💑MARRIAGE TIPS, HEALTH AND BUSINESS ADVICES 💞💃
💑MARRIAGE TIPS, HEALTH AND BUSINESS ADVICES 💞💃
February 7, 2025 at 04:43 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaGhjo07tkjCfXdy322U Over 80% of marriages these days ariku breaker because of the so called "women rights". Vakadzi vemazuvano vakuziva marights avo ndati! Kuziva ma rights avo to an extent yekuti, murume akaita gumbo mumba gumbo panze, mukadzi anoisawo makumbo panze. Ndiyo yavarikuti 50-50 these days; if you do me I do you! But ndizvo here masisters? Why is it vakadzi vemazuva ano havasisina matyira? Is it because varume vemazuvano wava weak? Or they were actually weakened by the so called, "women rights movement"? Hapana achaziva chokwadi. But do you know kuti chinhu chese chakasikwa, either naMusiki, or nesu vanhu; chaka designwa in such a way yekuti chinoita basa racho rachakasikirwa. Lets take your smart phone for example. You can't use your phone kutimba mugarden. It wasn't designed for that purpose. Unogona kushandisa Badza or gejo, yes, coz ndiwo maturusi akagadzirwa specifically for that purpose. Ukatarisa design yemurume nemukadzi, unoona wega kuti the Designer had a specific purpose in mind for each one of them. Varume vaka designwa vane: 1. Stronger chest muscles 2. Stronger voices 3. Bigger bodies 4. Bigger muscles 5. Uglier faces 6. Testosterone hormones 7. Ndebvu and etc All these design attributes anoratidza kuti varume were designed to lead vakadzi. Not just lead, but to provide and protect vakadzi nevanhu - family. Vakadzi nevarume havana kuyenzana. Murume aripamusoro pemukadzi zvisina kupokana. Mukadzi haana musoro - anoshandisa musoro wemurume wake. Chero Bible muna Ephesians 5 vs 22-24, rakataura kuti: "Wives, submit yourselves to your own husbands as you do to the Lord. For the husband is the head of the wife as Christ is the head of the church, his body, of which he is the Savior. Now as the church submits to Christ, so also wives should submit to their husbands in everything." Relationship iripo pakati paMwari nesu vana vake yakada kufanana nerelationship iripo pakati pemukadzi nemurume. In the same way yatino respector, nekutya Mwari, sevanhu; women must also do the same to their husbands. Comparing men and women is like comparing God and the Church - it’s ludicrous! There is no 50-50 relationship between God and the Church whatsoever; God is superior. Relationship iripo pakati pevarume nevakadzi yakada kufanana zvekare neiripo pakati pema parents and children. Parents must love their children and children must submit and respect their parents. Hapana 50-50, or equal rights ipapo. Parents are superior. Women rights movement ingoriwo zvayo scam iripachena. And most women vanozozviona but inenge yatova too late. Ukatarisisa muZim, most sugar mummies are empowered women. Don't let that be your story my sister! This is not an advice, but a serious warning. Don't wait until you become a sugar mummy to realize that you're being scammed by the system. Thank you for reading !🙏🏽
🙏 ❤️ 👍 👏 👎 😂 😘 😮 45

Comments