Jolaz Shona News 🇿🇼
Jolaz Shona News 🇿🇼
February 5, 2025 at 05:31 PM
*Hona Video Mukuru weM23 Address the Nation Kuti SA neDzimwe Nyika Dziri Kutora Zviwanikwa zveDRC Vose Vachapera Kuuraiwa* JolazWshatsApp.group/🇿🇼 _*𝕁𝕠𝕝𝕒𝕫𝕎𝕙𝕒𝕥𝕤𝔸𝕡𝕡.𝕘𝕣𝕠𝕦𝕡*_ *TOᑭ 𝐒TOᖇIE𝐒* ~*___________________________*~ Mukuru wemauto evapanduki veM23 anotaura zvikonzero zvavo zvirikuita kuti varambe vachirwisana nehurumende yeDRC yavanoti yaworesa nyika vanhu vachifa nenzara. Ashoropodzawo VaFelix Tshisekedi vanova mutungamiriri weDRC. Anoenderera mberi achiti nyika zhinji dzirikutaurisa dzirikutora hupfumi hweDRC zvizvarwa zvenyika yavo zvichisafa nenzara pamwe nekushaiwa mvura yakachena yekunwa. Azivisawo kuti anokwanisa kutaurirana nemutungamiri wenyika iyi kuti vagadzirise matambudziko arikusangana nevanhu, kana iyo hurumende yeCongo ichivimbisa kuzadzisa zvishuwo zvavo. "Tirikurwira kuti munyika medu muve nechikafu vanhu vagute nyika igadzikane hupfumi hwedu husaramba uchibiwa," anodaro mukutaura. Inzwa zvizhinji zvataurwa pavhidhiyo ratsvetwa mugroup reJolaz TV-FM. https://jolaznews.wordpress.com/2025/02/05/hona-video-mukuru-wem23-address-the-nation-kuti-sa-nedzimwe-nyika-dziri-kutora-zviwanikwa-zvedrc-vose-vachapera-kuuraiwa/ 𝑱𝒐𝒊𝒏 𝑱𝒐𝒍𝒂z TV FM 𝑾𝒉𝒂𝒕𝒔𝑨𝒑𝒑 𝑮𝒓𝒐𝒖𝒑* https://api.whatsapp.com/send?phone=+263787876754&text=Pano%20ndipo%20paunowaniswa%20news,%20ma-videos%20ePolitics%20pamwechete%20nema-audios%20acho.%20Typer%20kuti%20mukuru%20wem23%20anoti%20dzimwe%20jolaz%20kuitira%20kuti%20ugopinzwa%20mugroup%20iri.%20 ~*____________________________*~ 𝗖𝗹𝗶𝗰𝗸 𝘁𝗵𝗶𝘀 𝗹𝗶𝗻𝗸 𝘁𝗼 𝗳𝗼𝗹𝗹𝗼𝘄 𝘁𝗵𝗲 𝗪𝗵𝗮𝘁𝘀𝗔𝗽𝗽 𝗡𝗲𝘄𝘀 𝗖𝗵𝗮𝗻𝗻𝗲𝗹 📰 https://whatsapp.com/channel/0029VaiSLk76xCSXyPaq3g01
❤️ 😢 2

Comments