Jolaz Shona News 🇿🇼
Jolaz Shona News 🇿🇼
February 6, 2025 at 05:51 AM
*Hona Vhidhiyo, Chitunha Chiri mu-Coffin Chichityaira Motokari Chichibva kuMortuary* ___𝐉𝐨𝐥𝐚𝒛𝐖𝐡𝐚𝐭𝐬𝐀𝐩𝐩.𝐠𝐫𝐨𝐮𝐩___ 📻TV-FM.video/📺 *____________________________* Video rino riri kuratidza chiitiko chekutanga chisati chakamboitika pasi rose kuona munhu akafa achitenderedza mota achiita zvaanoda nayo asingambonderi, izvi zviri kuitika mushure mokunge achangobuda mu-mortuary ari munzira kuenda kumusha kwake kunovigwa. Sezviri kuonekwa pavhidhiyo yatsvetwa muJolaz TV-FM, munhu akafa ari kuita mashiripiti achimonyorora motikari mukati musina kana munhu mupenyu muchingova nemunhu akafa bedzi achityaira mota achiita chamuzerere chinonzwisa dzungu ukuwo mutyairi wemotokari achitandaniswa mota yake achivhura ma-door achivhurika. Mashoko atiri kutambira anoti, pakatakurwa mushakabvu kuenda kumusha kwake kunovigwa, mushakabvu uyu akataridza kusafara nazvo izvo zvakazoita kuti adzingirire vanhu vese kusanganisira nemutyairi mumotokari iyi ndokubva asara achitenderedza motikari pakati peguta. ⏯Video rino riri kuwanikwa paWhatsApp status +263775934930. Kana uchida kugara uchitapirirwa nemavhidhiyosi awa, sevha number dzaAdmin wotaura naye kuti asevhewo dzako kuitira kuti ugokwanisa kuona mavhidhiyo awa pachena. Kana wanga usati wapinda muGroup rakanzi Jolaz TV-FM unokurudzirwa kupinda mugroup iri kuitira kuti usasaririre panezvinonakidza. https://jolaznews.wordpress.com/2025/02/05/hona-vhidhiyo-chitunha-chiri-mu-coffin-chichityaira-motokari-chichibva-kumortuary/ 𝑱𝒐𝒊𝒏𝒉𝒂 𝑱𝒐𝒍𝒂𝒛 📻 𝑻𝑽-𝑭𝑴 𝒖𝒎𝒐 𝒎𝒖𝒏𝒐𝒘𝒂𝒏𝒊𝒌𝒘𝒂 𝒎𝒂-𝒂𝒖𝒅𝒊𝒐𝒔 𝒂𝑩𝒉𝒐𝒛𝒉𝒐𝒏𝒈𝒐𝒓𝒂, 𝑻𝒊𝒍𝒅𝒆𝒓 𝑳𝒊𝒗𝒆 𝑺𝒉𝒐𝒘, 𝑫𝑵𝑨, 𝑷𝒂𝒎𝒘𝒆𝒄𝒉𝒆𝒕𝒆 𝑵𝒆𝒎𝒂 𝑽𝒊𝒅𝒆𝒐𝒔 𝑬𝒛𝒗𝒊𝒓𝒊𝒌𝒖𝒊𝒕𝒊𝒌𝒂 𝑲𝒖𝒎𝒂 𝑪𝒉𝒖𝒓𝒄𝒉𝒆𝒔 https://api.whatsapp.com/send?phone=+263775934930&text=Pano%20ndipo%20paunowaniswa%20maAudios%20nema%20videos%20Typer%20kuti%20*Chitunha%20Chiri%20muCoffin%20Chichityaira%20Motokari*%20kuti%20ugopinzwa%20mugroup%20iri.%20 ~*______________________________*~ 𝗖𝗹𝗶𝗰𝗸 𝘁𝗵𝗶𝘀 𝗹𝗶𝗻𝗸 𝘁𝗼 𝗳𝗼𝗹𝗹𝗼𝘄 𝘁𝗵𝗲 𝗪𝗵𝗮𝘁𝘀𝗔𝗽𝗽 𝗡𝗲𝘄𝘀 𝗖𝗵𝗮𝗻𝗻𝗲𝗹 📰 https://whatsapp.com/channel/0029VaiSLk76xCSXyPaq3g01
❤️ 1

Comments