
Jolaz Shona News 🇿🇼
February 6, 2025 at 05:15 PM
*Hatingaramwire Nyika KumaKudo Kuti VaMnangagwa Vaite Zvavanoda Nayo –Video Former Zanu-PF Youth Commissar Godfrey Tsenangamu*
JolazWshatsApp.group/🇿🇼
*Thursday 06 February 2025*
*______________________________*
Mnangagwa arikutonga izvozvi haasiriye munhu watakabatsira kuisa pachigaro, nekuti zvese zvirikuitika izvozvi hazvisirizvo zvatakataurirana panguva yataigara pasi tichionesana kuti toita sei, vanodaro VaTsenangamu.
Vati zvose zvirikuitika munyika zvirikukonzerwa ne-politics iyo yavakusarudza kuti Zig ridonhe pamwe nekukwidza mutengo yezvinhu munyika.
VaTsenangamu vanoti vava kufunga mashoko akataurwa nevaimbova mutungamiri wenyika VaRobert Mugabe avo vakasiya vataura kuti VaMnangagwa hapana chavanoziya maererano nekutonga nyika.
Vhidhiyo rine mashoko makukutu anovhundutsa ataurwa naVaTsenangamu ririkuwanika mugroup reJolaz TV-FM.
https://jolaznews.wordpress.com/2025/02/06/hatingaramwire-nyika-kumakudo-kuti-vamnangagwa-vaite-zvavanoda-nayo-video-former-zanu-pf-youth-commissar-godfrey-tsenangamu///
𝑱𝒐𝒊𝒏 𝑱𝒐𝒍𝒂z TV FM 𝑾𝒉𝒂𝒕𝒔𝑨𝒑𝒑 𝑮𝒓𝒐𝒖𝒑*
https://api.whatsapp.com/send?phone=+263787876754&text=Pano%20ndipo%20paunowaniswa%20news,%20ma-videos%20ePolitics%20pamwechete%20nema-audios%20acho.%20Typer%20kuti%20hatingatungamirwe%20nyika%20kumakudo%20i%20jolaz%20kuitira%20kuti%20ugopinzwa%20mugroup%20iri.%20
~*____________________________*~
𝗖𝗹𝗶𝗰𝗸 𝘁𝗵𝗶𝘀 𝗹𝗶𝗻𝗸 𝘁𝗼 𝗳𝗼𝗹𝗹𝗼𝘄 𝘁𝗵𝗲 𝗪𝗵𝗮𝘁𝘀𝗔𝗽𝗽 𝗡𝗲𝘄𝘀 𝗖𝗵𝗮𝗻𝗻𝗲𝗹 📰
https://whatsapp.com/channel/0029VaiSLk76xCSXyPaq3g01
🙏
❤️
🎉
4