
THE PRIEST HOOD ✝️
February 11, 2025 at 02:59 PM
👩🏻🦰... Iri kupi imwe bhutsu?
👼🏻....Bhuchu?
👩🏻🦰.... Ehe wasiya imwe kupi?
👼🏻ime?
Ehe ndati waisiya kupiko?
👼🏻...piko?
👩🏻🦰.... Ndati wasiya kupiko bhutsu
👼🏻.... Bhuchu..?.
Sando dzenyu madzimai munebasa🙌🏼🙌🏼🙌🏼
_share_
😂
1