IDA ANOKUDA, SINGLES, MARRIAGES 💑
February 15, 2025 at 12:10 PM
*WEEKEND HOT 🔥 TOPIC*
*✅FOLLOW AND SHARE OUR CHANNEL LINK FOR MORE STORIES*
https://whatsapp.com/channel/0029VavriDR8PgsEKj1GZa3F
Hide Mr Content Creator, I'm a lady aged 19 yrs ndiri form 6. Secret yangu ndeyekuti ndirikudanana ne friend ya daddy wangu ine 52 yrs vanova principal vepa chikoro chandakaenda for A Level. Takatanga kudanana last year pandakaenda kunotsvaga nzvimbo ye form 5. Saka ndinotakurwa every day kuenda ku school neshamwari ya daddy uye ini ndakangovadirawo zvekuda kuvadya mari yawo. So ndinoenda kunovaona ku office kwavo maskati vanhu wese waenda kumba ndipo patinoita bonde mu office tozoenda kumba. Now Admin ndane pamuviri pane 4 months. Ndakavaudza kuti I'm pregnant 🤰 vakati ndiibvise cause zvinonyadzisa ku chikoro ,neku church plus dady vangu vanogona kuvauraya, ndirikutya ini kuti ndobvisa here or ndorega zvese ndirikutya ndoitawo sei wedare
*🚨To Send your comments, click link below👇🏻and follow*
https://whatsapp.com/channel/0029VavriDR8PgsEKj1GZa3F
❤️
😮
🤺
🫵
4