Zoom Lovers
January 29, 2025 at 08:51 AM
Zoomic Media Confessions
*Akashandisa kamuti kanokura kari pane umwe muti kuti abudirire*
https://chat.whatsapp.com/LZKZQ2406yrAJTc2DBgiKp
*My Journey to Success*
Sekuru Hide ID
Ndinodawo kupawo confession yangu Sekuru ndichitsanangura kuti chii chakaitika kuti ndizowana hupfumi hwandinahwo ndisina kubata mushonga.
Ndirimurume ane makore 28 ekuberekwa uye ndakatanga kuiita zvekutengesa ndine 17 yrs old mushure mekunge zvechikoro zvaramba. Ndakatengesa kusvika ndine 25 yrs asi hapana chaifamba ndaingowana Mari yechikafu neyekutengerawo vabereki vangu Mari yesugar. Rimwe zuva ndirimubhazi ndakakwira bus ndichiende kunohondha kumozambique hembe nebhutsu dzekutengesa ndakasangana nevamwe gogo vechikuru mubhazi imomo vakatanga kutaura nezveupenyu hwangu vachiporofita vachiita mweya yekurudzi kwangu yaikonzeresa kuti ndisaite zvinobatika muhupenyu hwangu. Vakandiudza kuti dambudziko rangu haraizopera nekubatsirwa asi vakandiudza imwe secret yehupenyu yandaisaziva yandinoda kuti vamwe vanhu vane same situation yandaive nayo vabatsirike. Gogo ava vandiudza kuti ndaifanira kupinda musango kuti nditsvage kamuti kanorama kari paneumwe muti pachirungu tinoti epiphytic plant.
Epiphytic plants are plants that grow on other plants, typically trees, without deriving nutrients from them. Instead, they absorb moisture and nutrients from the air, rain, or debris around them. This unique relationship is known as epiphytism.
Characteristics of epiphytic plants:
1. *Non-parasitic*: Epiphytes don't harm their host plants.
2. *Air-rooted*: Epiphytes absorb moisture and nutrients through their roots or leaves, rather than from the host plant.
3. *Attached but not rooted*: Epiphytes attach themselves to the host plant using roots, stems, or leaves, but they don't penetrate the host's tissue.
Ndanyora nechirungu kuti vamwe vanyatsonzwisisa nyaya yangu. Vakati kana ndichinge ndatora kamuti aka musango ndaifanira kuzotenga salt yemagodo ndosanganisa ndodzisa mvura ndofukira.
Zvakandindinetsa kuti ndikwanise kuwana kamuti aka asi ndazokawana padhuze nemusha wedu apa ndambopedza nguva ndirimusango nhai.
Ndatora muti uyu ndikaita sekuudzwa kwandakaita nagogo ava. Mushure memazuva mashoma ndakasangana neumwe murungu wandaitengesera zvinhu akati aida kushanda neni pabusiness rake. Ndakashanda naye 6 months ndobva ndasiya ndobva ndatangawo zvangu same business and now I'm the biggest supplier in Zimbabwe of that product we introduce.
Handidi kunyepa from 25-28 yrs ndaane dzimba 10 maMutare kusanganisira neHarare.
Gogo vakange vandiudza kuti I was very lucky kuti vandiudze secret iyoyo isina kuromba mukati. Vaiti ndikaita sekundiudza kwavakandiita zvinoreva kuti unotangira pamusoro sezvinoita kamuti aka uye kanodzinga mhepo dzakai. Hanzi vazhinji vanoshamisika nekubudirira kwako. Vaiti secret iyi inowanzoitwa nevarungu vaye vakabudirira asi hanzi zvinofanira kuitwa kamwe chete, kubudirira kusina kuromba mukati.
Respond (Sekuru)
Muzukuru taura chokwadi kuti ndozvega here zvawakaita kana kuti unogona kunge wakarombeswa nagogo ava. Anywhere I don't want to judge you, kana chiri chokwadi I know kuti makore arikutevera (Epiphytic plants) miti iyi inogona kusazowanikwa zvamuchose muZimbabwe vanhu vachingofukira pamwe vanhu vazhinji vachaita Mari economy ikachinja hameno handizivi zvangu. Asi according to your explanation it might look sense, the concept might be gud , I'm going also to try it tione uchitaura chokwadi.
....
❤️
😂
😢
3