NewsLink
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                February 15, 2025 at 12:41 PM
                               
                            
                        
                            *Hona Video Vehukama Vemukadzi Akapondwa neMukomana Wake Vachiramwira Hama Dzeakapona Chitunha*
https://whatsapp.com/channel/0029VaLeCqqFCCoeBnaiF743
*TOᑭ 𝐒TOᖇIE𝐒*
 ~*___________________________*~
Vhidhiyo riripano ririkuratidza nyaya inotyisa yemusikana akaurayiwa nemukomana wake uyo akamutema nedemo mushure mekunge vanetsana achibva afa.
Hama dzake dzakatora mutumbi wake ndokuungana dzichimuremekedza  kekupedzisira vasati vaundesa kumba kwemukomana wake akamuponda. Paul Mlambo uyo akamuponda achiri pakutiza.
Mhuri yake inoti yakaona zvakakodzera kuendesa mutumbi wake pamba pana Mlambo, vozoviga mutumbi wake vachisiya mhepo ichitinderera pamba pavo.