi vachiti vapanduki veM23 varikurwira kodzero dzavo zvinova zvinhu zvisinei neRwanda sezvo hapana chairikuwana.
Mukubvunzurudzwa kuti mauto eRwanda achiri muDRC, VaKagame vapindura kuti havazive kuti achirimo uye nyika dzakaita seSouth Africa nedzimwe dzekumavirira ndivo vane chavari kuwana kubva mumhirizhonga irikuitika.
Inzwa zvizhinji pavhidhiyo ratsvetwa mugroup reJolaz TV-FM.
https://jolaznews.wordpress.com/2025/02/04/hondo-irikuitika-mudrc-ndeye-vanhu-varikurwira-kodzero-dzavo-haina-basa-nesu-vapaul-kagame-video/
𝑱𝒐𝒊𝒏 𝑱𝒐𝒍𝒂z TV FM 𝑾𝒉𝒂𝒕𝒔𝑨𝒑𝒑 𝑮𝒓𝒐𝒖𝒑*
https://api.whatsapp.com/send?phone=+263787876754&text=Pano%20ndipo%20paunowaniswa%20news,%20ma-videos%20ePolitics%20pamwechete%20nema-audios%20acho.%20Typer%20kuti%20hondo%20irikuitika%20mudrc%20ndye%20jolaz%20kuitira%20kuti%20ugopinzwa%20mugroup%20iri.%20
~*____________________________*~
𝗖𝗹𝗶𝗰𝗸 𝘁𝗵𝗶𝘀 𝗹𝗶𝗻𝗸 𝘁𝗼 𝗳𝗼𝗹𝗹𝗼𝘄 𝘁𝗵𝗲 𝗪𝗵𝗮𝘁𝘀𝗔𝗽𝗽 𝗡𝗲𝘄𝘀 𝗖𝗵𝗮𝗻𝗻𝗲𝗹 📰
https://whatsapp.com/channel/0029VaiSLk76xCSXyPaq3g01
👍
👏
😢
3