Cee Novels
January 28, 2025 at 08:31 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaD9BEeBqbrIQBPS0P0y for previous chapters join my channel https://chat.whatsapp.com/Ltd3O62Qu2M835PFAQSiNK pinda musati mazara Cee Novels Presents *THE BLIND PRINCESS* Story Written By Cee Aka Mashumba ✍️✍️✍️ App📲0776171705 Chapter 18-19 *PRINCESS MOESHA* "Ruru shaah l'm so happy kubva that day randasangana nemukomana uye ndiri kufara chaizvo mangwana tiri kusangana zvakare same time same place.Ndakasekerera ndokuti," unoziva here kuti handisati ndakuziva zita remukomana uye ndakakanganwa kumubvunza iye anonyatsondiziva nezita rangu asi ini handizive kana zita rake zvinoitawo here izvozvo ndakadaro ndichikama musoro wangu zvishoma nezvishoma pfungwa dzangu dziri kure kure.Ruvimbo akabva atora kamu akatanga kundikama musoro achibva ati," you are not serious my Princess munhu wamakawana matambura makutadza kungobvunza zita rake chete." Princess Moesha: kutokanganwa chaiko ufunge ko nyaya dzakazowandisa ka that day asi ndakafara kani l can't wait kunomuona zvakare,Ruru nyatsondiudza akanaka here mukomana uye? Ruru:uum my Princess ndakakuudzai kare kuti mukomana wenyu wamunoda haite akashata ane mazindebvu zvinopfekwa zvacho handichataure uum dai masiyana naye haana future . Princess Moesha: please don't say that zvauriwe unogara uchindiudza kuti kunaka kwemunhu kuri mumoyo l think l'm inlove with that guy . Ruru: ndakadonhedza kamu ndokuti ,"what" ndichishamisika !!!!my Princess musadzokorore zvamataura Baba venyu vakazvinzwa havafare nazvo remember you are a Princess hazviite kuti mude munhu akadaro no no ndaramba haisva bodo . Princess Moesha: you can not choose who you fall in love with kana ndine mukomana uye ndinenge ndichinzwa kufara mumoyo mangu hana yangu ichirova harusirwo rudo rwacho here? Ruru:yes you are inlove woo but munhu wacho ndoasingaite zvachose uum musadaro vabereki venyu kunyanya baba venyu vakatotarisira zvakanaka kubva kwauri kwete rombe ramuri kuda iro. Princess Moesha: is it a crime kuda murombo ,shamwari murombo munhuwo handina basa nebackground yake chero kwaanobva kana vari varombo ndinongomuda akadaro . Ruru: uum hameno ndataurawo mawonero angu dai maiona makamuona face yake nezvaakaita chaizvo maisataura zvamuri kutaura izvi idzo hembe dzacho dzinenge dzakapfekwa uum ha........tichitaura kudaro Queen vakabva vapinda ndichibva ndanyarara kuti zii. Princess Moesha: ko kunyarara hanziiko? Ruru:ndakakwenya Princess ndokuti ,mazoti dhirezi renyu riye riri payi. Princess Moesha: Ruru paakachinja nyaya ndakabva ndaziva kuti pane munhu apinda . Queen: Ruvimbo muri kuiteiko muno neumwe wako vamwe vari kudinning. Ruru: nda....ndi......h.... Princess Moesha: musazvinetse henyu amai hatina kuuya ko nekuti hatina nzara . Queen: heya wavapapi nenyaya yangu ? Princess Moesha: nyaya ipi amai? Queen: usaite kunge wakazungaira ndakadaro ndichimubaya pahuma ndokuti,wakazotaura nababa vako kuti vasunungure vana vangu here? Princess Moesha: "silent" Queen: usandinyararire kana ndichitaura newe ka . Princess Moesha: hapana amai munoda kuti ndiite sei chaizvo kana pasina anondida moda kuti ndizviroore here , l'm tired of this life sei makandivenga kudaro amai asi handizi mwana wenyu here? " Nekuti mabatiro amunondiita akasiyana nemabatiro amunoita Moana naMirabel kana musiri amai vangu ndiudzei kuna mai vangu chaivo ndinovatsvaga . Queen: ndakarova Moesha mbama ndokuti ,zvawataura izvi ngakave kekutanga nekupedzisira husiku hwandakatambisa chokwadi ende ndiwe wakandirwadza pavana vangu vese ndakasonwa mastitches akawanda ndabvarukira ndikatora nguva yakareba ndichigarira salt wakundiudza matakanana akadai, dai uriwe inini waida mwana bofu iwe ndiudze chokwadi ,Mwari akandituka chokwadi kundipa mwana akaita sewe chipukandipemwenje. Princess Moesha: ndakangoona misodzi yoyerera amai vachipopota ndaive ndangonyarara ndiri confused mumoyo mangu ndaizvitongesa kuti amai ava ndimai vangu chaizvo here kana kuti pane zvakaitika ndofunga daddy vari kundivanzira chete uum hazvisi normal izvi hatred yacho yanyanya . Ndofunga amai vangu vakafa ndiri mucheche baba vakaroora umwe mukadzi chete . Queen: kurumidza kupukuta misodzi yako zvaitika nhasi hapana kana munhu mumwe chete waunoudza chero baba vako zvinoperera muno ukundinzwa here Ruvimbo. Ruru: yes my Queen " Queen:" iwe Ruvimbo utsvagire umwe wako mukomana kwete kungobuda pano everyday pasina chinobuda mese muri vaviri ndakadaro ndichibuda ndobva ndaenda kwaive naMoana naMirabel vakatanga kundiudza good news ndakapembera chaive chasara kuti ndiudze baba vacho kuti vasikana vane vakomana vari serious vanogona kungovaroora anytime.... Princess Moesha ; amai vachibuda ndakasara ndikachema zvekuchema zviye Ruvimbo akamboyedza kundinyaradza asi zvakaramba amai vangu nyakubereka kundiudza mashoko anorwadza kudaro baba ndichavabvunza chete vandiudze chokwadi kana amai vangu vakafa ndiende kunoona guva ravo ndivaudze zvinondinetsa . " Asi kana vasina kufa vakarambana nditotanga kutsvaga amai vangu chaivo.... hiii hiii hiiiii amai kani muripiko amai ndichitambura kudai. " Mwari vangu Mwari wangu mandisiireiko kana zvichibvira take my like zvepano panyika ndazvitadza .Ndakachena kusvikira ndarara handizive kuti ndakazorara nguvai. Ruru: machemero akaita Princess Moesha akandirwadza kusvika pamoyo chaipo Queen mavengero avakaita mwanasikana wavo haasi normal something is wrong somewhere hapana amai vanovenga mwana wavo kusvika pakadaro Pastor vaye vaitaura chokwadi dai ndaiziva kwavanogara ka ndaivatsvaga vabatsire Princess Moesha nekuti hupenyu hwavari kurarama hausi kundifadza zvachose King vari kufunga kuti Queen naPrincess Moesha vakuwirirana asi uum pakaipa Queen vari kungopretender pamberi paKing .Misodzi yakatanga kuyerera ndakatarisa Princess vakarara ndakangotora gumbeze ndobva ndavafugidza kwakutorarawo.The following day ndakamuka Princess Moesha vatomuka kare vachitaridza kuti vambochema.Ndakagadzirisa pahuro pangu ndokuti," mageza here my Princess timbobuda. Princess Moesha: handisati asi ndakutoenda ndakatora stick yangu ndikaenda kubathroom ndikageza pasina nguva ndaive ndapedza kugeza ndakapfeka chop chop Ruru ndobva auya nefood tikadya. Ruru: zvarongeka ka tichienda ". Princess Moesha: yes ndakadaro ndichitofamba Ruvimbo ndobva andibata ruoko . Ruru: tichifamba kudaro takasangana naKing vanaQueen vachitenderera neyard yese. King : Ruvimbo uri kuendepiko nemukunda wangu musina mota ndakati kudii? Princess Moesha: don't scold her dad tiri kuenda padhuze hatisi kuenda kure". Queen: Ruvimbo wochengetedza mukunda wangu handidi naye akawana chaanowana mabuda musina mota kudai unondiwona. King: ndakafara ndichiona kuti mai nemwana vakuwirirana ndakabata mukadzi wangu ruoko ndokuti," thnx darling ndokugona uku ramba wakadaro Moesha anoda rudo rwedu tese tiri vaviri. Queen: chokwadi my King mwana wedu uyu anofanira kupihwa rudo.. Ruru: ndakangozunguza musoro ndikatanga kufamba naPrincess tichitoenda takasvika tikagara kwekanguva mukomana uye achibva asvika. Stranger: hie Princess nhasi muri kutaridza kuti makasuwa chiiko? Princess Moesha: mukomana uye achingotanga kutaura chete ndakatanga kuchema neshungu.Akanyatsondisiya ndikapedza shungu dzese ndokuzoti ," my Princess why are you crying chiiko kana muchichema kudaro munorwadzisa moyo wangu nekuti handidi kukuonai muchichema so chiiko chiri kunetsa nhai zimhandara. Ruru: h....ha...handisi kutozivawo. Stranger: ndakapukuta Princess misodzi ndokuti , don't cry my Princess hamuna kumbofitwa nekuchema chinyararai mundiudze zviri kunetsa. Princess Moesha: ndakapukuta misodzi ndokuti,sorry handichacheme futi ko wasvika nguvai. Stranger: ndane nguva ndasvika handiti wanga uchichema. Princess Moesha: handichacheme futi ndakadaro ndichinyepedzera kuseka ndobva ndati," ndakazokanganwa kubvunza zita rako unonzi ani. Stranger: my name is Modecai" Princess Moesha: Takatanga kutaura naModecai kusvikira kwatovira ,ndichitaura naye kusuwa kwese kwakabva kwapera ndikatanga kufara .Mazuva akafamba tichiwirirana naModecai taionana almost everyday.Takatanga kudanana asi Ruvimbo akange asingade kuti ndidanane naModecai hanzi irombe....... Ruru: Princess zvamuri kuita izvi baba venyu vakazviziva ka Modecai venyu iyeye anourayiwa masikati machena .Munhu wenyu haaite weduwe. Princess Moesha: l'm inlove with Modecai Baba vangu havamborambe mukomana wandinoda amai vangu ndivo vachafara nekuti vana vavo vakuzosunungurwa ndakadaro ndichitoseka zvangu..... End Of Chapter @Cee Novels 💞 [08/03/2024, 08:42] Cee B: https://chat.whatsapp.com/BX7xC3Z39aR17LqEGhApmc https://www.facebook.com/profile.php?id=100076401092068&mibextid=ZbWKwL like my FB page https://whatsapp.com/channel/0029VaD9BEeBqbrIQBPS0P0y for previous chapters join my channel https://chat.whatsapp.com/HLvsHX32OnmIFDqLCgkN54 for comments join this group kucommenting grp kuri kubvira usasaririre 🔥 Cee Novels Presents *THE BLIND PRINCESS* Story Written By Cee Aka Mashumba ✍️✍️✍️ App📲0776171705 Chapter 19 *QUEEN MBIZI* "Mazuva akafamba ikava mwedzi yakawanda nhumbu yangu yakange yakura yakutoda kuzvarwa ,naKing taiwirirana asi ndaiti ndikaona Prince Archie hana yairova simba robva rapera ndakamboyedza kuzvi ignower asi iih zvairamba Prince Archie ndakatanga kuvada zvekuti pese pandairara naKing ndaiimaginer ndichirara naPrince ." " Zvandiri kuita zviri normal here izvi oh my goodness dai ndakaziva ndakaroorwa naPrince Archie wezera rangu yangu yekuda hupenyu hwakanaka nepfuma zhinji iyi yandionesa chitsvuku gore rino pese pandiri ndinenge ndichingofunga Prince Archie chete mazuvano hapana kana zvinhu zvine musoro zvandiri kufunga mazuvano kuti inhumbu here iri kuita kuti ndiite zvandiri kuita uum ndatambura ini.Ndaive ndakagara panze ndichifuurwa nemhepo King vaive muthrone room nemaelders avo .Ndakaona Prince Archie vachipinda nemota yavo hana yakatanga kurova ropa richimhanya mhanya mumaveins .Ndichivaona kudaro ndakabva ndasimuka ndikatanga kufamba ndichienda kwavari mufaro wese wakazopera paburuka umwe musikana aive akanaka ." " Ndakaridza tsamwa ndobva ndadzokera kunogara pasi ndakaramba ndakavatarisa vachifamba vakabatana maoko vachiuya kwandaive ndakagara.Ndainzwa kurwadziwa mumoyo chaimo ndichiona Prince Archie vakabatana maoko nemusikana wavo ko zvinomboda maintroductions here ." Ndakatanga kufunga ndirini ndaivhurirwa door Prince vondibata ruoko tobva tatanga kufamba takabatana maoko.Ndiri munyika yangu ndega ndakazongonzwa ndakunzi maswera sei amai. " Ndakaseka mumoyo ndokuti ," ini kuita mai vako never ". Prince Archie: muri kufungeiko amai ndiri kuti maswera seiko? Queen: sorry ndaswera aah sorry zvako kana kuzvinzwa ndandichiteerera munin'ina wako ari kukika kika awuh kabva kakika futi bata apa unzwe ndakadaro ndichibatisa Prince Archie dumbu. Prince Archie: ehe nhai kari kukika wena saka zvinorwadza here ndakadaro ndakabata dumbu riye ndichinakidzwa nezvaiita mwana. Queen: ehe asi hazvinyanye kurwadza ndakadaro ndichiisa ruoko rwangu pamusoro peruoko rwaPrince ndakatarisa musikana wake necorner yeziso ndikaona abhipa .Ndakanyepedzera kuscreamer futi ndobva ndati oh my Prince kakika futi batai neapa futi .... Mirabel: ndaive ndangomira zvino Prince Archie namai vavo vachiita zvisina basa .Queen vanopenga here ava chiiko ichocho chavari kuita havanyare mukadzi mukuru sei aah handisati ndamboona zvakadai ,ko ivo Prince Archie vabva vatondikanganwa nekuda kwastepmother vavo kuita kunge ndisipo . " Ndakanyatsomira ndakavatarisa vakapedza zvavaiita asi ndaive ndatogumbuka . Prince Archie: Waal l can't wait to see my younger brother , aàh amai ndange ndatokanganwa uyu anonzi Princess Mirabel musikana wangu ,Mirabel ava ndimai vangu ndoziva hangu kuti unovaziva . Queen: " hoo" Mirabel: nice to meet you my Queen chero ndichikuzivai zvangu ndakadaro ndichitambanudza ruoko rwangu kuti ndivamhorese vakaita sevasina kundiona .Prince vakabva vazviona ndokuti," amai Mirabel ari kukumhoresai. Queen: oh sorry nice to meet you too ndakadaro moyo wangu uchirwadza nekuti ndaisada kuona Prince vane musikana. Prince Archie: taenda isu amai regai tipinde mumba nemuroora wenyu. Queen : zvakanaka mwanangu". Princess Mirabel: Archie zvawaita nhasi handina zvangu kuzvifarira. Prince Archie: ko ndaitasei ? Princess Mirabel: asi unodanana nastepmother vako? Prince Archie: what? Asi unopenga nhaiwe zvauri kutaura zvinoita here hee? Asi unondiwona semunhu asina kukwana chokwadi ndingadanane nemukadzi wababa vangu zvinoitawo here?.. Princess Mirabel: zvamaita handina kuzvifarira unobata stepmother vako dumbu wakamira sani handidi kuzviona futi remember your Stepmom is still young,she is young and beautiful handidi kuzviona zvaitika nhasi ndipo pazvinotangira ipapo. Prince Archie: eeh vakadzi so ka zvakaoma hazvo saka sorry babie handichazviite futi ,asi pfungwa dzako so ka uum regai ndinyarare . Princess Mirabel: uum zvaitwa nastepmother vaPrince handina kuzvifarira asi vanoda mukomana wangu uuum handisi kupaona mushe l have to be very careful navo mai ava nekuti ndikapusa ndinotorerwa murume nemurungu uyu anongoti kutsvuka semadomasi hahaha takapinda mumba naPrince Archie ndobva tapfuurira kuenda kuroom kwavo .Takapinda ndokubva ndavhura door. Princess Mirabel: ko wakiirei door". Prince Archie: asi uri kutya",handina kukiya ndangovhara chete. Princess Mirabel: usakiye door please ko ko ukazo.....ndichitaura kudaro Prince vakauya pandaive vakandibata pachiuona vakamira vakanditarisa mumaziso chaimo ,ndakatanga kunyara nyara ndobva vati usandinyare babie very soon unenge wave mukadzi wangu . " Akandidhonza ndichibva ndaenda padhuze dhuze naye tichiita kufemerana takatarisana takangoyerekana tatanga kukissana . Prince Archie: Takatanga kutsvodana nemudiwa wangu ndichibva ndamudonhedzera pamubhedha ndakatanga kuisa ruoko rwangu mublouze rake ndichibata mazamu ake aive akamira kuti twiii pasina nguva ndaive ndatomubvisa hembe dzese. Princess Mirabel: my Prince please stop ko ndikaita nhumbu. Prince Archie: hazvina basa ndinokuroora ndinokuda Mirabel usatye zvako uri wangu iwewe ndakadaro ndichibvisawo hembe yangu yemukati ndikasara ndiri musvo .We kissed like there was no tomorrow ndakuda kupinda so ndakaona mwanasikana akakwana zvekuti ndakatoita zvechisimba kuti ndipinde ,Mirabel akascreamer asi ndairovera bhora kumberi kusvikira ndapedza. " Tapedza kudaro ndakamukisser pahuma ndokuti thanx babie ndaona wakakwana ndichakuroora. Princess Mirabel: wandirwadzisa Archie ooh ndiri kurwadziwa . Prince Archie: sorry babie uchajaira zvako l really love you ndakadaro ndichimusvoda zvakare and the next minute Mimi akange akutaura nematongues achitambisa chiuno . Queen: vanhu ava vane nguva vapinda mumba umo muri kuitweiko nguva yarebesa ndakasimuka pandaive ndokupinda mumba ndakananga kuroom kwaArchie ndakati ndichisvika so ndakanzwa masounds andisina kufarira ndobva ndavhura door zvishoma ndikaona vanhu vari busy kukwirana . Ndakangopera simba ndakatanga kufamba ndichienda kuroom kwangu kuti ndinorara ndichifamba kudaro ndakasanga namaid wangu ndiye akazondibatsira kufamba kuenda mubedroom ndakatanga kunzwa kupera simba nekupererwa nemweya wekufela ndokuti zii ndakadaro. Maid : my King my King muripiko Queen vafenda ,ndakatsvaga King ndichideedzera asi handina kuvaona . Prince Archie: awuh babie ipapo don't stop ooh awh amai kani oooooooh ndichitapirirwa nabae wangu ndakazongonzwa noise maid achideedzera kuti Queen vafenda ndakakurumidza kusiya zvandaiita ndakuda kupfeka Mirabel akandibata ruoko ndokuti," uri kuda kuendepi"? Ndakamu ignower ndikabata ruoko rwake ndikati," hausi kunzwa kuti amai vangu vafenda here? Princess Mirabel:"so" Prince Archie: hezvo unopenga here iwe ndakadaro ndichitobuda kuenda ndikaona Stepmom vangu vari unconscious". Maid wafonera Chiremba here ko baba varipi ? Maid: King ndavashaya handisi kuziva kuti vaenda kupi ,Chiremba ndavafonera vati vari kuuya. Prince Archie: good ",ndakaenda paive namai vangu ndikavabata ruoko maziso akajenga misodzi. Princess Mirabel: ndakabhowekana Prince pavakabuda ndakamboedza kuvamirira ndichiti pamwe vari kudzoka asi hazvina kudaro ndakatozopfeka hembe ndikaenda kwaive naQueen ." Ndakasangana nemashura chaiwo ndakaona Prince vakagara paside paQueen vakavabata maoko maziso akajenga misodzi .Ndakati ndichisvika ndakuda kupopota King vakabva vapinda vachimhanya Chiremba ari kumashure. King: Archie aita seiko mukadzi wangu. Chiremba: don't worry guys regai ndione kuti chii chiri kunetsa.Ndakavaita maobservations ndikaona BP yakakwira. King: do something please " , chiiko chiri kuitika Chiremba l don't understand manje manje apa vanga vatori ryt saka chii chazoitika. Chiremba: BP yavo yakakwira hazvina kunaka kuti BP yavo ikwire so vakazvitakura ndichavabaya nekuvanyorera mapiritsi.Ndakatora jekiseni ndichibva ndabaya Queen pasina nguva vakange vamuka.....ndobva vatanga kudaidza zita raPrince Archie. Princess Mirabel: Queen pavakadaidza zita raPrince King naPrince vakaenda vachimhanya sevana vadiki .Zvakandibhowa ndikatanga kufamba ndichienda .Ndakambofunga kuti Prince vachatevera asi havana ndakafamba kusvika kumba pasina munhu anditevera. End Of Chapter Bho here apa? Cee Novels Life changing stories 💞
❤️ 😂 👍 🙏 😢 😮 👏 💪 334

Comments