Jolaz Shona News ๐ฟ๐ผ
February 6, 2025 at 03:41 PM
*Tshabangu Misodzi yeVanhu Iri Pamatama Nekuda Kwako Uchademba Kuti Dai Wakafa Zuva Rawakazvarwa Kana Uri Munhu Akangwara Kasika Wakumbira Ruregerero โ Strong Meseji Kubva Bishop Kevin Nyamakanga*
JolazWshatsApp.group/๐ฟ๐ผ
Thursday 06 February 2025
*______________________________*
Bishop Kevin Nyamakanga vazivisa strong meseji vachiyambira VaSengezo Tshabangu kuti kwangosara chinguva chidiki chekuti vachitanga kuzvidemba pakushandiswa kwese kwavakaitwa neZanu-PF vachiparadza bato rino pikisa reCCC rakasarudzwa neruzhinji rwevanhu. Panguva yazvichaitika VaTshabangu vachademba kuti dai vakafa zuva ravakazvarwa.
โVachitaura pameseji yavo vanoti, Tshabangu, misodzi yezvizvarwa zveZimbabwe yasvika kudenga kuna mwari zvekuti mwari vava kutanga kugadzirisa pamwe nekupukuta misodzi yawakakonzeresa kuzvizvarwa zveZimbabwe zvinopfuura mariyoni zviri kuchema nezita rako,โ vanodaro pavideo.
VaTshabangu vanonzi vakatumwa neZanu PF kuvhiringidza bato raVaChamisa reTriple C. Panguva yakavhiringidzwa bato iri raive nehurongwa hwekuenda kumatare edzimhosva richipikisa zvaive zvabuda musarudzo, asi zvose izvi zvakazokundikana apo VaTshabangu vakangonyuka from nowhere vachizviti ndivo munyori mukuru webato iri, vachibva vatanga kudzinga maMPs neMakanzura akasarudzwa nevanhu.
Chiitiko ichi hachina kana kufadza ruzhinji rweZimbabwe, nokudaro VaTshabangu vayambirwa kuti ngavamire pajekerere vachionekwa nemunhu wese vachikumbira ruregerero kuzvizvarwa zveZimbabwe pakanguva kadiki ikaka kasara.
โถโทVideo rino riri kuwanikwa muJolaz TV-FM WhatsApp group. Kana uchida kugara uchitapirirwa nemavhidhiyosi awa, taura naAdmin kuti uudzwe zvinoita kuti ukwane mugroup rakakosha iri. Kana wanga usati wamboravira group rakanzi Jolaz TV-FM unokurudzirwa kuti upinda mugroup iri kuitira kuti unzwe kutapira kwarinoita.
https://jolaznews.wordpress.com/?p=81969/
๐ฑ๐๐๐๐๐ ๐ฑ๐๐๐๐ ๐ป ๐ป๐ฝ-๐ญ๐ด ๐๐๐ ๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐ ๐๐-๐๐๐
๐๐๐ ๐๐ฉ๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐, ๐ป๐๐๐
๐๐ ๐ณ๐๐๐ ๐บ๐๐๐, ๐ซ๐ต๐จ, ๐ท๐๐๐๐๐๐๐๐๐ ๐ต๐๐๐ ๐ฝ๐๐
๐๐๐ ๐ฌ๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐๐ ๐ฒ๐๐๐ ๐ช๐๐๐๐๐๐๐
https://api.whatsapp.com/send?phone=+263775934930&text=Pano%20ndipo%20paunowaniswa%20maAudios%20nema%20videos%20Typer%20kuti%20*Tshabangu%20Misodzi%20yeVanhu%20Iri%20Pamatama*%20kuti%20ugopinzwa%20mugroup%20iri.%20
~*______________________________*~
๐๐น๐ถ๐ฐ๐ธ ๐๐ต๐ถ๐ ๐น๐ถ๐ป๐ธ ๐๐ผ ๐ณ๐ผ๐น๐น๐ผ๐ ๐๐ต๐ฒ ๐ช๐ต๐ฎ๐๐๐๐ฝ๐ฝ ๐ก๐ฒ๐๐ ๐๐ต๐ฎ๐ป๐ป๐ฒ๐น ๐ฐ
https://whatsapp.com/channel/0029VaiSLk76xCSXyPaq3g01