... Health and Education
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                February 2, 2025 at 05:24 PM
                               
                            
                        
                            *Stomach Acids!!* 
Chinzwa ndichikudzidzisa uzive kuti urikurwara neyi chaizvo chaizvo......kna uchida nekurapwa kwacho chibva wachimbidza kuuya inbox ❌❌:
Stomach acid imvura inoburitswa nemadziro ematumbu kuty ibatsire kugaya chikafu mudumbu medu. Mvura iyi ine acid iriyo inobatsira kuty chikafu chiite chidiki. This acid is strong thus why ichinzi acid nekuty ikasaita strong haigaye chikafu ichi. 
  , *THIS IS DANGEROUS FOR YOUR OWN INFORMATION*
SKA KNA YAKAITA SHOMA KANA KUWANDA MUMUVIRI WHAT HAPPENS❓❓ 
✓unonzwa kuda kubuditsa mweya nguva dzose ( burping )
✓unoita mudumbu mekuchaya ( diarrhea )
✓ bvudzi rinotamga kudonha ( hair loss )
✓ kunzwa dzungu uchirutsa zvakanyanya ( vomiting )
✓kunzwa kupiswa pachipfuva nenguva isipi ( heart burn )
✓kudzvova kusina control ( bloating )
 *NB- ZVINOURAYA ZVINHU IZVI* 🚷
} Musana unorwadza ( back pain ) 
} Maziso kusawona zvakanaka ( damaged eyesight )
} Inflammation of leg cells ( kuzvimba makumbo ) 
} KUSHAYA shungu yokudya ( loss of appetite ) 
} Kudyika kwematumbu zvakanyanya zvekuty anoita Maronda ( ulcers ) 
} Kutemwa nemusoro zvisina kudzoreka , zvakanyanyisa ( sinus ) 
} Kudzikira muviri ( weight loss )