Jolaz Shona News 🇿🇼
Jolaz Shona News 🇿🇼
February 6, 2025 at 05:14 PM
*Hatigoni Kupeta Maoko Takatarisa VaMnangagwa Nechikwata Chavo Vachiluta Munyika – Video Former Zanu-PF Youth Commissar Godfrey Tsenangamu* JolazWshatsApp.group/🇿🇼 _*𝕁𝕠𝕝𝕒𝕫𝕎𝕙𝕒𝕥𝕤𝔸𝕡𝕡.𝕘𝕣𝕠𝕦𝕡*_ *TOᑭ 𝐒TOᖇIE𝐒* ~*___________________________*~ Ndauya pano ndichitsigira vana amai nababa vedu varikutambidzwa nehutongi hweZanu PF pamwe nekugadzirisa kukanganisika kwakaitika mugore ra2017, VaTsenangamu vanodaro. Vati masahwira wemutungamiriri wenyika nedzimwe nhengo dzebato reZanu PF hadzisi kuda kuti VaChiwenga vapinda pachigaro nekuti varikuda kuramba vachiba mari, zvicherwa. Mashoko ava VaTsenangamu anouya apo mubato reZanu PF mune kunetsana kunotyisa kuri kuitika, vamwe vanopikisa ED 2030 vachidzingwa. Hona vhidhiyo iri mugroup reJolaz TV-FM. https://jolaznews.wordpress.com/2025/02/06/hatigoni-kupeta-maoko-takatarisa-vamnangagwa-nechikwata-chavo-vachiluta-munyika-video-former-zanu-pf-youth-commissar-godfrey-tsenangamu/ 𝑱𝒐𝒊𝒏 𝑱𝒐𝒍𝒂z TV FM 𝑾𝒉𝒂𝒕𝒔𝑨𝒑𝒑 𝑮𝒓𝒐𝒖𝒑* https://api.whatsapp.com/send?phone=+263787876754&text=Pano%20ndipo%20paunowaniswa%20news,%20ma-videos%20ePolitics%20pamwechete%20nema-audios%20acho.%20Typer%20kuti%20hatigoni%20kupeta%20maoko%20in%20jolaz%20kuitira%20kuti%20ugopinzwa%20mugroup%20iri.%20 ~*____________________________*~ 𝗖𝗹𝗶𝗰𝗸 𝘁𝗵𝗶𝘀 𝗹𝗶𝗻𝗸 𝘁𝗼 𝗳𝗼𝗹𝗹𝗼𝘄 𝘁𝗵𝗲 𝗪𝗵𝗮𝘁𝘀𝗔𝗽𝗽 𝗡𝗲𝘄𝘀 𝗖𝗵𝗮𝗻𝗻𝗲𝗹 📰 https://whatsapp.com/channel/0029VaiSLk76xCSXyPaq3g01

Comments