Jolaz Shona News 🇿🇼
February 6, 2025 at 05:15 PM
*Cde Geza Vazivisa Kuti Vakachengeteka, Havana Kupambwa Sekutaurika Kwazvanga Zvava Kuitwa Munyika – Video*
JolazWshatsApp.group/🇿🇼
_*𝕁𝕠𝕝𝕒𝕫𝕎𝕙𝕒𝕥𝕤𝔸𝕡𝕡.𝕘𝕣𝕠𝕦𝕡*_
*TOᑭ 𝐒TOᖇIE𝐒*
~*___________________________*~
Cde Blessed Geza vataura nezvekubatana vachiti havasi kutarisira kuti paitwe coup seyakamboitika muna 2017 apo vanhu vakarasa mamiriyoni emadhora vachiti varikugadzirisa nyika vasingazive kuti varikuipa kumbavha.
Vaenderera mberi nekutaura kuti hapachashandiswa izwi rekuti chinhu chedu sezvo chava chinhu chevana vese veZimbabwe varikurwira kuti nyika igadzirisike.
Vati parizvino vakakwangwara chaizvo uye havasi kuzoshandisa nzira dzakashandiswa mugore ra2017. Hondo mubato reZanu PF yavapajekerere apo nhengo dzimwe dzebato dzava kubuda pachena dzichipikisa VaMnangagwa.
Zvizere panyaya iyi zvirikuwanika pavhidhiyo ratsvetwa mugroup reJolaz TV-FM.
https://jolaznews.wordpress.com/2025/02/06/cde-geza-vazivisa-kuti-vakachengeteka-havana-kupambwa-sekutaurika-kwazvanga-zvava-kuitwa-munyika-video/
𝑱𝒐𝒊𝒏 𝑱𝒐𝒍𝒂z TV FM 𝑾𝒉𝒂𝒕𝒔𝑨𝒑𝒑 𝑮𝒓𝒐𝒖𝒑*
https://api.whatsapp.com/send?phone=+263787876754&text=Pano%20ndipo%20paunowaniswa%20news,%20ma-videos%20ePolitics%20pamwechete%20nema-audios%20acho.%20Typer%20kuti%20geza%2vazivise%20kuti%20in%20jolaz%20kuitira%20kuti%20ugopinzwa%20mugroup%20iri.%20
~*____________________________*~
𝗖𝗹𝗶𝗰𝗸 𝘁𝗵𝗶𝘀 𝗹𝗶𝗻𝗸 𝘁𝗼 𝗳𝗼𝗹𝗹𝗼𝘄 𝘁𝗵𝗲 𝗪𝗵𝗮𝘁𝘀𝗔𝗽𝗽 𝗡𝗲𝘄𝘀 𝗖𝗵𝗮𝗻𝗻𝗲𝗹 📰
https://whatsapp.com/channel/0029VaiSLk76xCSXyPaq3g01