ZIM INSIGHT MEDIA
February 15, 2025 at 06:49 PM
*Mudzimba Hot Topics*
😅🔥🔥🔥
https://chat.whatsapp.com/GxMWbKB2N2kLutCFesLnPR
Makadii zita bvisai ndiri mudzimai akaroorwa nemwana wangu now ndane mwana one naye. Tane 2 yrs tiri kuno ku Cape town. Ndakatengerawo hubby tshirt newatch zve Vale ndikanyatsoisa pa bed achiiona achibva kubasa hanzi thanks asi ini handitengere mukadzi wandisingazive kuti akabviswa nani humhandara. Ndakarwadziwa hanzi pamwe wakabviswa humhandare pa Valentine day pacho ndofara manje. Akataura zvakawanda hanzi ndipo pawakabviswa humhandara nekubata nhumbu apa ndochengeta mwana wacho ivo baba vacho variko. Akatofonera baba Jenny vauye kuzotora vale yavo. Ndoita sei veduwe ahhh.
......