💑MARRIAGE TIPS, HEALTH AND BUSINESS ADVICES 💞💃
💑MARRIAGE TIPS, HEALTH AND BUSINESS ADVICES 💞💃
February 8, 2025 at 07:59 AM
*Mafibroids muchibereko* https://chat.whatsapp.com/Hevxzzao8wu05gPtLbmN5u _Nyama dzinomera mulining mechibereko uye size dzinosiyana siyana. *Mafibroids anokonzerwa ne;* _overian failure -kuvhiringidza zvirongwa (hormonal disorders) _kusavapo kweupenyu hwepabonde _weak immunity *Masymptoms emafibroids* _kuchema kuenda kuperiod (period pain) _marwadzo uye kusuruvara kwemuviri,_kurwadziwa nguva yapabonde _kurwadziwa Shure _kunzwa kufufutirwa (bloating)_Kuita mamiscarriages _kunzwa kurwadziwa pasi pedumbu zvakanyanya uye kurwadziwa nekuzasi kumusana ⭕Mafibroids anoda kurapwa achiri kutanga asi akura macentimeters acho kuitira kuti chirwere chisakomba .Nokuti akawedzera kukura anokonzera kunetseka kuti mubate pamuviri, uye akakurisa munogona kuzoitwa surgery mobviswa chibereko zvinova zvinodhura uye kana nhumbu ichinge yabata mafibroids anokanganisa makuriro ezai muchibereko zvinova zvinokonzera preterm birth,labor problems and repeated miscarriages . 💥Zvakanaka chose kuongororwa kuti une mafibroids kana kuti hauna kuitira kuti dambudziko kana riripo rirapwe richiri doko *We have natural organic products that removes and eliminate fibroids and cyst without having to undergo a surgery.* For scan and treatment Inbox Auntie Shamie on👇🏽+263780533013
🙏 👍 ❤️ 😢 11

Comments