News Media Services 🇿🇼
February 11, 2025 at 05:02 AM
*💎Mudzimba Hot Topics with Newsweek* 😡🔥🔥🔥
Follow this channel
https://whatsapp.com/channel/0029VazsRoJ65yD96wtt3k0D
Hie Tee ndivigiwe pakavanda ndoda kureurura kudyisa vamwene wet ndaifaisira muchikafu zvakaitika ndezvekudai ndichiroorwa ndaive ndine mwana wangu 2 murume asina vamwene vakatadza kuzvitambira vakati handidi mvana ini ndikabvunzawo vamwe kuti ndodii zvinganzi vaisire wet muchikafu chero mvura yekumwa kana yekugeza kusvika vanyarara neiwawo ndoti areroyaa
******
Muri sei pano. Ndokumbirawo kubvunza. Im a lady aged 32 married with 2 kids ages 5 and 3 yrs. Nyaya yakamira yakadai. Ini kubva ndiroorwe vamwene havana kumbobvira vandida coz vanoti mwana wavo akakurumidza kuroora vasati vadya mari yake. Vakamboedza zvakawanda kuti tirambane bt zvakaramba. Anyway pane nyaya ndeapa. Nezuro vakauya kumba nehanzvadzi yavo hanzi ndafunga kuti vana vaitwe naDNA nekuti munhu anofanira kuziva chokwadi kuti vana ndevake here or not. Hubby haana kupindura. Ini ndikati ayehwa mama mauya nenyaya yakanaka. Ini handipikisane nemi shuwa munhu anofanira kuziva and ini pressure nekuita maDNA handina. Saka mati toita rinhi. Vakati kana mangwana chaiye. Ndikati haasi mahwani. Saka mangwana imi nemurume wenyu nevana venyu mberi, ini nemurume wangu nevana vangu tichiteverawo vanhu vanonzwa chokwadi. Vakabva vatanga kupopota vachichema hanzi ndavapumha chihure. Ini hezvo ko inga ndimi mati varume vanofanira kugara vachiziva chokwadi. Zvino nhasi sekuru vauya hanzi ndinofanira kuripa vamwene nekuvapumha chihure. Ndangoti kuna hubby kana neniwo ndoda kuripwa kumpumwawo. Zvakaoma zviri mudzimba umu madzimai.
😂
👍
🔥
🙏
12