Jolaz Shona News 🇿🇼
February 6, 2025 at 05:55 AM
*Traditional Court Hot Video; Nhumbu Haisi Yangu Nokuti Yakabata Mushure Memazuva Matatu Ndarara Naye*
*____𝐉𝐨𝐥𝐚𝒛𝐖𝐡𝐚𝐭𝐬𝐀𝐩𝐩.𝐠𝐫𝐨𝐮𝐩____*
📻TV-FM.video/📺
*____________________________*
Video rino riri kuratidza kuti pane vamwe amai vamhan'ara nyaya yavo kudare nekuda kwekushurudzika nemwanasikana wavo ane pamuviri pemukomana waakasangana naye kuSouthAfrica,apo mukomana wacho ava kuramba nhumbu.
Mukomana anobvunzwa nevedare kuti vanzwisise kuti ndiani ane mhosva pakati pevaviri ava.
Mukomana achipindura vedare anoti, " ndinorambirana nazvo nekuda kwekuti mazuva aakandiudza musikana kuti ndava nepamuviri zvinhu zvakandikatyamadza nekuti ndaive ndisina mazuva anotsvika mashanu ndasangana naye pabonde."
Vedare vanomupindura kuti vanhukadzi vezera rechidiki vasati vajairira bonde vakangorara nemurume kamwe chete , kana murume wacho akanyatsosimba hazvimbononoke kuti akurumidze kubata pamuviri.
Kuti unzwe zvizere panyaya iyi, hona vhidhiyo ratsvetwa mugroup reJolaz TV FM umo munoiswa mavhidhiyo ezvose zvirikutika munyika nepasi rose.
https://jolaznews.wordpress.com/2025/02/05/ava-kumutsvagira-nyaya-kuti-avane-nzira-yekuramba-kuti-nhumbu-haisi-yake///
𝑱𝒐𝒊𝒏𝒉𝒂 𝑱𝒐𝒍𝒂𝒛 📻 𝑻𝑽-𝑭𝑴 𝒖𝒎𝒐 𝒎𝒖𝒏𝒐𝒘𝒂𝒏𝒊𝒌𝒘𝒂 𝒎𝒂-𝒂𝒖𝒅𝒊𝒐𝒔 𝒂𝑩𝒉𝒐𝒛𝒉𝒐𝒏𝒈𝒐𝒓𝒂, 𝑻𝒊𝒍𝒅𝒆𝒓 𝑳𝒊𝒗𝒆 𝑺𝒉𝒐𝒘, 𝑫𝑵𝑨, 𝑷𝒂𝒎𝒘𝒆𝒄𝒉𝒆𝒕𝒆 𝑵𝒆𝒎𝒂 𝑽𝒊𝒅𝒆𝒐𝒔 𝑬𝒛𝒗𝒊𝒓𝒊𝒌𝒖𝒊𝒕𝒊𝒌𝒂 𝑲𝒖𝒎𝒂 𝑪𝒉𝒖𝒓𝒄𝒉𝒆𝒔
https://api.whatsapp.com/send?phone=+263775934930&text=Pano%20ndipo%20paunowaniswa%20maAudios%20nema%20videos%20Typer%20kuti%20*Nhumbu%20haisi%20yangu*%20kuti%20ugopinzwa%20mugroup%20iri.%20
~*______________________________*~
𝗖𝗹𝗶𝗰𝗸 𝘁𝗵𝗶𝘀 𝗹𝗶𝗻𝗸 𝘁𝗼 𝗳𝗼𝗹𝗹𝗼𝘄 𝘁𝗵𝗲 𝗪𝗵𝗮𝘁𝘀𝗔𝗽𝗽 𝗡𝗲𝘄𝘀 𝗖𝗵𝗮𝗻𝗻𝗲𝗹 📰
https://whatsapp.com/channel/0029VaiSLk76xCSXyPaq3g01